Tishamwaridzane

16 Apr, 2021 - 12:04 0 Views
Tishamwaridzane

Kwayedza

NDIRI murume ane makore 46. Ndogara muHarare uye ndodawo musikana wekuroora asina mwana. Asina kumbobvira aroorwa anoda kuzogara zvakanaka fona pa0773 222 832.
********
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 35 nevana 2, ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora ane makore 40 kusvika 55 asiri pamushonga nekuti ini handisiwo.
Akazvipira kunoongororwa ngaandibate pa0718 147 576. Ndatenda.
********
Makasimba here pachirongwa? Ndiri murume ane makore 37, ndinotsvagawo mukadzi ari pachokwadi nezvemba. Anoda ngaandibate pa0773 684 275.
********
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 38, HIV positive nevana 2 vari kudzimba dzavo. Ndiri kudawo murume ane makore 45 – 60 anofara uye ane rudo netsitsi. Ndiri kuKaroi, ndibatei pa0786 043 352.
********
Makadiyi veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 36 asina chirwere. Ndakuda kuroora. Ndiri kutsvagawo musikana ave kuda zvekuroorwa asina chirwere uye ari pachokwadi ane makore 18 – 30. Nhamba dzerunhare 0716 044 911.
********
Makadii veKwayedza? Ini ndofunga kubva last year muchingondishambadza, ndakawana saka pinzaiwo vamwe. Vachiri kufona pa0776 018 879 ndokumbira musafone. Ndatenda.
********
Makasimba here? Ndiri mukadzi ane makore 28 nevana 2 uye ndinodawo murume ane makore 32 kusvika 38. Ndiri kwaRusape, andida ngaandibate pa0714 488 465. Matsotsi kwete, ini ndinoita zvekurima.
********
Makadii? Ndinodawo mukadzi anoda musha, ndiri pamushonga uye ndine makore 38 nemwana mumwe. Ndiri mupositori wekumasowe. Mukadzi uyu ngaave wekumasowe or Mwazha. Vanoda fonai pa+27 629 288 760.
********
Ndinotsvagawo murume wokuchengetana naye murudo. Ndine makore 48, andida ndibatei pa0784 861 564.
********
Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 35, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora. Ndine vana 2 uye ndiri pamushonga. Anenge andifarira nhare dzangu 0785 530 679.
********
Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 34, ndine vana 2 uye ndinotsvagawo mukadzi wekuroora. Ndiri pamushonga, anenge andifarira nhare dzangu sms pa0718 595 208.
********
Hie, I’m a single lady aged 25 with 1 child. Ndinodawo murume, nhare yangu 0771 390 372.
********
Ndiri murume ane makore 42. Ndakamboroora, handina chirwere. Ndinodawo mukadzi ane makore ane 30 – 35. Nhare yangu 0784 922 571.
********
Ndinotsvagawo mukadzi anoda zvemusha. Ndine makore 55, ndichigara kwaZvimba. Ndinoda ane makore 35 – 40. Ndine mwana ane makore 7, anoda nezvangu anofona pa0774 325 989.
********
Ndiri mudzimai ane makore 37 nevana 2. Status negative, ndinotsvagawo murume ari pachokwadi ane makore 44 – 59. Nhare yangu 0771 329 121.
********
Makadii? Ndiri murume ane makore 40, ndinotsvagawo mukadzi anoda kuroorwa ane rudo uye anoda zvemba kwete zvekutamba. Ndiri HIV positive, andifarira anondibata pa0718 336 363.
********
Kwaziwai? Ini ndiri murume ane makore 41. Ndinodawo mudzimai ane makore 31 – 32. Ngaave ane vana 2 uye akasimba, anosevenza. Anoda ngaandibate pa0786 061 244, sms chete.
********
Makadii? Ini ndiri murume ane makore 32, ndotsvaga mukadzi wekuroora ane makore 19 – 28 anotya Mwari. Ndogara kumusha uye ndine vana 2, ndoda vemasowe. Ndibatei pa+263 714 845 123.
********
Makadii zvenyu veKwayedza? Ndiri murume ane makore 40, HIV positive asi handiratidzike. Ndinotsvagawo mukadzi ane rudo ane makore 35 zvichikwira. Ndingafare ndikawana akasimba mutema chero mutsvuku, mupfupi kana murefu. Nhare dzangu 0715 695 401.
********
Ndiri mukomana ane makore 30, ndinotsvagawo mudzimai kana musikana ane makore ari pasi peangu ari negative. Ngaave anoenda kumasowe emadzibaba, andifarira ngaafone pa0787 446 400.
********
Makadii Kwayedza? Ndiri murume ane makore 40 nevana vatatu. Ndinotsvakawo mukadzi wokuroora ane makore 25 – 39 ane vana vakewo. Anoda ngaandibate pa0782 415 621.
********
Makadini henyu veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane 30, ndotsvakawo musikana kana mukadzi ane mwana mumwe chete anoda zvemba uye nekugara kumusha. Asi ini ndoshanda muKaroi. Anondida ndinobatika pa0785 024 747.
********
Makadiniko veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27, ndotsvaga musikana wekuroora. Ngaave mutsvuku chero anorarama nehusope mukobvu kwete mutete. Ndinoda ane makore 20 zvichidzika ari pachokwadi nekuvaka imba. Nhamba dzangu 0718 364 203.
********
Makadiniko Kwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27, ndinotsvaga musikana wekuroora mutsvuku uye mukobvu ane makore 20 zvichidzika. Ari pachokwadi ngaandibate pa0718 364 203.
