Tishamwaridzane

23 Sep, 2021 - 12:09 0 Views
Tishamwaridzane TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

MAKADII? Ndiri mukadzi ane makore 42 uye ndinotsvagawo murume asina mukadzi ane makore 45 – 60. Ngaave ane vana vake, anoshanda uye ini ndinoshanda. Nhare yangu 0775 502 434.
******
Ndiri murume ane makore 42, ndinotsvagawo mudzimai wekuroora ari pachokwadi ane mwana mumwe. Nhare yangu 0775 698 457.
******
Ndokutendai vabiki vechirongwa chino nekundishambadza, ndakamuwana anondida. Vaifona pa0776 208 363 ngavachirega havo.
******
Makadii paTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 42, ndotsvagawo mukadzi. Nhare yangu 0715 943 840.
******
Makadii? Ndiri musikana ane makore 21 nemwana 1. Ndinotsvagawo murume wekufambidzana naye, ngaave nemakore 28 – 30 uyewo ane mwana 1 kana 2. Andida anondibata pa0713 083 876.
******
Ndiri murume ane makore 35, ndinotsvagawo mukadzi ari pakati pemakore 20 kusvika 30, asiri pamushonga, ari munaku uye anofarira kugara kumusha. Nhare yangu 0785 922 028.
******
Makadii zvenyu? Ini ndiri murume ane makore 40, ndiri HIV positive uye ndotsvakawo mudzimai anoda zvemusha ane mazirudo, vana 2 kana 1. Ndiri murimi, nhamba dzangu 0713 538 521.
******
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 36 nevana 3, ndotsvagawo murume anoda zvemba. Ndobatika pa0782 119 073, ndoda vari pachokwadi chete uye zvekutamba kwete.
******
Ndiri mukomana ane makore 24, ndinotsvagawo musikana ane makore 19 kusvika 21. Andifarirawo ngaandibate pa0712 299 959, tinotaura ipapo. Ndatenda hangu.
******
Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 38 nemwana mumwe. Ndiri kutsvagawo mudzimai ane mwana mumwe asiri pamushonga ari kuda zveimba. Ndoda ane makore 25 – 30 zvakawanda totaura. Ari kuda zveimba ndibate pa0716 966 132.
******
Ndodawo musikana ane makore 18 kusvika 23 akasimba, ari mupfupi ane magadziko uye ane hutano hwakanaka. Nhare yangu 0716 683 410.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 40.
HIV positive uye ndiri kutsvagawo mudzimai ane makore 30 kusvika 40. Ndinodawo mukadzi akanaka ane rudo. Vanoda kutamba musafone zvenyu, ndingafare ndikawana mudzimai mukobvu. Nhare yangu inoti 0715 695 401.

Share This:

Sponsored Links