TISHAMWARIDZANE

03 Jul, 2020 - 00:07 0 Views
TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye.
Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.
*****
NDINE makore 41, ndinodawo mukadzi ane makore 30 anoda kugara kumusha ini ndiri kubasa. Anoda totaura pa0773 381 414.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 39, ndinotsvakawo mudzimai wokuroora. Nhamba dzangu 0714 720 571.
*****
Makadii? Ndiri kutsvagawo musikana mhandara tsvarakadenga kwete mukobvu ane makore 18 – 22. Ini ndine makore 34, ndinoshanda uye ndiri muHarare. Andida anondibata pa0772 574 701.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27, ndinoshandira muHarare kumusha kuri kwaRusape. Ndinotsvaga musikana ane makore 18 kusvika 20, ndobatika pa0714 248 355.
*****
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 38, akafirwa uye ndotsvagawo murume anondida. Ndiri HIV+, ngaave anotya Mwari achida zvemba, zvemapoto bodo. Nhare yangu 0714 761 986.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 28, ndinotsvaga musikana murefu ari mutete, mushava ave kuda zvemba. Matsotsi bodo, andifarira ndibate pa0774 432 150.
*****
Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 33, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora. Ndine vana 2 uye ndiri pamushonga. Anenge andifarira nhare dzangu 0718 595 208.
*****
Ndiri murume ane makore 38, ndotsvakavo mukadzi ari pachokwadi. Nhare yangu 0774 191 656.
*****
Ndiri mukomana ane makore 25, ndinoda mukadzi ane makore 30 zvichidzika kana ane mwana wake. Ndobatika pa0779 897 602.
*****
Ndiri mukomana ane makore 28, ndodawo musikana ane makore 18 kusvika 25. Nhare yangu 0779 758 190.
*****
Makadiiko hama? Ndiri kutsvagawo musikana ava kuda zveimba kwete matsotsi ane makore 28 zvichidzika. Handina chirwere, ndine makore 35. Nhare yangu +27 835 946 062 ndinoshandira kuSouth nemuZimbabwe zvese.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 47, ndotsvagawo murume ari pachokwadi. Ngaandibate pa0774 322 090.
*****
Tishamwaridzane, ndiri murume ane makore 43 uye ndotsvaga mudzimai wekuroora ane makore 30 zvichidzika. Ndibatei pa0776 905 473.
*****
Makadii? Ndiri murume wechidiki ane makore 31 nemwana mumwechete. Ndinodawo mukadzi ane makore 19 kusvika 29 ane mwana 1 kana 2. Ngaave asina chirwere seni. Ndiri muHarare, nhare yangu 0714 665 643.
*****
Kwayedza, ndiri musikana ane makore 34 asi handikwanisi kufamba. Ndinotsvaga murume angandidewo anoda zveimba. Anoda nezvangu anondibata pa0771 757 404.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 35 nemwana 1, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi asina chirwere. Nhare yangu 0777 931 954.
*****
Ndiri murume ane makore 39 ndotsvaga mukadzi ane makore 25 kusvika 35. Ndoshanda, sms ndopindura zvakawanda totaura ndobatika pa0775 618 795.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 39, ndinotsvaga mudzimai ane makore 30 zvichidzika. Ndinoda anorevesa, totaura pa0774 042 311.
*****
Makasimba here? Ndiri murume ane makore 35 ndotsvaga mukadzi akanaka ane maHips. Ndoshanda uye ndakanaka. Ndine mwana 1, vanoda ndibatei pa0717 878 250.
*****
Ndiri kutsvagawo musikana/mukadzi ane mwana 1 wekuwadzana naye. Ngaave ane makore 18-30, anoshanda, asiri pamushonga, anogeza, akatsvinda, mutsvuku uye nemagadziko akakura. Fonai kana kutumira sms pa0715 096 970.
*****
Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 30, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 25 zvichidzika ane mwana mumwe. Anoda anondibata pa0712 558 853.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 42, ndiri muHarare uye ndotsvagawo murume wekufambidzana naye ane makore 42 kusvika 50. Anoda ngaandibate pa0712 499 514.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 50 uye ndiri positive. Ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari smart, akarongeka uye anowonekerawo. Vanoda munondibata pa0712 689 426.
*****
Makadini? Ndiri murume ane makore 40, ndinotsvagawo mudzimai wekufambidzana naye ane makore 25 – 35. Anoda rudo ndibate pa0714 627 936.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 40, ndiri kutsvakawo mukadzi wekudanana naye ane makore 25 kusvika 40. Andifarira ngaandibate pa0716 865 594.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mukomana ane makore 26, ndinotsvagawo musikana wekuroora kana ane mwana mumwe chete. Ngaave nemakore 18 kusvika 25, akashambidzika ari munaku seniwo. Kufona kana call back zvese ndinotambira. Kana pane ari serious ngaandibate pa0716 392 338.