********
Ndiri mukadzi ane makore 52, ndiri kutsvagawo baba vechikuru vane makore 55 kusvika 60. Ndiri pamushonga uye ndinoita basa remaoko. Nhare yangu 0718 789 782.
********
Makadii tete? Ndodawo mudzimai wekuroora, ndine 30 makore iye ngaave nemakore 20 kusvika 28. Nhamba dzangu idzi 0772 432 724.
********
Makadiiko? Ini ndiri mukomana ane makore 35, ndinotsvakawo musikana ane makore 25 kusvika 30. Nhamba dzangu 0774 572 953.
********
Makadii henyu veKwayedza? Ndotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 – 21. Nhare yangu 0717 125 773.
********
Kwayedza makadii? Ndiri mukomana ane makore 27, kumusha kuri kwaRusape uye ndoshandira muHarare. Ndotsvaga musikana ane makore 18 kusvika 25 asina chirwere. Ndobatika pa0714 248 355.
********
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mukadzi ane makore 26 nevana vaviri, ndinotsvagawo shamwarirume yakavimbika yekuwanana nayo. Ndiri muHarare, andida zvizhinji totaura pa0718 325 123.
********
Makadini veKwayedza? Handina kuzowana wandaida, ndiri murume ane makore 38 nevana 2. Ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 25 kusvika 38, anoda zvemusha. Andida ngaandibate pa0716 790 100.
********
Makadii? Ndiri murume ane makore 54, ndinotsvagawo mudzimai wekuroora ane makore 30 zvichikwira zvisinei kuti ane vana vangani. Asiri pachirongwa andifarira ngaandibate pa0776 647 173.
********
Makadii veKwayedza? Ndine makore 28 nevana 2 uye ndiri HIV negative. Ndoda murume ari pachokwadi asina chirwere. Nhamba dzangu 0783 813 835.
********
Makadiiko veKwayedza? Ini ndinotsvaka murume ane makore 41 nevana 4. Asi ndiri pachirogwa. Ndatenda zvangu, nhare yangu 0774 068 965.
********
Makadii vechirongwa? Ndiri murume ane makore 39, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 20 kusvika 37 ane mwana mumwe. Ngaandibate pa0776 193 153.
********
Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 47, ndinotsvagawo murume ane makore 50 – 55 wekufambidzana naye kusvika muwanano. Ngaave asinganwi doro kana kusvuta fodya zvakare achinamata. Nhare yangu 0718 079 220.
********
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 28, ndinotsvakawo musikana ane makore 18 – 27 kana ane mwana 1 asiri pamushonga. Nhare yangu 0713 414 395.
********
Makadii? Ndotsvagawo mukadzi ari serious ane makore 37 – 41 ari negative. Ndine makore 48, nhare yangu 0782 980 649.
********
Makadini? Ndiri mukadzi ane makore 37, ndinotsvaga murume asinganwe doro kana kuputa fodya ari HIV positive. Ndiri kuChimani-mani, ndobatika pa0776 991 621.
********
Makadii? Ndiri murume ane makore 35, ndotsvagawo musikana ave kuda zvemba anogara muHarare ane makore 30 zvichidzika. Anoda sms pa0713 988 782.
********
Makadii veKwayedza? Ndine makore 25 nemwana 1, ndiri HIV negative uye ndoda murume ari pachokwadi asina chirwere. Nhare yangu 0780 553 068.
********
Makadii henyu veKwayedza? Ndotsvagawo musikana wekuroora ane makore 19 – 22 akati simbei uye anotya Mwari. Nhare yangu 0715 332 514.
********
Makadii Kwayedza? Ini ndiri murume ane makore 50, ndoda mukadzi ane makore 35 – 45 akanaka uye ane muviri muhombe. Anoda zvemba fona pa0775 004 522.
********
Kwayedza makadii? Ndiri mukomana ane makore 30, ndogara muHarare uye ndodawo musikana akanaka ane makore 18 kusvika 30 wekuroora kana ane vana. Anoda ndibate pa0784 744 730.
********
Mukomana ari muharare anotsvagawo musikana wekuroora, ngaave ane makore 18 kusvka 23 asina mwana kana ane 1. Ndinoshanda muHarare, andifarira nhamba dzangu 0713 424 493.
********
Makadii? Ndiri murume ane makore 38, ndogara kuMvuma. Ndoshanda, ndine vana 2 uye ndiri HIV positive. Ndoda mukadzi ane vana vakewo ane makore 20 kusvika 35. Ari pachokwadi ngaandibate pa0784 693 658.
********
Makadiiko veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 42 nemwana 1. Ndinotsvagawo murume ari pachokwadi ane makore 55 zvichikwira. Anoda ngaandibate pa0715 212 944.
********
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 58, ndinotsvagawo mudzimai ane makore 42 ari mutete mutsvuku kana mushava uye mupfupi ari pamushonga. Andifarira ngaafone pa0716 167 501. Ndinonamata kumasowe.
********
Makadii Kwayedza? Ndiri musikana ane makore 27, handina mwana uye ndiri HIV negative. Ndodawo murume ari pachokwadi asina chirwere. Nhare yangu 0771 869 794.
********
Makadiyi veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 39 nemwana 1 uye ndiri paART. Ndisanganiseiwo nemurume ane makore 45 kusvika 55 uye ari zvandiriwo. Andifarira nhamba dzangu idzo 0713 831 649.
Varume vevanhu kwete nevachiri kuda kutambamusapedze nguva yenyu henyu.

Share This:

Sponsored Links