Tishamwaridzane

26 May, 2022 - 20:05 0 Views
Tishamwaridzane

Kwayedza

MAKADII veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 31, ndinotsvagawo murume anoda zvemba ari mupositori wekumasowe. Ndiri HIV+, andifarira number dzangu 0777 161 359.
*********************************
Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 35 anoshanda uye ane vana 2, ndodawo mudzimai ane makore 25 zvichikwira anogeza. WhatsApp number dzangu +27 768 867 778.
*********************************
Makadiiko veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 41, ndinotsvagawo murume wekufambidzana naye. Ndine vana vaviri, zvizhinji totaura pa+27 744 739 562.
*********************************
Makadii vakuru vechirongwa cheKwayedza? Totenda zvikuru nechirongwa ichi, ndiri murume ane vana 2 uye makore angu ekubereka i33. Ndinotsvakawo mukadzi anotya Mwari ane makore 23 kusvika 29, chero ane mwana wake. Andida number dzangu 27 629 970 896, zvakawanda totaura apo.
*********************************
Ndiri murume ane makore 44 ekuberekwa, vana vaviri vakura uye havachagare neni. Ndinoshanda. Ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 33 – 40. Andifarira anondibata pa0781 528 785.
*********************************
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 36, ndinotsvagawo mukadzi wekufambidzana naye ane makore 26 kusvika 34. Ndinobatika pa0776 335 937.
*********************************
Ndoda musikana ane makore 18 kusvika 20 asiri pachirongwa. Ngaandibate panumber idzi 0773 209 999.
*********************************
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 20, ndoda musikana wekushamwaridzana naye ane makore 18 to 19. Handisi pamushonga, ndinoshanda uye andifarira ndobatika pa0715 971 313. Zvakawanda totaura.
*********************************
Ndotenda chaizvo mukaisawo shambadzo yangu. Ndiri murume ane makore 35, ndodawo mudzimai ane makore 25 zvichikwira. Ndoshanda muHurumende, number dzangu 0714 632 072.
*********************************
Makadiiko? Ndiri murume ane makore 39, ndotsvagawo mukadzi ane makore 25 – 31 anoda zvekuroorwa. Ngaandibate pa0774 763 083.
*********************************
Ndiri murume ane makore 44 asina chirwere uye asingashandi. Ndinotsvagawo mukadzi ane makore 30, nhare yangu 0784 922 571.
*********************************
Ndiri mukadzi ane makore 36 okuberekwa. Ndinotsvagawo murume wekuvaraidzana naye. Anoda ngaandibate pa0771 768 644.
*********************************
Ndiri mudzimai ane makore 31 nevana 2. Ndinotsvakawo murume mupfupi chero wezera ripi zvaro ari pachokwadi anoda kuroora. Ndinobatika pa0788 349 471.
*********************************
Ndiri murume ane makore 35, ndinotsvagawo mukadzi anoda zvemba. Ndine mwana 1, andifarira ndibate pa0717 765 500.
*********************************
Ndinodawo mudzimai wekuroora akanaka. Ndiri kuZhombe, ndine 50 years. Andida ndibate pa0784 532 461.
*********************************
Ndiri mukomana ane makore 22, ndotsvagawo musikana ane makore 18 – 20. Anondida anofona pa0787 312 645 asi matsotsi kwete.
*********************************
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane 40 years, ndotsvagawo mukadzi anoda kugarisana. Ndozvishandira, andifarira totaura pa0714 750 654.
*********************************
Ndiri mukomana ane makore 38, handina chirwere. Ndinotsvagawo musikana ane makore 38. Andifarira ndibate pa0780 247 455.
*********************************
Ndiri shirikadzi ine makore 56. Ndinotsvagawo murume wekuchengetana naye ane makore 58 kusvika 68. Ngaave akafirwawo asina mukadzi uye ari HIV positive seni. Number dzangu 0713 298 937.
*********************************
Akanaka mukadzi anoda kuita mum vevana ane makore 18 – 20 ngaandibate pa0787 866 521.
