Tete vakafira muti weraki

21 Oct, 2020 - 14:10 0 Views
Tete vakafira muti weraki

Kwayedza

Kingstone Mapupu

Murume wekuHuyuyu, kwaMutoko, akasungwa nemapurisa nemhosva yekutematema tete vake nedemo, ndokuita ambuya vake kafiramberi achivati vainge vabvisa mushonga wake weraki pawaigara.

 

Piniel Tagara (23) ari kunzi akaponda tete vake Lizzie Madende (59), ndokukuvadza ambuya vake Benhilder Nyarambi (81) apo akashaya muti wake.

MUSADARIKWE NE KWAYEDZA YESVONDO RINO . . .

Share This:

Sponsored Links