Tishamwaridzane

14 Oct, 2021 - 09:10 0 Views
Tishamwaridzane TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

NDIRI musikana ane makore 30, ndotsvakawo murume ane makore 32 – kusvika 38, ane rudo anonamata uye asina chirwere. Handinawo mwana asi iwe murume kana une vana vako hapana kuipa. Handidi murume wemunhu, ndapota hangu. Kumusha ndobva Masvingo asi izvezvi ndiri kuSouth. Nhare yangu 0681570789
******
Makadii Tishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 39 nevana vatatu, ndotsvakawo mukadzi kana musikana anoda kuroorwa asiri pamushonga. Nhare yangu 0782 461 637, ndatenda.
******
Ndiri mudzimai ane makore 44, HIV+ uye ndinotsvakawo murume wewanano naye ane makore 50 – 55. Ngaave anoshanda, kunyanya muHurumende, ave akafirwa nemudzimai. Ndine vana 2 vakura. Andifarira andibate pa0773 653 646 uye ave anogara Harare, Chinhoyi kana Chegutu.
******
Makadini veTishamwaridzane? Ndine makore 29 uye ndotsvagawo musikana wekushamwaridzana naye chero ane mwana umwe. Vanoda ngavandibate pa0778 886 512 asi vakadzi vevanhu kwete.
******
Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 38, ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 30 zvichidzika. Andifarira ngaandibate pa0719 990 293.
******
Makadii? Ndiri murume ane makore 37, ndotsvakawo mudzimai wekuroora ane makore 37 chero ane vana 2 uyezve ari muZimbabwe. Ini handisi pachirongwa uye ndapota vanoda zvekutamba kwete. Ndoda munhu ari pachokwadi, nhamba dzangu +27 643 477 858.
******
Makadii? Ndiri musikana ane makore 18, ndinotsvagawo murume wekuroorana naye anoshanda. Ngaave ane makore 25 – 34. Anoda ngaandaibate pa0780 827 326.
******
Makadini? Ndodavo mudzimai ane makore 18 kusvika 25. Nhamba dzangu 0772 432 724.
******
Ndinotsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 18 kusvika 25. Health status ari HIV negative, zvizhinji tinotaura paWhatsApp, SMS kana kufona pa0718 219 677.
******
Kwaziwai? Ndinotsvagawo mukadzi wokuwadzana naye ane makore 31 – 34. Ndine makore 41 ekuberekwa, ndoda mukadzi anonzwisisa chose. Ngaave ane magadziko mahombe. Anoda sms pa0786 061 244.
******
Kwayedza, ndiri mukomana ane makore 25 uye ndoshandira muHarare, kumusha kwaMutoko. Ndotsvaga musikana ane makore 18 kusvika 22 asina HIV, ndobatika pa0782 309 274.
******
Makadii? Ndiri murume ane makore 47. Ndotsvagwo mukadzi wekuroora ane makore 30 – 40. Ngaave mukobvu ane magadziko mahombe uye anofarira mucheno, ane vana 3. Ndibatei pa0785 441 548. Ndatenda.
******
Makadii Tishamwaridzane? Ndiri mukomana ane makore 30, ndinotsvakawo mukadzi wekuwadzana naye asiri pamushonga. Andifarira ngaandibate pa0780 388 123.
******
Makadii? Ndinotsvagawo murume wekuvaka naye imba. Ndiri mukadzi ane makore 40 nevana 2. Nhamba yangu 0737 456 669. Ndatenda.
******
Ndiri mudzimai ane makore 30 nevana 2, ndotsvakawo murume wekuwadzana naye. Ndinobatika pa0776 619 472.
******
Ndiri mukomana ane makore 24, ndinotsvagawo musikana ane makore 19 kusvika 21. Anenge andifarirawo ngaandibate pa0715 365 225. Ndatenda hangu.
******
Ndiri mukomana ane makore 30 from Mt Darwin. Ndinotsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 20 – 30. Ngaave ari HIV negative anotya Mwari. Ini ndonamata uye ndoda akanaka ari business minded. Ndiri free kunoongororwa ropa. Zvakawanda tozotaura pa0719 830 864.
******
Makadii veKwayedza? Ndine makore 28 nevana 2 uye handina chirwere. Ndoda murume ari pachokwadi asina chirwere. Nhamba dzangu 0783 813 835.
******
Makadini? Ndiri mudzimai ane makore 41 nevana vaviri uye ndiri pamushonga. Ndinotsvagawo shamwarirume yekuwadzana nayo ane makore 45 zvichikwira. Ndinozvishandira saka ndinodawo munhu anoshanda, anoziva Mwari uye asingamwi doro. Kana pane ari pachokwadi ngaandibate pa0712 709 640.