*********************************
Makadii? Ndiri murume ane makore 55, ndotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 30 zvichikwira. Ngaave ari negative ane vana vake kana asina, andifarira ndibate pa0776 647 173.
*********************************
Ndotsvaga mukadzi ane makore 19 – 25 mupfupi uye akasimba. Zvizhinji totaura pa0716 683 410.
*********************************
Ndiri murume ane makore 32 ekuberekwa, ndinotsvagawo mukadzi wekufambidzana naye ane makore 20 kusvika 27. Ngaave anozvishandira ari HIV free, vanoda kutamba musafone. Nhare yangu 0715 845 191.

Tishamwaridzane makadii? Ndinotsvagawo mukadzi ane makore 18-25 asina mwana chero ane mwana 1. Ngaave ari mupfupi, akasimba uye aine magadziko. Zvizhinji tinotaura pa0714 700 704.
*********************************
Makadii Kwayedza? Ndiri murume ane makore 43 uye ndiri pamushonga. Ndotsvagawo mukadzi wekudanana. Ndogara muHarare, ndobatika chero nguva pa+263 773 234 437.
*********************************
Ndiri mudzimai wemakore 43, ndinotsvakawo murume wekushamwaridzana naye ane makore 45 kusvika 50. Ngaave ari pamushonga, ndinogara kuGweru kumaruzevha kwaChiundura. Andifarira ngandibate pa0787 170 544.
*********************************
Ndiri kutsvagawo musikana ari HIV+ kubva pakuzvarwa seni ane makore 22 – 27. Ndinoshandira muHarare, ndinobatika pa0715 787 227. Ndatenda.
*********************************
Ndinotsvagawo mukadzi wokuroora ane makore 32 zvichidzika, ane vana vaviri zvichidzika kana asina. Ngaave asiri pachirongwa, ndine 40 years. Andifarira WhatsApp me or ndifonere, please veKwayedza ndibatsireiwo. Nhare yangu +27 619 799 584.
*********************************
Ndinodawo musikana ane 18 years kusvika 23 years ane chimiro chakanaka. Ngaave ari mupfupi, aine magadziko uye utano hwakanaka hwemuropa. Nhare yangu 0712 654 711.
*********************************
Makadini? Ndiri mukomana ane makore 30, ndinotsvagawo mukadzi akasimba asina chirwere anoda zvekupanana mazirudo. Ndinoda ane makore 20 zvichikwira anogara muHarare. Ndibatei pa0712 493 547.
*********************************
Makadii? Ndiri murume ane makore 42 nevana vaviri, ndotsvakawo mudzimai wekushamwaridzana naye kusvika pakuchengetana nekuvaka musha. Number dzenhare 0773 956 135.
*********************************
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri murume ari kutsvagawo musikana/mukadzi asina mwana. Ngaave ane makore 22 – 30 anofarira zvekumusha, kunamata nehutsanana. Ini ndiri kuMasvingo, call kana sms ari pachokwadi please pa0712092687.
*********************************
Ndiri mukadzi ane makore 47, ndotsvagawo shamwarirume ine makore 53 kusvika 75. Ndine vana vatatu, nhare yangu 0716 404 391.
*********************************
Makadini zvenyu vebepanhau? Ndiri mukomana ane makore 28, ndotsvagawo musikana wekuroora anonamata. Ndinoshanda muHurumende, andida anondibata pa0713 190 385.
*********************************
Zita ndinonzi Tichaona Shumba, 34 years nevana vaviri. Ndinotsvagawo mudzimai ane makore 20 to 30 tiwanane. Handisi pamushonga, ndiri muHarare. Nhare yangu 0774 038 351.
*********************************
Makadii veKwayedza? Ndine makore 28, HIV negative nemwana 1. Ndodawo murume ari pachokwadi asina chirwere. Ane rudo rwechokwadi, number dzangu 0783 813 835.
*********************************
Ndiri mukomana ane makore 29, ndiri pamushonga uye ndinotsvagawo musikana anondida. Ndiri muMarondera, ndinodawo ari pamushonga seni uye ari pachokwadi. Nhare yangu 0782 052 579.
