Tishamwaridzane

02 Nov, 2018 - 00:11 0 Views
Tishamwaridzane

Kwayedza

MURI kutsvaga shamwari yechirume kana yechikadzi here? Nyorai ku: Tishamwaridzane; Kwayedza, Box 396 Harare. Munogona kuunza matsamba enyu paHerald House muHarare kana kunyora paemail inoti: [email protected] kana kutumira sms panhamba dzinoti: 0714 200 007.

NDIRI mukadzi ane makore 40, HIV positive uye  ndinodawo murume ane makore 45 – 50 ari pamushonga. Nhare yangu 0779 559 391.

****

Makadii henyu? Ndiri murume ane makore  35, ndinotsvagawo mudzimai wekuwadzana naye ane makore 25 – 32. Nhamba dzangu dzinoti 0773 576 630, ndatenda zvikuru.

****

Ndine makore 35, ndinodawo mudzimai wekuti tichengetane. Anoda anotumira sms kana kufona. Asi ndoda anoda zvemusha kwete kutamba. Ndibatei pa0783 379 844.

****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 50, ndinoda mukadzi wekuroora ane makore 40 – 48 asiri pamapiritsi. Ndinoshanda, ngaave mucrossboader. Nhamba dzangu 0776 593 259.

****

Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mukadzi ane makore 35 ndinotsvagawo murume 40 – 45 ari pamushonga. Andifarira ngaandibate pa0716 312 699.

****

Makadii? Ndiri murume ane makore 36, ndinodawo mukadzi ane makore 30 zvichidzika anoshanda munaku, akagezeka uye ane rudo. Ari kuda kuwanikwa ari HIV negative ndibate pa0771 358 472.

****

Ndiri murume ane makore 39 nevana 2 ndotsvaga mukadzi ari pachokwadi ari HIV negative. Ari muHarare kana pedyo ngaandibate pa0779 079 899.

****

Makadii? Ndotsvagawo mukadzi ane makore 19 – 25 anove nurse kana teacher. Ndine makore 28 uye ndiri operator wemagrader.  Kana ane mwana 1 anoda ngaandifonere pa0773 832 318.

****

Makadini henyu? Ndiri murume ane makore 45 ndinotsvaga mukadzi anoda zvemba ari pamushonga. Ini ndiri pamushonga uye ndinonamata. Andifarira ngaandibate panhamba idzi 0716 110 678.

****

Makadini veKwayedza? Ini ndakambonyorera kuchirongwa chino, ndiri kutsvakawo mudzimai asisingade zvokuroorwa ane vana vake, ini ndine 2, ava kudawo munhu wokudana naye. Ngaandibate pa0713 770 031. Ndatenda.

****

Ndiri murume ane makore 50, ndinogara pamusha uye ndinotsvaga mudzimai ane makore mashoma asi HIV negative uye akanaka. Ndibatei pa0779 631 525.

****

Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 27, ndodawo murume anoda zvemba. Vanoda ndibatei pa0783 668 689.

****

Makadii veKwayedza? Ndinotenda basa renyu rakanaka, ndakazomuwana mudiwa wemwoyo saka vachiri kutumira masms kana kufona panhare iyi 0776 936 278 chiregai zvenyu.

****

Kusimba kwamuri mose. Ndiri murume ane makore 43, ndiri kudawo mukadzi wekufambidzana naye ane makore 20 – 40 ane mwana 1 kana asina ari negative. Andifarira ndibate pa0714 627 936.

****

Makadii henyu? Ndiri musikana ane makore 24 ndotsvagawo mukomana anoda kuroora ari pachokwadi uye ari HIV positive nokuti ndiri pamushonga. Andifarira nhamba dzangu 0718 36 7050 kana WhatsApp dzinoita.

****

Makadii veKwayedza? Ndave nenguva ndichinyorera asi handina kuwana wandiri kuda. Ndodawo mukadzi ane makore 18 kusvika 25. Ini ndine makore 36, andida ngaandibate pa0776 796 307.

****

Ndiri kudawo shamwarirume yekufara nayo. Ndiri mukadzi ane makore 35 nevana 3 uye ndiri pamushonga. Andida andibate pa0777 431 995.

****

Ndiri mukomana ane makore 30 ekuberekwa ndinotsvakawo musikana ane makore 21 – 27. Anenge achida nezvangu ngaandibate pa0734 964 357. Ndatenda zvangu.

****

Makadii veKwayedza? Ndinotsvagawo mudzimai anoda zvekuvaka musha. Anenge andifarira anofona totaura zvakawanda pa0733 156 395.

****

Ndiri mukomana ane makore 20, ndinotsvagawo musikana wokuroora asiri pamushonga ane makore 20 zvichidzika. Nhare yangu 0784 975 502.

