Tishamwaridzane

17 Jun, 2021 - 12:06 0 Views
Tishamwaridzane Tishamwaridzane

Kwayedza

NDIRI musikana ane makore 36, ndinodawo murume ane makore 45 – 48 anoda zvemba. Ngaave asingaite gumbo mumba gumbo panze uye asina chirwere. Anenge andifarira ngaandibate pa0714 814 797.
********
Makadii pachirongwa? Ndiri murume wemakore 46, HIV+ uye ndine vana 2 vakura. Ndotsvagawo mukadzi wekufambidzana naye ane makore 36 kusvika 48. Nhamba dzangu dzekufona 0714 688 543.
********
Ndiri musikana ane makore 19, ndinotsvagawo shamwari (penpal) angave mukomana kana musikana. Vandifarira musafona isai meseji chete pa0780 544 628.
********
Makadiiko? Ndokumbira mundishambadzireiwo. Ndiri kutsvaga mukadzi wekuroora ane muviri muhombe-hombe, ane vana chero asina. Ini ndinorima nekupfuya. Ndine makore 47 nevana 2. Nhare yangu 0712 701 673 kana e-mail- emanueldube26@ gmail.com. facebook: 1974emanueldube.
********
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore makumi matatu, ndotsvakawo murume anoda zvekuroora. Ndine mwana mumwe chete, nhare yangu 0773 002 538.
********
Makasimba here veTishamwaridzane? Ndakawana wandaida, tinotenda chose saka vamwe musafona kana kutumira meseji panhamba idzi 0718 325 123. Ndapota hangu.
********
Ndiri musikana ane makore 30, ndiri pamushonga asi handiratidze uye ndinoshanda. Ndinoda murume ane makore 32 – 42 anoshanda, anogeza uye asingaratidzikewo. Ngaave anoda kuroora asi varume vevanhu kwete. Andifarira ngaandibate pa0779 248 880.
********
Kwayedza makadii? Ndiri murume ane makore 30, kumusha ndekwaRusape uye ndoshandira muHarare. Ndinotsvaga mudzimai ane makore 18 zvichikwira, ndobatika pa0782 309 274.
********
Makadii? Ndiri murume ane makore 32, ndotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 20 – 27. Ndine vana 2 uye ndogara kumusha. Andifarira ngaandibate pa0714 845 123.
********
Makadii? Ndiri murume ane makore 40, ndinodawo mukadzi asiri pamushonga ane makore 40 zvichidzika. Zvizhinji totaura pa0777 560 750, ndiri kuBindura.
********
Ndodawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 24. Ndine makore 28 uye ndinogara muHarare. Andifarira anofona pa0713 424 493.
********
Makadii pano paTishamwaridzane? Ndinotsvakawo shamwari yekufambidzana nayo, ndine makore 30. Ndodawo ane makore
********
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 40, ndotsvagawo mudzimai wekuroora. Anoda nhare idzi 0778 443 080.
********
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mukomana ane makore 25 uye ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 23 zvichidzika. Anoda ngaandibate pa0775 322 339.
********
Makadii Kwayedza bepanhau reruvheneko? Ndiri murume ane makore 51. Ndinotsvagawo mudzimai wekuroora. Nhare yangu 0788 803 325.
********
Ndinotenda zvikuru Kwayedza, murume avapo, muchato uri munzira. God bless you. – 0772 835 889.
********
********
Makadini? Ndiri mukadzi ane makore 39, ndiri positive uye ndodawo murume ari positive anoda wanano. Nhare yangu 0771 325 024.
********
Makadii? Ndiri murume ane makore 30. Ndinotsvagawo musikana ane makore 18 – 26 asinawo chirwere. Nhamba dzangu 0738 537 617.
********
Makadii? Ndotsvagawo musikana kana mukadzi ane makore 18 – 35. Ndine makore 34 uye ndogara muHarare. Nhamba dzangu 0776 001 703.
********
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 31, ndogara kuDomboshava uye ndiri pachokwadi. Ndodawo mukadzi ari pachokwadi ane chero makore asi asingapfuri angu. Nhamba yangu 0713 937 040, ndatenda zvangu.
********
Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 28, ndinotsvagawo musikana akanaka asina chirwere ane mazirudo ane makore 25 zvichikwira. Ngaave anogara muHarare, nhare yangu 0712 493 547.
********
Makadini? Ndiri murume ane makore 50, ndinotsvaga mukadzi ane makore 18 kusvika 30 ari muHarare. Ndiri HIV negative, andifarira ngaandibate pa0733 753 299.
********
Makadii? Ndiri kudawo musikana ane makore 19 – 25 asiri pamushonga. Ndibatei pa0782 476 062.
********
Ndingafara mukashambadzawo yangu tsamba. Ndiri mukomana wemakore 24, murefu uye anoshanda. Ndinotsvagawo musikana ave kuda imba, ngaandibate pa0715 992 424. Ndinogara muKaroi.
********
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 30, ndinotsvaga musikana wekuroora ari pachokwadi. Ngaandibate pa0719 838 165.
********
Makadii zvenyu? Ndiri murume ane makore 36 okuberekwa uye ndinotsvagawo mukadzi ane makore 20 kusvika 36. Andifarira anondibata pa0712 151 056.
********
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 28, handisi pamushonga uye ndinotsvakawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 26 chero ane mwana 1. Anoda zvekumusha andifarirawo ngaandibate panhamba dzangu 0713 414 395. Ndinonzi Edson Chnogwenya, ndinogara kuMasvingo.
********
Makadii? Ndiri murume ane makore 38, ndotsvaga mukadzi ane makore 25 – 31. Ngaave nemwana mumwe chete uye anoda zvemba. Nhare yangu 0774 763 083.
********
Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 44 nevana vatatu uye ndinogara muHarare. Ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 25 kusvika 43. Ari pachokwadi andifarira nhamba dzangu 0783 240 917.
********
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mukadzi ane makore 26 nevana 2. Ndotsvagawo shamwari yekufambidzana nayo, andida ngaandibate pa0718 325 123.
********
Makadii? Ndotsvagawo mudzimai ane makore 39 – 41. Ndine makore 49 uye ndiri HIV negative. Nhare yangu 0733 010 299.
********
Ndiri murume ane makore 43 asina chirwere uye handishande. Ndinotsvaga mukadzi ane makore 20 – 30. Nhare yangu 0784 922 571.
********
Hi Kwayedza, ndiri mukadzi ane makore 21, ndinotsvagawo murume wekufambidzana naye ane makore 23 – 30. Asina chirwere uye ari pachokwadi ngaandibate pa0784 439 415.
********
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 27 nemwana 1, ndotsvagawo musikana ane makore 20 kusvika 22. Zvakawanda totaura, handisi pamushonga. Nhamba dzangu 0785 271 115.
********
Makadii Kwayedza? Ndine makore 28 nemwana 1, handina chirwere uye ndoda murume ari pachokwadi. Nhamba dzangu 0783 813 835.
********
Ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvaga mukadzi wekurora ane makore 18 kusvika 22. Ndinoshanda, andifarira anondibata chero nguva pa0788 994 509.
********
Ndiri murume ane makore 39, ndinotsvakawo mukadzi angandida. Ngaave ane makore 25 kusvika 35 asina mwana. Ndinobatika pa0719 321 597.
********
Ndiri murume ane makore 40. Ndinotsvaga musikana ane mwana 1 kana asina, ava kuda zveimba. Nhare 0719 287 106, ndatenda veTishamwaridzane.
********
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore makumi mana nemana. Ndinotsvagawo mukadzi asina mwana wekushamwaridzana naye. Anoda ngaandibate pa0714 675 268.
********
Ndiri murume ane makore 30, ndinotsvaga mudzimai ane makore 29 zvichidzika asiri pamushonga. Nhare yangu 0782 008 450.
********
Makadii? Ndotsvagawo murume ane makore 40 – 45 ari HIV+ anoda zvekuroora. Ndine makore 39 nemwana 1, nhamba dzangu 0776 208 363.
********
Makadii vechirongwa cheKwayedza? Ndiri mukomana anotsvagawo musikana wekuroora. Anoda ndibate pa0776 217 579 otaura neni, ndatenda.
********
Makadii veTishamwaridzane? Ndanyora kawanda asi handizi kuburitswawo shambadzo yangu. Ndinotsvaga mukadzi ane makore 25 – 37 ari pachokwadi, anoda zvemusha. Ndiri kuMasvngo, nhare yangu 0773 544 975.
********
Makadii zvenyu? Ndiri mukomana ane makore 28, ndinotsvagawo musikana ane makore 20 – 24 ari pachokwadi. Zvakawanda totaura pa0716 760 109.
********
Makadii? ndiri mukomana ane makore 39. Ndotsvagawo musikana ane makore 30 kusvika 35. Ari pachokwadi nhare yangu 0776 032 047.
********
Vachiri kufona nekutumira sms pa0716 339 112 chiregai, ndakazomuwana wandaida. Ndatenda.
********
Makadiiko? Ndiri murume ane makore 37, ndotsvaga mukadzi anoda zvemba ari pachokwadi ane makore 25 – 33. Ngaave nemwana mumwe chete, nhare yangu 0774 763 083.
********
Ndotsvagawo murume ane makore 28 – 38 musoja, mupurisa kana truck driver ane vana 2. Vechidiki kwete, nhare yangu 0714 803 329.
********
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 42 nevana 3. Ndodawo mukadzi wekugara naye, zvakawanda tozotaura pa0714 862 307.
********
Hie, 1 am single aged 37 years old and looking for a women to settle with. She must be mature in everything. I am Charles John, I am black coloured. My number 0773 684 275.
********
Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 42, ndinotsvagawo murume ane makore 45 zvichienda mberi. Asiri pachirongwa, ini handisi. Nhare yangu 0713 745 261.
********
Ndiri murume ane makore 47, ndodawo shamwarikadzi mutsvuku ane makore 35 – 44. Nhamba dzangu 0714 400 323.
********
Makadii zvenyu? Ndiri mukomana ane makore 27 uye ndinogara muHarare. Ndingafarewo ndikawana musikana anoda kuroorwa ane makore 18 – 25. Handisi munhu akashoreka uye ndinoshanda. Andifarira # dzangu 0713 424 493. Ndava nemakore ndichinyorera asi handisi kuwana wangu, matsotsi anoda mari mirai zvenyu. Ndatenda.

Share This:

Sponsored Links