Seed Co yabatsira vanasikana . . .

01 Feb, 2023 - 13:02 0 Views
Seed Co yabatsira vanasikana . . . Seed Co

Kwayedza

KAMBANI inouchika mbeu yeSeed Co nhasi yapa chipo chezvekushandisa panguva yekutevera nesipo kusangano reUnlimited Hope Alliance.

Chipo ichi chinotarisirwa kubatsira vanasikana vechidiki vanotambura kumaruwa avo vanonetseka kuwana zvekushandisa panguva yavo yekutevera.

Seed Co non-executive director, Mai Remina Davidzo Chitengu (kurudyi) vanotambidza chipo ichi kuna Mai Mary Chigumira, vanova sachigaro weUnlimited Hope Alliance apo vamwe vakatarisa.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey