Kwayedza
Chirongwa cheHurumende chePfumvudza chinoratidza kuti chatekeshera mumatunhu ose enyika apo vanhu vari mubishi kugadzirira kurima. Sabhuku Fanuel Chekero vekwaIshe Bota, kuZaka mudunhu reMasvingo vanoonekwa vachiita gadziriro yemwaka mumunda mavo. – Muchaneta Chimuka