*********************************
Makadii veKwayedza? Ndotsvakawo mukadzi wokushamwaridzana naye ane makore 38 zvichidzika. Ini ndine makore 50 nevana 2 uye ndiri HIV negative. Nhare yangu 0774 443 695.
*********************************
Makadiko veKwayedza? Ndinotsvagawo murume wekushamwaridzana naye ane makore 55 zvichikwira. Nhamba dzangu 0784 014 278.
*********************************
Makadini kuKwayedza Tishamwaridzane? Ndiri mudzimai ane makore 36 nevana 2. Ndinotsvagawo murume ane makore 37 – 45 ari pachokwadi uye asiri pamushonga. Nhamba dzangu 0712 396 855.
*********************************
Ndiri mudzimai ane makore 42, HIV positive uye ndinotsvaga murume ane makore 45 kusvika 60 ari pamushonga seni. Ndiri madzimai ekumasowe, andifarira ngaandibate pa0775 074 941. Ndine mwana mumwe chete.
*********************************
Makadii? Ndiri murume ane makore 37 nevana 2, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi. Ndiri pamushonga, anenge andifarira anondibata panhare dzangu 0735 706 205.
*********************************
Ndotsvagawo murume ane makore 35 to 38 driver but ari mucross-border kana musoja. Ngaave ane vana 2 kana 1, ari pamushonga. Nhamba dzangu 0778 653 406.
*********************************
Ndiri murume ari kutsvaga mudzimai wekuroora ari pamushonga, abva zera uye akasimba ari mukobvu. Andifarira ndibate pa0712 268 772, ndiri muHarare.
*********************************
Makadini veKwayedza? Ndokutendai nechirongwa chenyu, ndakamuwana wandaida saka vamwe chiregai kufona zvenyu pa0783 191 414.
*********************************
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 38 ekuberekwa, ndinotsvagawo murume ane makore 42 kusvika 48. Ndine mwana 1, zvakawanda tinotaura tiri vaviri. Ada nezvangu ndibate pa0715 267 084 asi matsotsi kwete musafona.
*********************************
Makadii Tishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 45 nevana 2, ndoshanda. Ndinotsvagawo mukadzi, anoda ndibate pa0715 838 485.
*********************************
Makadii? Ndiri murume ane 39 makore ekuberekwa, ndinodawo mukadzi wekugara naye ane mwana 1. Ngaave nemakore 23 to 30. Ndiri pamushonga, ndibatei pa0771 849 612 titaure.
*********************************
Makadii Tishamwaridzane? Ndiri mukadzi ane makore 38 ekuberekwa nevana vaviri uye ndiri pamushonga. Ndinotsvagawo shamwari iri positive seniwo ane rudo rwechokwadi anotya Mwari, anogara muHarare. Varume vevanhu kwete, andifarira ngaandibate pa0713 472 748.
*********************************
Ndiri murume ane makore 43 asingashande uye handina chirwere. Ndinoda mukadzi ane makore 25 – 35. Nhare yangu 0784 922 571.
*********************************
Ndiri mukomana ane makore 29, ndinotsvaga musikana ane makore 26. Ndoda anoenda kuchechi, ndiri mukomana anozvibatira. Nhare yangu 0783 999 564.
*********************************
Ndiri murume ane 44 years nevana 3 uye ndiri pamushonga. Ndoita mabasa emaoko, ndoda mukadzi ari serious nekuda imba. Andida totaura pa0774 972 620.
*********************************
Makadii? Ndiri murume ane makore 49, ndodawo mukadzi ane makore 40 zvichidzika ari negative. Ndine vana 2 vakaroorwa, ngaandibate pa0774 443 695 kuChinhoyi.
*********************************
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 30 uye ndinoshanda. Ndotsvakawo mudzimai ane makore 20 kusvika 27 asiri pamushonga. Andifarira anondibata pa0785 943 148.
*********************************
Kwaziwai veTishamwaridzane. Ndiri murume ane makore 44, ndinotsvakawo mukadzi ane makore 30 – 40 wekushamwaridzana naye asiri pamushonga. Anoda ngaandibate pa0715 492 803.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey