Tishamwaridzane

02 Dec, 2021 - 09:12 0 Views
Tishamwaridzane Tishamwaridzane

Kwayedza

MAKADINI veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 26, handisi pamushonga uye ndinotsvakawo mukomana ane makore 26 – 40. Nhamba dzangu 0771 869 794.
*********
Ndiri murume ane makore 30 nemwana 1. Ndotsvagawo mukadzi ane makore 20 kusvika 25 asiri pamushonga. Ndobatika pa0771 799 032.
*********
Ndiri murume ane makore 50, ndiri negative uye ndotsvagawo mukadzi ane makore 20 kusvika 50 ari muHarare. Andifarira ngaandibate pa0733 753 299.
*********
Kwayedza makadii? Ndiri murume ane makore 30, ndoshandira muHarare uye kumusha ndekwaRusape. Ndotsvaga mudzimai ane makore 18 kusvika 23 asina HIV. Ndobatika pa0779 171 199.
*********
Makadini? Ndiri murume ane makore 46, ndodawo mukadzi anoda musha. Ndiri kurima paMazowe Dam uye ndoenda kumaSowe eChishanu. Nhamba dzerunhare 0718 428 750.
*********
Ndiri mukadzi ane makore 40 nevana 2, ndinotsvagawo murume ari pachokwadi. Nhare 0782 914 633.
*********
Ndotsvagawo musikana akanakawo wekuroora ane makore 19 uye ane hunhu. Nhare yangu 0787 866 521.
*********
Ndiri murume ane makore 41 uye ndoda musikana akavimbika anoda zveimba. Ndinoshanda, handidi munhu anoda zvemari chete. Nhamba yangu 0719 067 123.
*********
Makadii? Ndiri murume ane makore 43, HIV positive uye ndodawo mukadzi ane rudo chairwo. Anondida andibate, zvizhinji totaura pa0782 347 782.
*********
Ndiri murume ane makore 46. Ndotsvaga musikana wechidiki asina mwana uye kumbobvira arorwa. Ndodawo ane tsika, ane rudo, akavimbika ari pachokwadi. Fonai pa0779 373 062.
*********
Ndiri murume wemakore 56 uye ndiri pamushonga. Ndinotsvaga mukadzi ari pamushongawo ane makore 40 – 50. Ngaave mukobvu, andida ngaandibate pa0712 387 589.
*********
Makadii? Ndiri murume ane makore 39 nevana 2, ndiri pamushonga uye ndotsvagawo mukadzi wekuwadzana naye ari muHarare. Nhare yangu 0774 891 669.
*********
Makaita veKwayedza, ndakamuwana murume saka vachiri kufona pa0775 502 434 ngavachirega havo.
*********
Ndiri murume ane makore 40, ndogara kuBindura uye ndotsvakawo mudzimai wekuroora ane makore 30 – 40. Fonai pa0777 560 750, totaura.
*********
Makadii pano? Ndiri murume ane makore 40 nevana 3, ndiri HIV + uye ndinotsvagawo mukadzi ane vana vake anoda zvemba. Nhare yangu 0773 045 645.
*********
Ndinoda musikana ane makore 18 kusvika 20, mukobvu, mupfupi uye ane magadziko. Ngaave ane utano hwakanaka muropa nekuti hwangu hutsvene. Nhare yangu 0712 485 492.
*********
Makadii? Ndiri murume ane makore 42, HIV positive uye handina mwana. Ndodawo mudzimai anorevesa, nhare yangu 0775 316 821.
*********
Ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 20 ane utano hwakanaka, kunyanya muropa. Nhare yangu 0737 315 041.
*********
Makadii vabiki vechirongwa cheTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 33, ndinotsvagawo mudzimai wekuroora ari pachokwadi. Ngaave pedyo neHarare, handinwe kana kuputa uye handisi pamushonga. Ndinogara kuHatcliffe uye ndinobatika pa0719 805 401.
*********
Makadii zvenyu veKwayedza? Ndiri murume ane makore 40, HIV positive uye ndinotsvagawo mudzimai ane makore 30 zvichikwira. Vanoda zvekutamba musafone zvenyu. Anenge andida anondibata pa0735 776 758.
*********
Ndotsvagawo murume ane makore 34 – 39. Ngaave ari musoja kana driver, nhamba dzangu dzangu 0785 002 563.
*********
Ndiri murume ane makore 30 nemwana 1. Ndinoda mukadzi wekuroora asina chirwere ane mwana 1. Ndinoda ane makore 21 – 25 uye akanaka ane shungu nemusha. Risiri tsotsi uye ari HIV negative. Vanoda mondibata pa0780 977 114.
*********
Kwayedza makadii? Ndiri mukomana ane makore 27, ndoshandira muHarare uye kumusha ndekwaRusape. Ndotsvaga musikana ane makore 18 kusvika 23. Ndobatika pa0782 309 274.
*********
Ndiri murume ane makore 52 uye ndodawo mukadzi wekuwadzana naye ane makore 35 zvichikwira. Ndiri muHarare, ndinobatika pa0736 184 372.
*********
Makadii? Ndiri murume ane makore 33, ndinotsvakawo musikana wekuroora. Ngaave ane makore 18 kusvika 25. Ndine mwana 1, andida ngaandibate pa+27 619 531 527.
*********
Ndinodawo musikana ane makore 19 kusvika 23. Ngaave ane utano hwakanaka muropa, ari mupfupi uye ane magadziko. Zvizhinji totaura pa0732 558 491.
*********
Makadii zvenyu? Ndiri mukadzi ane makore 38 ekuberekwa, ndinotsvagawo murume ane makore 40 zvichikwira ari pachokwadi. Ndinogara muHarare uye ndine vana 2. Nhare yangu 0718 503 609.
*********
Makadii zvenyu? Ini ndiri mukadzi ane makore makumi matatu nemasere. Ndiri kutsvagawo murume ane makore makumi mana zvichikwira uye ndine vana vangu vaviri. Nhamba dzangu dzinoti 0718 503 609. Ndinogara muHarare, ndoda murume ari pachokwadi.
*********
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 25 nevana 2 uye ndinotsvagawo murume asina mukadzi ane vana vake. Ngaave anoenda kuchechi yeZCC Mbungo, vanoda kutamba regai zvenyu kufona. Nhare yangu 0771 400 060.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 30, ndinotsvakawo mukadzi anoda zvemba. Ngaave nemakore 23 – 27 ari pedyo neHarare. Nhare yangu 0715 448 888.
*********
Ndiri murume ane makore 48 nevana 5 vakura, HIV negative. Anofarirawo hupenyu hwemutown nekumusha ngaandibate pa0777 417 738.
*********
Ndiri musikana ane makore 28, ndotsvaga mukomana ane makore 30 – 36 akavimbika. Nhare yangu 0786 204 103.
*********
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 46 uye ndinotsvagawo murume ane makore 50 kana kudarika. Zvakawanda tozotaura, vanoda mondibata pa0771 508 012. Ndiri muHarare.
*********
Ndiri mukadzi ane makore 40 nevana 2, ndinotsvagawo murume wekuvaka naye imba ari pachokwadi. Nhamba 0778 897 491, ndatenda.
*********
Ndiri mukadzi ane makore 30 nevana 2, ndinotsvakawo murume wekuwadzana naye ava kuziva hupenyu chero wezera ripi zvaro. Ngaave akarongeka, ndinobatika pa0776 619 472.
*********
Makadii zvenyu? Ndiri mukadzi ane vana vatatu, makore ekuberekwa 39. Ndiri HIV positive ndinodawo murume ari pamushonga anogeza asingaratidzike nekuti ini handiratidzikewo. Ndoda ari pachokwadi nekuvaka musha, vanoda zvekutamba neni kwete musafona henyu. Nhare yangu 0713 713 945.