******
Ndiri murume ane asina chirwere uye asingashande. Ndinoda mukadzi ane makore 20 – 25. Nhare yangu 0784 922 571.
******
Ndotsvagawo mudzimai ane tarisiro yewanano uye mhuri. Ndiri murume ane makore 48, ndiri paART. Zvakawanda tozotaura pa0714 028 492.
******
Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 28, ndotsvagawo musikana akanaka asina chirwere ane mazirudo ane makore 25 zvichikwira. Ndinoda anogara muHarare anoshanda, ngaandibate pa0712 493 547.
******
Kwayedza makadiiko? Ndiri murume ane makore 30, ndinotsvaga mudzimai ane makore 18 kusvika 25. Ndobatika pa0779 171 199.
******
Munofara here Kwayedza? Ndiri murume ane makore 30, ndinotsvaga mudzimai ane makore 20 kusvika 25. Ndobatika pa0779 171 199.
******
Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 33 nevana 4, ndotsvakawo mukadzi ane makore 30 zvichidzika ane vana 2 kana 1. Anoda kutanga kuongororwa HIV ngaandibate pa0715 675 610.
******
Makadiiko veKwayedza? Ndiri murume ane makore 41 nevana vatatu. Ndinotsvaga mukadzi wokushamwaridzana naye ane makore 25 zvichikwira uye ane vana vaviri. Ndopota vakadzi vevanhu kwete. Ngaave ari HIV negative. Andifarira anondibata pa0712 765 929, zvizhinji tozotaura.
******
Murume ane makore 54, HIV positive anotsvaga mukadzi anoda zvekumusha. Nhamba dzangu 0771 465 924.
******
Makadii? Ndiri murume ane makore 42, HIV+ uye handina mwana. Ndoda mudzimai ane makore 25 zvichikwira. Nhare yangu 0775 316 821.
******
Ndiri mukdzi ane makore 23 nemwana 1. Ndodawo murume ane makore 30 – 35, ndiri pamushonga. Nhare yangu 0715 630 200.
******
Ndinodawo murume wekuchengetana naye ari pamushonga ane makore 60 – 65. Asina mukadzi ngaandibate pa0718 106 157.
******
Ndiri kutsvaga mukadzi wekuwanana naye ane makore 35 kusvika 30 uye ane mwana 1. Ndine makore 40 nevana 2, ndinoda anonamata. Ndinoshanda, andida ngaandibate pa0715 344 530.
******
Ndodawo musikana mupfupi akasimba ane magadziko uye ngaave nemakore 18 kusvika 23. Nhare yangu 0734 268 356.
******
Ndiri murume ane makore 31 nemwana 1. Ndinotsvagawo mudzimai ave kuda zvemba ane mwana mumwe. Ndobatika pa0774 618 832.
******
Makadii veTishamwaridzane? Ini ndiri murume anotsvagawo mudzimai wekuroora ari pachokwadi. Ngaave pedyo neHarare uye handinwe kana kuputa. Ndinogara kuHatclife, ndinodawo ari pakati peHarare neDomboshava. Handisi pamushonga, ndinobatika pa0719 805 401.
******
Ndiri murume ane makore 29, ndotsvakawo mudzimai ane makore 30 zvichidzika. Nhamba yangu 0648861022, ndatenda.
******
Makadii? Ndiri murume ane makore 46 nevana 2, ndinoita basa remaoko ndiri kuSouth Africa. Chokwadi chiripo ndechekuti ndakaroora asi ndiri kudawo mudzimai wechipiri wekuroora ane vana vakewo vaviri kana 1. Ngaave ari pakati pemakore 33 ne37 akazvipira kuva pachipari. Ndodawo anoda kuita basa remaoko uye zvekutengesa. Anonamata ngaandibate pa+27 725 937 539.
******
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 25 ekuberekwa, ndinotsvaga musikana wekuroora ari pachokwadi from 18 to 24 years. Anoda zvekugara kuSouth Africa, matsotsi kwete. Anoda zverudo kusvika muwanano ngaandibate pa+27 608 586 555.
******
Makadii Kwayedza? Ndinotsvaka musikana ane makore 18 kusvika 27 ane mwana 1. Ndine makore 28, nhamba dzangu 27 747 889 993.
******
Makadii? Ndiri murume ane makore 49. Ndotsvagawo mukadzi ari negative. Nhamba dzangu 0733 010 299.
******
Ndinoda musikana ari serious wekuroora asina mwana. Ngaave nemakore 18 – 24. Nhare yangu +263 713 420 105

