TISHAMWARIDZANE

31 Jul, 2020 - 00:07 0 Views
TISHAMWARIDZANE Tishamwaridzane

Kwayedza

MHOROI. Iii ndiri kukumbira kuti musafona pa0718 851 216 ndakawanikwa kare. Ndinotenda veKwayedza.

***

Makadini? Ndinodawo mudzimai wekuroora ane makore 19 kusvika 25. Andida ngaandibate pa0772 432 724.

***

Ndiri mudzimai ane makore 43 nevana 3. Ndinoda murume ane makore 43 kusvika 55 anoenda kumasowe. Zvakawanda tozotaura, andifarira ndibatei pa0773 170 066.

***

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 61, ndinotsvakawo mukadzi ane makore 55 asiri pamushonga ari mukobvu. Akanaka anofona pa0775 020 438.

***

Ndiri mudzimai ane makore 27 nevana 2, ndinotsvakawo murume ari pachokwadi chero wezera ripi zvake, ndinobatika pa0776 619 472.

***

Ndiri murume ane makore 29, ndinodawo mudzimai wekuwadzana naye ane shungu nemusha asiri pamushonga. Ndine mwana mumwe, ndibatei pa0712 581 425.

***

Ndiri mukomana asati amboroora, ndinotsvagawo musikana anoda zvekuroorwa ari serious asina mwana asati amboroorwa uye ari negative. Ane makore 18 – 24 andifarira anofona kana kutumira sms pa0718 219 677, zvizhinji tinotaura.

***

Ndiri murume ane makore 36, ndinotsvagawo mukadzi anoda zvokuroorwa ane makore 18 -31 uye anotya Mwari.  Handina mwana saka ndinoda asina. Anoda ngaandibate pa0772 435 715.

***

Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 28, ndinotsvaga musikana wekuroorana naye ane makore 20 kusvika 27. Andida ndibate pa0774 432 150, matsotsi musafone henyu.

***

Ndakambonyorera kuchirongwa, handisati ndamuwana. Ndiri murume anotsvagawo mukadzi wekuwadzana naye toroorana. Ngaave nemakore ari pasi pemakumi matatu nemashanu. Nhamba yangu 0777 696 915.

***

Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 42, ndinotsvagawo mudzimai ari pamushonga seni. Andifarira ngaandibate pa0779 038 794. Ndatenda.

***

Makadii henyu? Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvagawo musikana asati amboroorwa ane makore 21 zvichidzika. Ngaandibate pa0714 576 432.

***

Ndiri murume ane makore 36, ndiri positive uye ndinotsvaka mudzimai ane makore 22 – 30. Ndine 2 vana, tozotaura tasangana. Nhare yangu 0775 977 771.

***

Makadii? Ndiri kutsvagawo mudzimai wekuroora ane mwana 1 kana asina uye asiri pamushonga. Ndinoda ane makore 18 kusvika 26. Akanakawo seni ngaandibate pa0774 317 741.

***

Ndiri mukadzi ane makore 26, ndinodawo murume ane makore 30 kusvika 38 anoshanda. Ndine vana vatatu, ndinotsvakawo murume ane status iri negative. Ari pachokwadi ngaandibate pa0716 831 861.

***

Ndiri murume ane makore 30, ndinotsvagawo musikana wekuroora. Ndinozvishandira ndinogara pamba pedu uye ndinodawo ane makore 18 kusvika 20. Nhare yangu 0774 408 120.

***

Ndiri mukadzi ane makore 40, ndotsvaka murume ane makore 45 – 56 ari HIV negative. Anonamata ngaandibate pa0782 287 349.

***

Makadii zvenyu veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27, ndinotsvagawo musikana ari pachokwadi anoenda kumasowe. Andifarira ngaandibate pa0773 199 075.

***

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 26 nemwana 1, ndotsvagawo musikana ane makore 18 – 21. Ngaave ari pachokwadi, ndanzwa nekusangana nematsotsi. Ndinoda akanaka uye akagezeka. Nhamba yangu 0785 271 115.

***

Share This:

Sponsored Links