Tishamwaridzane

21 Jan, 2021 - 12:01 0 Views
Tishamwaridzane Tishamwaridzane

Kwayedza

INI ndiri mukomana ane makore 26, ndotsvagawo musikana ane makore 19 kusvika 23 wekuroora asiri pamushonga. Nhamba dzangu 0719 239 961, ndogara muHarare.

********

Ndiri murume ane makore 38 nevana vakewo. Ndotsvaga mukadzi ave kuda zvemusha ari muHarare kana pedyo. Ndinoda anonamata, ane mhuri yakewo ari HIV negative. Ngaandibate pa0712 394 264.

********

Ndiri murume ane makore 41, ndotsvaga mudzimai wekuroora. Andifarira nhamba dzangu 0771 858 047. Zvizhinji totaura pafoni.

********

Makadiniko? Ndiri murume ane makore 34, handisi pamushonga. Ndinoda mukadzi asiri pamushonga chete ane makore 19 – 31. Nhare yangu 0772 298 392.

******** 

Makadii veKwayedza? Ndinokutendai nechirongwa chenyu cheTishamwaridzane. Ndotsvagawo mukadzi wekushamwaridzana, ndine makore 51. Anoda ngaandibate pa0773 942 684.

********

Makadini vabiki vechirongwa? Ndinotsvagawo mudzimai wekushamwaridzana naye ane zvaanoita muhupenyu. Ngaave ane makore 35 zvichidzika uye ari HIV negative. Anondibata pa0779 276 530.

********

Ndinotsvagawo mudzimai wekufambidzana naye ane mwana kana asina ane makore 28 – 34. Ndine makore 46, HIV negative. Ngaave anobva Chimanimani, Nyanga neMutare. Ndine vana vatatu, nhare yangu 0771 228 059.

********

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 45, ndiri pamushonga uye murume ndoda ane makore 50 kana kudarika. Andida anondibata pa0771 508 012.

********

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23 uye ndinodawo musikana ane makore 18 kana 19 ari serious nekut ini ndiri serious. Nhare yangu 0786 329 317.

********

Ndiri mukadzi ane makore 38, ndogara muHarare uye ndiri HIV Negative. Ndodawo murume ane makore 39 zvichikwira, asina mukadzi, ari muHarare. Ndibatei pa0782 387 571.

********

Ndiri mudzimai ane makore 43 nemwana 1 ndotsvakawo murume anoda zvemba kwete matsotsi. Nhare yangu 0783 955 773.

********

Kazuwai vadikani, ini ndiri murume ane makore 28. Ndinotsvagawo shamwarikadzi wekuva naye muwanano ari pazera 18 kusvika 25. Andidawo ngaandibate pa0774 946 302. Ndiri muHarare.

********

Makadii Kwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27 paupenyu ndiri driver uye ndinotsvaga musikana ane makore 18 kusvika 23 asina mwana asina neHIV. Ndobatika pa0714 248 355.

********

Makadii? Vese vaifona pa0783 801 608 chiregai kufona. Ndakawana wangu wandaida.

********

Makasimba here veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 22, ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 20, asi ari pamushonga kwete. Andifarira ngaandibate pa0772 756 838.

********

Ndiri murume ane makore 33 nemwana 1. Ndinoda mukadzi ane mwana 1 kana 2 ari pachokwadi. Ini ndinogara muHarare, andifarira ngaandibate pa0771 182 748.

********

Makasimba here veKwayedza? Ndotsvagawo mudzimai ane makore 18 kusvika 28. Ndobatika pa0783 010 466.

********

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 39. Ndodawo mudzimai ane mwana mumwe ane makore 32 kusvika 35 ane magadziko mahombe. Ngaave anofarira kumusha, andifarira ngaandibate pa0718 960 247.

********

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi wemakore 32 nevana 2. Ndiri pamushonga uye ndodawo murume ari pachokwadi wekumisa imba naye. Vanoda kutamba kwete, kana pane andifarira totaura chero nguva pa0776 018 879. Ndatenda.

********

Makadii veTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 33 ndinotsvagawo shamwarikadzi ine makore 22 kusvika 30. Ngaave ari HIV+ seniwo asingaratidzike. Nhare yangu 0716 262 369.

********

Makaita basa veTishamwaridzane, ndakazomuwana wandaida saka vose vachiri kufona panhamba idzi 0779 015 163 ngavachirega ndakazomuwana.

********

Makadini veKwayedza? Ndiri mudzimai ane vana 3 uye ndiri pamushonga. Ndine makore 33, ari pachokwadi ngaandibate pa0715 854 658. Asi matsotsi kwete ndapota zvangu nevarume vevanhu kwete.

********

Makadini veTishamwaridzane? Ndotsvagawo shamwari yechirume ine makore 50 zvichikwira. Ini ndine makore 40 nevana 2 vane misha yavo. Vandifarira ndibatei pa0784 010 622.

********

Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 23 uye ndinotsvagawo mukomana ari pachokwadi ave kuda zvemba nhamba dzangu 0785 278 308.

********

Makadiiko? Ndiri mukomana ane makore 27, ndinotsvagawo musikana wekushamwaridzana naye. Ndatenda, nhare yangu 0714 729 425.

********

Makadini zvenyu? Ini ndine makore 25, ndinotsvakawo musikana akanaka ane makore 18 kusvika 22. Kana pane andida anondibata pa0715 481 745, ndiri kuBulawayo.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey