Tishamwaridzane

27 Jul, 2018 - 00:07 0 Views
Tishamwaridzane

Kwayedza

NDAPOTA ndinokumbira kuti vanhu vachirega kufona panhamba idzi 0783 695 117 nekuti zvandaida ndakazviwana. Ndinotenda zvikuru veKwayedza.

****

Makadii? Ndakambonyorerawo kuKwayedza asi vandaiwana matsotsi. Ndiri murume ane makore 42 nevana 4 ndodawo mukadzi anoda zvemba ane makore 29 kana 30 asi achigara muHarare. Ndinoda ari pachokwadi kwete vanotamba, nhare dzangu 0719 138 463.

****

Makadii veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 34 nevana vaviri. Ndinotsvakawo murume wokushamwaridzana naye ane vana vakewo asina mudzimai uye ari pachokwadi. Makore ndinoda kubva pa40-45, ngaave akati rebei zvishoma achifarirawo kugeza. Varume vevanhu kwete musafona henyu. Akasununguka nhamba dzangu 0779 612 249, sms kana kufona.

****

Ndodawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 22 kana ane mwana wake 1. Ndiri mukomana ane makore 24 uye ndogara kuMarondera. Nhamba dzangu 0779 861 886.

****

Makadii zvenyu veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 45 ekuberekwa uye ndiri kutsvakawo murume anoda zveimba anotya Mwari. Ndinoda asiri pamushonga nokuti ini handisi pamushonga, ngaave ane makore 47 kusvika 54. Anoda ngaandibate pa0715 506 810.

****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35, handizi pamushonga uye ndodawo mukadzi wekuroora ari siriyasi. Ndinoda anonamata, ane makore asingapfuuri angu. Nhare yangu 0733 643 312.

****

Makadii? Ndiri kutsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi. Ndine makore 23, anoda ndibate pa0783 425 759.

****

Makadini? Ndiri murume wemakore 35. Ndiri kutsvaga mukadzi wekuwadzana naye murudo anoyemudza chose sengirozi. Kana aripo akadaro anondiwana pa0712 774 011.

****

Makadii? Ndiri murume ane makore 37, ndinotsvaga mukadzi ane makore 28 – 35 wekushamwaridzana naye asiri pamushonga. Ndinobatika pa0717 163 162.

****

Makadii veKwayedza? Ndibatsireiwo nechirongwa icho. Ndiri murume ane makore 38 nemwana mumwe chete uye handipo pamushonga. Ndiri kutsvakawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi akavimbika ane makore 27 zvichikwira uye ngaave ane mwana kana asina. Afadzwa neni ndibateka pa0713 092 013, zvakawanda tozotaura.

****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 31 nevana 3, ndinotsvagawo murume anonamata ari pachokwadi. Anoda ngaandibate apa 0785 503 807.

****

Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 25 uye ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 20 wekudanana naye. Nhamba dzangu idzi 0779 509 911.

****

Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 26 ndinotsvagawo mukadzi ane makore 35 – 55 ane mari. Ndoda kugara naye tichidanana, handidi ane murume. Nhare yangu 0771 795 625.

****

Ndiri mukadzi ane makore 43 ndinodawo murume ane makore akadarika angu anoenda kumasowe. Nhare yangu 0784 861 564.

****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane mwana mumwe chete, ndinotsvagawo shamwarikadzi yepamwoyo ine mwana mumwe chete kana asati ave nemwana. Nhare yangu 0776 184 806.

****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 28 nemwana 1, ndinotsvagawo murume mupurisa, musoja kana mukoti asiri pamushonga nekuti ini handisi. Anondida anondibata pa0776 535 380.

****

Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 42 nevana 4, ndiri pamushonga uye ndinotsvagawo mudzimai wekuroora ane vana 2. Andifarira nhamba dzangu 0782 250 034.

****

Ndiri mukomana ane makore 30, handisi pamushonga uye ndinotsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi. Ngaandibate pa0779 581 188.

****

Ndiri kutsvaga mudzimai, ndine makore 35 uye ndinoshanda ndiri murimi zvakare. Anondida anondibata pa077 955 5397. Magunje.

****

Makadini veTishamwaridzane? Ndiri mukomana ane makore 21, ndinotsvagawo musikana wekuwanana naye anoda zvemusha  uye ari pachowadi. Asiri pamushonga, ane mubato wemaoko muupenyu anondibata pa0712 109 230.

****

Makadii vechirongwa? Ndinokutendai chaizvo makaita basa ndakamuwana wandaida saka vachiri kufona pa0718 724 857 chiregai, ndapota ndava naye. Ndatenda.

****

Makadiko veTishamwaridzane? Ndiri mukadzi ane makore 32, ndiri pamushonga uye ndine vana 2. Ndoda murume ane makore 40 kusvika 50 asingaratidze kurwara uye anoshanda achigara kusiri kumusha. Nhare yangu 0782 644 070.