*********
Ndiri murume ane makore 43 asina chirwere uye asingashande. Ndinodawo musikana ane makore 20 – 30. Nhare yangu 0784 922 571.
*********
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri murume wemakore 54, ndiri pumushoga uye ndotsvagawo mukadzi anoda zvemba akazvipira ane makore 45 zvichidzika. Ndoshanda full-time uye zvizhinji tozotaura, nhamba 0718 182 559
*********
Makadii veKwayedza? Ndine makore 28 nevana 2, handina chirwere uye ndodawo murume asina chirwere. Zita Brenda, nhamba dzangu 0783 813 835
*********
Makasimba here? Varume vose vaifona pa0777 225 889 chiregerai henyu, zvangu zvakaita. Ndakaroorwa.
*********
Makadii? Ndiri murume ane makore 35, ndinotsvaga mukadzi anoda zverudo ane makore 25 zvichikwira, anotya Mwari uye asina chirwere. Kana pane andifarira anogara muHarare call 0712 493 547
*********
Ndiri mukadzi ane vana vatatu, ndinotsvakawo murume ane makore 47 zvichikwira wekugarisana naye. Anoda anondibata pa0719 630 440, ndiri muHarare.
*********
Makadii? Ndiri kutsvagawo mukadzi wekuroora anobva kwaMurehwa kana Mutoko ane makore 27 zvichidzika. Nhare yangu 0784 890 689.
*********
Ndotsvagawo mukadzi akanaka, ane hunhu uye ane makore 19. Nhare yangu 0787 866 521.
*********
Ndiri murume ane vana 3, ndinotsvagawo mudzimai ane mwana wake kana asina wekuwadzana anoda zvemusha kana ari pamushonga asingaonekeri. Ngaave nemakore 25 kusvika 35 ane hunhu. Ada nezvangu anondibata pa0772 213 701.
*********
Ndofara kupinda pachirongwa ichi. Ndiri murume ane makore 48, ndinodawo mukadzi anoda imba ane makore 34 zvichidzika. Ndobatika pa0713 569 658.
*********
Ndiri mukadzi ane makore 33, HIV positive, ndinotsvagawo murume kubva pamakore 40 – 45 ari smart uye ari bussiness minded. Vanoda ngavandibate pa0716 112 905.
*********
Makadini veTishamwaridzane? Ndiri mudzimai ane makore 52. Ndotsvagavo murume wokushamwaridzana naye ane makore 53 zvichienda mberi. Ndiri HIV positive saka ndodawo ari HIV positive. Nhamba dzenhare 0718 106 032.
*********
Ndiri kutsvagawo murume wekushamwaridzana naye. Ndine makore 55 uye ndiri pamushonga, ndoda ane makore 60 kusvika 75. Nhare yangu 0778 701 936.
*********
Ndiri murume ane makore 35 nevana 3, ndotsvagawo mudzimai wekuroora ari pamushonga. Ndiri muHarare, vanoda ndibatei pa0774 894 069.
*********
Ndiri murume ane makore 28. Ndinotsvagawo musikana kana mukadzi ane makore 19 kusvika 27 ari pachokwadi. Ari kuda zvemba ngaandibate pa0771 091 604.
*********
Makadii? Ndiri murume ane makore 35, handina chirwere uye ndotsvagawo musikana kana mukadzi ari pachokwadi. Nhamba dzangu idzi 0773 490 512.
*********
Makadini? Ndiri murume anonamata ane makore 51, ndiri negative uye ndinotsvaga mukadzi ane makore 18 kusvika 50 ari muHarare. Andifarira ngaandibate pa0779 182 381.
*********
Ndiri murume ane makore 45, ndinodawo mukadzi ane makore 35. Nhamba dzangu 0775 983 586, Mvurwi.
*********
Ndiri murume ane makore 43, handina chirwere uye handishande. Ndinotsvaga musikana ane makore 20 – 30. Nhare yangu 0713 683 403.

Share This:

Sponsored Links