Ndiri murume ane makore 30 ekuberekwa, ndinodawo mukadzi ari kuda zvemba. Vanotamba musafona, ndoda kubva pamakore 18 – 28 akazvipira kunotorwa ropa. Doro nefodya handibati. Nhamba dzangu 0716 742 533.
******
Makadii Tishamwaridzane? Ndiri mukomana ane makore 30, ndinotsvakawo musikana wekuwadzana naye. Ngaave asiri pamushonga, andifarira ndibate pa0780 388 213.
******
Ndine makore 42 okuberekwa, ndinotsvaka mukadzi ari serious wekuvaka naye musha ari HIV positive uye ane vana vake. Andifarira nhamba dzangu +27 789 119 836, ndiri kuSA.
******
Makadii vebepanhau? Ndinotsvagawo penpal yechikadzi. WhatsApp nhamba yangu iyo +27 737 922 736.
******
Ndoda mukadzi ane makore 25 – 35 wekuroora, blood negative. Ndine makore 40 nevana 2, nhamba yangu yangu 0785 538 637. Be fast nekuda kuroorwa! Ndinoda munaku.
******
Ndingafare ndakawana murume, handidi matsotsi. Ndinoda anondipa mazirudo, anotya Mwari. Ndinonzi Chipo, ndine makore 32 nemwana. Nhamba dzangu dzefoni +27 612 983 052.
******
Ndiri murume ane makore 23 ekuberekwä nemwana 1. Ndotsvakawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 22 asiri pamushonga. Ngaavewo nechimiro chinoyevedza mutsvuku, kana mutema ndotambira. Asi vatete kwete. Ndinoshanda kuSouth Africa basa rinoonekerawo. Andifarira ngaandibate pa+27 651 500 263, ndatenda hangu.
******
Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 30 ekuberekwa nemwana 1. Ndinotsvaka mukadzi asiri pamushonga ane makore 20 kusvika 28. Andifarirawo ngaandibate pa+27 715 562 226 uye ndinodawo mukadzi ane tsika.
******
Chekutanga ndinoti makadini vabiki vechino chirongwa cheTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 28 ekuberekwa uye ndinotsvagawo shamwarikadzi yekufambidzana navo murwendo rwerudo. Ngaave ane makore 18 kusvika 22. Ndiri kuSouth Africa izvezvi, matsotsi kana vakadzi vevanhu kwete. Nhare yangu +27 678 693 485.

Share This:

Sponsored Links