****

Makadii veKwayedza? Mungandibatsirewo nekutsvaga musikana ane makore 18 kusvika 20. Ndiri mukomana ane makore 20 uye handisi pamushonga. Ndinoshanda andifarira ngaandibate pa0785 347 196, ndiri pachokwadi.

****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 30. Ndinotsvagawo mukadzi ari very serious nekuda imba. Ane mwana 1 kana 2 ndinoda. Akavimbika, anogeza uye anotya Mwari ngaandibate pa0736 132 621.

****

Ndiri murume ane makore 32. Ndiri kutsvagawo musikana kana mukadzi ane makore 20 kusvika 25 chero ane mwana mumwe chete. Asi ini handishande, anoda ngaandibate pa0779 426 977.

****

Ndiri murume ane makore 34 nevana vaviri, ndinodawo mukadzi wekuchembedzana naye chero ane vakewo vana. Ngaave  ane mazirudo ekupenga chaiwo akavimbika asineyi nezvakawanda. Adawo nezvangu anondibata pa0715 983 101 kana masms tozotaurirana. Ndiri muHarare.

****

Munofara here veKwayedza? Ndiri kutsvagawo musikana ane makore 18, akadzidza uye anonamata. Ini ndinoshanda, nhare yangu 0779 127 075.

****

Ini ndiri murume ane makore 29 nemwana 1. Ndinotsvagawo mukadzi ane makore 18 kusvika 25 anogara muHarare. Andida anofona pa0733 236 979 kana masms.

****

Makadini? Ini ndiri mukadzi ane makore 40, ndinotsvaga murume ane makore 46 kusvika 60. Ndinobatika pa0776 563 068.

****

Makadii veKwayedza? Ndingafara mukabudisa tsamba yangu. Ndinotsvagawo musikana ane makore 19 – 22 ari pachokwadi. Andida anondibata pa0715 794 239 asina chirwere. Ndatenda.

****

Makasimba here? Ini ndiri musikana ane  makore 18 ndinotsvagawo mukomana ave kuda zvekuroora ane makore 25 zvichidzika uye akanaka nekuti inini ndakanaka. Andifarira ngaandibate pa0716 369 801.

****

Makadii vaverengi veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 29 okuberekwa nemwana mumwe uye ndinotsvagawo shamwarikadzi ine makore 20 kusvika 26 ane zvaanoita muhupenyu. Ane pfungwa dzebhizinesi ndibate pa0715 567 581.

****

Ndiri mukadzi ane makore 37, HIV positive uye ndodawo murume ari positive. Nhare yangu 0771 325 024.

****

Ini ndiri murume ane makore 35. Ndinotsvagawo mukadzi ane makore 34 zvichidzika ari pamushonga seni. Andida ndibate pa0778 322 457.

****

Makadini veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvagawo musikana anoda zvekuvaka musha ane makore 18 kusvika 22. Anenge andifarira ngaandibate pa0785 371 525.

****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35 nevana 2, ndinoda mukadzi anoda zvemba kwete vanoda zvekutamba musafone zvenyu. Nhamba dzangu 0783 824 008, anenge andifarira ngaafone chero nguva.

****

Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 24 ndinotsvagawo musikana ane makore 23 zvichidzika chero ane mwana wake. Ndinobatika pa0772 208 068.

****

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 27 ndotsvakawo murume ane makore 39 zvichidzika anoshanda. Akavimbika nhare yangu 0775 217 101.

****

Ndiri mukomana ane makore 27 ndinotsvagawo musikana wekuroora akatsvuka zvakanyanya ane makore 18 kusvika 21. Ndiri HIV negative, ndinowanikwa pa0773 190 577.

****

Makasimba here? Ndiri murume, makore angu 36. Kana pane mudzimai anoda kufambidzana neni murudo ngaave akarurama mwoyo, chiso, chimiro neutano ndiye wandiri kuda. Foni yangu anondibata pano 0712 774 011.

****

Makadini zvenyu veKwayedza? Ndinotsvagawo murume akavimbika anotya Mwari. Ndotarisira ane makore ekuberekwa kwake 48 kusvika 65. Ini ndine makore 40 nevana 2, vese vari kudzimba dzavo. Vakaroora kwete, nhamba dzangu 0784 010 622.

****

Makadini veKwayedza? Ndanzwa nekunyora shambadzo yangu. Ndiri mukomana ane makore 25, ndinotsvaga musikana wekufambidzana naye akanaka pachiso chero ane mwana wake asina chirwere.

Ngaave ane makore 18 kusvika 25 ane rudo uye anogara muHarare. Andifarira nhare yangu 0776 242 073.

****

 

Share This:

Sponsored Links