****

Makadii? Ndiri kutsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 18 -27. Ane mwana mumwe kana asina. Ini ndine makore 33, andifarirawo ngaandibate pa0778 471 547.

****

Makadii zvenyu? Ndiri murume ane makore 27 ndinodawo mukadzi ane makore 20 -24 ane mwana 1. Andidawo nhare yangu 0779 015 163.

****

Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mukomana ane makore 32 uye handina mwana. Ndinotsvakawo musikana ane makore 29 zvichidzika asinawo mwana. Ngaave asiri pamushonga, ari pachokwadi. Ndinogara kuChiredzi, vanoda ndibatei panhamba dzinoti 0782 958 562.

****

Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 32, ndinotsvagawo murume ane makore 34 kusvika 40 anoshanda uye ari pamushonga. Ari pachokwadi ngaandibate pa0716 105 604.

****

Ndodawo mukadzi anoda musha, ndiri pamushonga asi handiratidzike. Ndine makore 50 nevana 2. Vanoda ndibatei pa0715 944 548.

****

Ndiri mukadzi ane makore 38 nevana 5 ndinotsvaka murume anoshanda kana akarongeka. Ini ndinoshanda uye ndinoda anoda zvekuroora. Anondida anondibata pa0774 026 005.

****

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 30 nemwana 1 uye ndiri pamushonga asi  hazvioneke. Ndinodawo murume ane makore 32 kusvika 40 asingaoneke kuti ari pamushonga. Ngaave anoshanda uye akavimbika ane rudo ari pachokwadi. Matsotsi nevarume vevanhu kwete, nhare yangu 0718 458 109.

****

Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 40 nevana 3. Ndotsvagawo mukadzi wekuroora, nhare yangu 0778 307 083.

****

Makadii veKwayedza? Ndanzwa nekunyorera kuchirongwa chino asi hapana chiri kumboburitswa. Ndiri mukomana ane makore 24 ekuberekwa uye ndinotsvaga mukadzi ari kuda zvemba kwete tsotsi ane makore 18 kusvika 23. Andifarira ngaandibate pa0782 777 465.

****

Ndiri mukomana ane makore 28, ndinoshanda uye ndinoda musikana ane makore 18 kusvika 23 asiri pamushonga seni. Anoyemurika uye asina mwana anondida ngaandibate pa0775 971 114.

****

Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 30 nemwana 1, ndodawo murume anoshanda asina chirwere ane makore 30 – 35. Nhare yangu 0779 324 270.

****

Makadini veKwayedza? Ndiri murume abva zera, ndinotsvagawo mudzimai akarongeka, anonamata uye ari pasi pemakore 36. Anoda kundoongororwa ropa andifarira ngaandibate pa0715 288 428.

****

Makadii veKwayedza, chirongwa Tishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 35, ropa rangu rakanaka chose. Ndinotsvaga mukadzi ane makore 20 kusvika 25 wekuroora ari HIV negative. Nhare yangu 0713 602 316.

****

Makadini veTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 35 nevana vatatu uye ndiri HIV negative. Ndotsvagawo mukadzi ave kuda kuvaka musha ari pachokwadi. Ndobatika pa0785 264 764.

****

Ndiri mukomana ane makore 34, ndotsvakawo mukadzi asiri muchirongwa chero ane mwana mumwe. Nhamba dzangu 0783 328 753.

****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 20, ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 20 asiri pamushonga chero ane vana 2. Ngaave anonamata kana anogara kumusha asi pfambi kwete. Andida ngaandibate pa0771 322 554.

****

Makadii veKwayedza? Ndodawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 19 chete. Andida nhamba dzangu 0737 346 014.

****

Makadii veKwayedza? Ndotsvagawo mukomana ane makore 23 kusvika 25. Andida ngaandibate pa0771 886 079.

****

Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 27, ndinotsvagawo murume ane makore 30 kana 35 anoda kuroora.

Ndine vana 4 saka ndinodawo ane vana vakewo. Ndinorarama nehurema uye ndodawo ari pamushonga. Nhare yangu 0774 625 711.

****

Ndiri murume ane makore 38 uye ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari serious ane makore 25 – 40. Ngaafone kana kutumira sms totaura pa0771 879 556.

****

Makadii? Ndinotsvagawo shamwarikadzi ine makore 18 kusvika 25. Ini ndine makore 25, nhare yangu 0783 392 612.

****

Ini ndiri mukadzi ane makore 38 nevana 3, ndinotsvagawo murume ane makore 48 ari pachokwadi uye vanonyepa kwete. Ngaave anoshanda, anogeza. Anoda anondibata pa0774 067 301.

****

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE

CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye.
Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.

Share This:

Sponsored Links