Tishamwaridzane

26 Nov, 2021 - 15:11 0 Views
Tishamwaridzane Tishamwaridzane

Kwayedza

MAKAITA basa veKwayedza, ndakamuwana murume saka vachiri kufona pa0775 502 434 ngavachirega havo.
***********
Ndiri murume ane makore 40, ndogara kuBindura uye ndotsvakawo mudzimai wekuroora ane makore 30 – 40. Fonai pa0777 560 750, totaura.
***********
Makadii pano? Ndiri murume ane makore 40 nevana 3, ndiri HIV + uye ndinotsvagawo mukadzi ane vana vake anoda zvemba. Nhare yangu 0773 045 645.
***********
Ndinoda musikana ane makore 18 kusvika 20, mukobvu, mupfupi uye ane magadziko. Ngaave ane utano hwakanaka muropa nekuti hwangu hutsvene. Nhare yangu 0712 485 492.
***********
Makadii? Ndiri murume ane makore 42, HIV positive uye handina mwana. Ndodawo mudzimai anorevesa, nhare yangu 0775 316 821.
***********
Ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 20 ane utano hwakanaka, kunyanya muropa. Nhare yangu 0737 315 041.
***********
Makadii vabiki vechirongwa cheTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 33, ndinotsvagawo mudzimai wekuroora ari pachokwadi. Ngaave pedyo neHarare, handinwe kana kuputa uye handisi pamushonga. Ndinogara kuHatcliffe uye ndinobatika pa0719 805 401.
***********
Makadii zvenyu veKwayedza? Ndiri murume ane makore 40, HIV positive uye ndinotsvagawo mudzimai ane makore 30 zvichikwira. Vanoda zvekutamba musafone zvenyu. Anenge andida anondibata pa0735 776 758.
***********
Makadini veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 26, handisi pamushonga uye ndinotsvakawo mukomana ane makore 26 – 40. Nhamba dzangu 0771 869 794.
***********
Ndiri murume ane makore 30 nemwana 1. Ndotsvagawo mukadzi ane makore 20 kusvika 25 asiri pamushonga. Ndobatika pa0771 799 032.
***********
Ndiri murume ane makore 50, ndiri negative uye ndotsvagawo mukadzi ane makore 20 kusvika 50 ari muHarare. Andifarira ngaandibate pa0733 753 299.
***********
Kwayedza makadii? Ndiri murume ane makore 30, ndoshandira muHarare uye kumusha ndekwaRusape. Ndotsvaga mudzimai ane makore 18 kusvika 23 asina HIV. Ndobatika pa0779 171 199.
***********
Makadini? Ndiri murume ane makore 46, ndodawo mukadzi anoda musha. Ndiri kurima paMazowe Dam uye ndoenda kumaSowe eChishanu. Nhamba dzerunhare 0718 428 750.
***********
Ndiri mukadzi ane makore 40 nevana 2, ndinotsvagawo murume ari pachokwadi. Nhare 0782 914 633.
***********
Ndotsvagawo musikana akanakawo wekuroora ane makore 19 uye ane hunhu. Nhare yangu 0787 866 521.
***********
Ndiri murume ane makore 41 uye ndoda musikana akavimbika anoda zveimba. Ndinoshanda, handidi munhu anoda zvemari chete. Nhamba yangu 0719 067 123.
***********
akadii? Ndiri murume ane makore 43, HIV positive uye ndodawo mukadzi ane rudo chairwo. Anondida andibate, zvizhinji totaura pa0782 347 782.
Ndiri murume ane makore 46. Ndotsvaga musikana wechidiki asina mwana uye kumbobvira arorwa. Ndodawo ane tsika, ane rudo, akavimbika ari pachokwadi. Fonai pa0779 373 062.
***********
Ndiri murume wemakore 56 uye ndiri pamushonga. Ndinotsvaga mukadzi ari pamushongawo ane makore 40 – 50. Ngaave mukobvu, andida ngaandibate pa0712 387 589.
***********
Makadii? Ndiri murume ane makore 39 nevana 2, ndiri pamushonga uye ndotsvagawo mukadzi wekuwadzana naye ari muHarare. Nhare yangu 0774 891 669.
***********
Makadii? Ndiri kutsvagawo mukadzi wekuroora anobva kwaMurehwa kana Mutoko ane makore 27 zvichidzika. Nhare yangu 0784 890 689.
***********
Ndotsvagawo mukadzi akanaka, ane hunhu uye ane makore 19. Nhare yangu 0787 866 521.
***********
Ndiri murume ane vana 3, ndinotsvagawo mudzimai ane mwana wake kana asina wekuwadzana anoda zvemusha kana ari pamushonga asingaonekeri. Ngaave nemakore 25 kusvika 35 ane hunhu. Ada nezvangu anondibata pa0772 213 701.
***********
Ndofara kupinda pachirongwa ichi. Ndiri murume ane makore 48, ndinodawo mukadzi anoda imba ane makore 34 zvichidzika. Ndobatika pa0713 569 658.
***********
Ndiri mukadzi ane makore 33, HIV positive, ndinotsvagawo murume kubva pamakore 40 – 45 ari smart uye ari bussiness minded. Vanoda ngavandibate pa0716 112 905.
***********
Makadini veTishamwaridzane? Ndiri mudzimai ane makore 52. Ndotsvagavo murume wokushamwaridzana naye ane makore 53 zvichienda mberi. Ndiri HIV positive saka ndodawo ari HIV positive. Nhamba dzenhare 0718 106 032.
***********
Ndiri kutsvagawo murume wekushamwaridzana naye. Ndine makore 55 uye ndiri pamushonga, ndoda ane makore 60 kusvika 75. Nhare yangu 0778 701 936.
***********
Ndiri murume ane makore 35 nevana 3, ndotsvagawo mudzimai wekuroora ari pamushonga. Ndiri muHarare, vanoda ndibatei pa0774 894 069.
***********
Ndiri murume ane makore 28. Ndinotsvagawo musikana kana mukadzi ane makore 19 kusvika 27 ari pachokwadi. Ari kuda zvemba ngaandibate pa0771 091 604.
***********
Makadii? Ndiri murume ane makore 35, handina chirwere uye ndotsvagawo musikana kana mukadzi ari pachokwadi. Nhamba dzangu idzi 0773 490 512.
***********
Makadini? Ndiri murume anonamata ane makore 51, ndiri negative uye ndinotsvaga mukadzi ane makore 18 kusvika 50 ari muHarare. Andifarira ngaandibate pa0779 182 381.
***********
Ndiri murume ane makore 45, ndinodawo mukadzi ane makore 35. Nhamba dzangu 0775 983 586, Mvurwi.
***********
Ndiri murume ane makore 43, handina chirwere uye handishande. Ndinotsvaga musikana ane makore 20 – 30. Nhare yangu 0713 683 403.
***********
Ndiri murume ane makore 47, ndiri pamushonga uye ndotsvagawo mudzimai wekuwadzana naye. Ngaave ari pamushonga asingarakidzi kuti anorwara. Anoda zvemba ngaandibate pa0716 206 866. Ndinoda ane makore 32 kusvika 40.

Share This:

Sponsored Links