*****
Ndiri kuda musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 18 kusvika 20 ari negative. Ndoshanda, ndine makore 23. Andida ndibate pa0786 184 989.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 34 nemwana 1, ndiri HIV positive uye ndinotsvagawo murume wekushamwaridzana naye ane makore 37 zvichikwira. Ndibatei pa0716 911 312.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri murume anotsvagawo mudzimai wekuwana ane makore ari pasi pe35. Nhare yangu 0777 696 915.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mukadzi ane makore 30, ndakamboroorwa asi handina mwana. Ndinotsvagawo murume ari pachokwadi anoziva Mwari uye anoda zvemba asiri pamushonga nekuti ini handisi. Ane makore 35 – 45, andida ngaandibate panhamba dzangu 0719 501 950.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 45, ndinotsvagawo mukadzi wekushamwaridzana naye. Ndinoda ari pachokwadi kwete kutamba neni. Nhamba dzangu idzi 0717 600 582.Tozotaura zvakawanda. Ndiri kuChi-town. Ndatenda.
*****
Makadii zvenyu? Ini ndiri mrume ane makore 35 ndodawo musikana wekufambidzana naye ane makore 20 – 25 ari muHarare uye HIV negative. Nhare yangu 0785 709 971.
*****
Ndiri murume ane makore 45 nevana 2. Ndiri HIV positive uye ndinogara nekushanda muHarare. Ndinodawo mukadzi ane makore 40 zvichidzika ari positive seni ane vana vasingadariki 2. Handisi kuda mwana, ndoda wekuchengetana naye chete. Anoda ngaandibate pa0714 280 936.
*****
Makadii? Ndodawo mudzimai ane makore 30 zvichidzika ari pachokwadi. Ndobatika pa0773 130 124.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35 ndinoda mukadzi ari pamushonga akavimbika anoda zvemba. Vanoda vanofona pa0788 602 291.
*****
Makadii? Ndinotsvagawo murume ane makore 30 – 40 ari serious nezvemba. Ndiri mudzimai ane makore 27 nemwana 1. Ngaave ari pamushonga akarongeka, anoda ndibate pa0775 445 014.
*****
Ndinotenda Kwayedza mwenje werudadiso nebasa renyu rinonwisa mvura. Ndiri murume ane makore 50. Ndinotsvagawo mudzimai wekufambidzana naye. Nhare yangu 0788 803 325.
*****
Makadii? Ndiri musikana ane makore 19, ndinotsvakawo shamwari dzechisikana kana dzechikomana dzekushamwaridzana nadzo. Mondibata pa0788 023 378.
*****
Ngatishamwaridzanei, ndiri murume ane makore 34 ndotsvagawo mukadzi wekuroora ane vana vaviri kana mumwe. Ini ndine vana 4, ndinoda anogara muMash Central, ini ndinogara kuMt Darwin uye handisi pamushonga. Mukadzi wandaiva naye akashaya nekuda kwedambudziko recancer. Mondibata pa0782 242 772.
*****
Ini ndiri murume ane makore 51 okuberekwa, ndotsvagawo mukadzi wekushamwaridzana naye ari pachokwadi. Vakadzi vevaridzi kwete, nhare dzangu idzi 0714 845 016.
*****
Ndiri kutsvagawo musikana asina mwana wekuwadzana naye. Ngaave mutsvuku, anogeza, anoshanda, ane mazirudo, akatsvinda, asiri pamushonga uye ane mahips nemagadziko akakura. Vanoda ndibatei pa0775 295 348.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 26, ndinodawo musikana kana mudzimai ane mwana mumwe. Ari pachokwadi ngaandibate pa0776 140 580.
*****
Hello veKwayedza makadii? Ini ndinofarira kusocialiser nevanhu. Ndiri musikana ane namakore 18 ndowanikwa pamatext nepaWhatsApp. Anoda ngaandibate pamatext pa0779 490 099.
*****
Ndidawo mudzimai wokuroora asiri pamushonga ane makore 36 – 46. Ndine makore 56, nhamba dzangu 0776 039 828.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 33, ndotsvagawo musikana kana mudzimai ane makore 18 – 30 ave kuda zvemba. Nhamba dzangu 0783 536 670.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri kutsvagawo mudzimai wekushamwaridzana naye. Ndine makore 42 nevana 4, andifarirawo ngaave ane makore ari pasi peangu. Nhamba dzangu 0778 656 186.
*****
Makadiiko veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35 nemwana 1. Ndinotsvagawo mukadzi ane mwana wake anodawo imba, kunyanya wekuManicaland. Nhare yangu 0771 552 114.
*****
Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 32, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora. Ndine vana 2 uye ndiri pamushonga. Anenge andifarira nhare dzangu sms 0733 612 091.
*****
Ndiri murume ane makore 44 ekuzvarwa. Ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 37 – 40. Munondibata pa0784 047 160.
*****
Ndiri kutsvagawo musikana ane makore 18 kana 19. Ini ndine makore 20, nhamba dzangu 0784 782 949. Ndinogara kuKariba.
*****
Makadii? Ndiri murume ane vana 2, ndinotsvagawo mukadzi wekufambidzana naye. Ndiri muHarare uye ndodawo mukadzi akasimba ari pamushonga. Anoda ngaandibate pa0712 268 772, ndoda akasimba chaizvo.
*****
Ndiri mukomana ane makore 27, ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 23. Ngaave ane hutano hwakanaka nekuti hwanguwo hwakanaka. Nhare yangu 0717 607 479.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 40. Ndinotsvagawo mudzimai anoda kuvaka musha asiri pamushonga uye ane nazirudo. Nhare yangu 0718 722 557.

Share This:

Sponsored Links