TISHAMWARIDZANE

18 Jan, 2019 - 00:01 0 Views
TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANEYAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.

NDIRI murume ane makore 34, HIV negative uye ndinoshanda muHurumende. Ndinotsvagawo mukadzi wekushamwaridzana naye ane zvinhu zvake asiri pamushonga. Ngaave wechikuru kubva pamakore 35 zvichikwira. Ndinobatika pa0782 235 097.
***
Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 42 uye vana vaviri. Ndinotsvagawo murume anoshanda asina mudzimai ane makore 43 kusvika 54 uye ari pamushonga. Ndinobatika pa0713 944 410.
***
Makadii? Ndiri kutsvaga mukadzi wekuroora, ndine makore 33 uye ndinoda ane makore 28 zvichidzika ane mwana kana asina. Ini handisi pamushonga anenge andida anondibata pa0783 039 320.
***
Makadii? Ndiri musikana ane makore 18 ndinotsvagawo murume wekuroorwa naye ane makore 20 – 30 ari pachokwadi. Vari pakutamba kwete. Ada nezvangu anondibata pa0776 212 811.
***
Makadii veTishamwaridzane? Ndotsvagawo mudzimai ane makore 30 – 35. Ndine makore 46, nhare yangu 0733 010 299.
***
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 29 nemwana 1. Ndotsvagawo mukadzi ane mwana wake ane makore 20 kusvika 25. Andida ngaandibate pa0772 364 774.
***
Makadii Kwayedza? Ndiri mukomana ane makore 30, ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 23 ari pachokwadi. Anoda anondibata pa0778 818 839.
***
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 30, ndiri pamushonga uye ndinotsvakawo musikana ane makore 18 kusvika 23 ave kuda kuvaka imba. Anoda ndibate pa0778 818 839.
***
Ndiri murume ane makore 40, ndiri muHarare uye ndotsvaga mukadzi ave kuda musha ari HIV negative, kunyanya ane mhuri yakewo. Ngaandibate pa0716 601 284.
***
Ndiri murume ane makore 37 nevana 4, ndotsvagawo musikana wekuroora ane makore 23 – 25 ari HIV negative. Ini handisi pamushonga, ndinoda ari serious asi nzenza kwete. Nhare yangu 0777 139 589.
***
Kwayedza makadii? Ini ndiri mukadzi ane makore 34 ekuberekwa, ndiri pamushonga uye ndinotsvagawo murume anoda zvekuvaka musha.
Ngaavewo ari pamushonga seni ane makore 40 kusvika 47 asinganwe doro kana kuputa fodya. Ndinoda anotya Mwari asi vanoda zvekutamba musafona ndapota. Andifarira anondibata pa0714 583 588, zvakawanda tozotaura.
***
Ndanyorera ndanyorerazve, ndishambadzewo. Ndiri murume ane makore 46 mugari wemuHarare. Ndoda mudzimai ave kuda zvewanano, ada ndibate pa0779 921 627.
***
Makasimba here? Ndiri mukomana ane makore 27 ekuberekwa, ndinotsvagawo musikana ari pachokwadi anoda zvekuroorwa. Ndinogara kwaMutare, kana pane ari pachokwadi kubva pamakore 18 kusvika 26 ngaandibate panhamba idzi 0773 933 879.
***
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 34 nevana 3, ndinotsvagawo murume anoda zvemba. Ndiri pamushonga, anoda anondibata pa0777 129 958.
***
Ko makadii? Ndiri mukomana ane makore 35, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 28 kusvika 34 ari pachokwadi uye asiri pamushonga. Ndinogara kwaMutambara kuChimanimani. Andifarira ngandibate pa0776 485.
***
Ndiri murume ane makore 32, ndinodawo mudzimai akavimbika nekuda imba. Ndine mwana 1, handisi pamushonga. Andida totaura apo 0774 792 487.
***
Ndiri mujaya ane makore 24, ndinotsvagawo musikana munaku ari HIV negative seni uye akavimbika.
Ngaave ane rudo uye anotya Mwari, ane tsika dzinozadza mukombe achishandawo seni. Ngaave ane makore kutangira 18 kusvika 21. Nhubu, pfambi nevakadzi vavanhu kwete handidi. Andida anondibata pa0712 980 811.
***
Ndiri kutsvaga musikana ari HIV positive, kunyanya kubva pakuzvarwa ane makore 24 zvichidzika. Ini ndine makore 27, ndiri muHarare. Nhamba dzangu 0734 867 754.
***
Makadii? Ini ndiri mudzimai ane makore 29 nevana vaviri, ndinodawo murume ane makore 35 – 40 anopinda Johane Masowe chete nekuti ndoyandopindawo.
Ngaave asingarware uye ane zvaanoita muupenyu, akatsvinda. Nhare yangu 0713 016 486.
***
Ndiri murume ane makore 26 nemwana 1, ndodawo mukadzi ane makore 20 kusvika 24 anoda zvemba. Ndiri kuGweru, nhamba dzangu 0773 364 952.
***
Makadii vechirongwa? Ndiri murume ane makore 33 ndotsvagawo mukadzi anoda rudo. Ngaave ari pamushonga uye ane mari dzake. Andifarira anondibata pa0775 509 568.
***
Ndiri murume ane makore 40 nevana 3, ndiri HIV+ asi handirakidze, handishande uye ndoita mabasa emaoko. Ndonamata, ndoda mukadzi ane mazirudo. Anoda kuvaka musha ngaandibate pa0774 972 620.
***
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ari kutsvaga musikana wekuroora ari pachokwadi. Ndine makore 24, ndinoshanda. Andifarira nhamba dzangu 0773 871 844.
***
VeKwayedza makadiiko? Ndiri mukomana ane makore 23, ndodawo musikana ane makore 18 kusvika 22 akavimbika. Ndinoshanda, ndikamuwana ndingafara. Nhare yangu 0777 708 061.
***
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 20 ekuberekwa, ndinotsvaga shamwari yechisikana ine makore 18 kusvika 20, yakanaka. Andifarira anondibata pa0714 966 971.
***
Makadini? Ndinotsvagawo murume anoda zvemba anopinda chechi yePentercostal uye anoshanda.
Ndine makore 33 nevana 2, vekuKwekwe musafona. Vamwe ndibate pa0784 689 053.
***
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 33 ndodawo murume anoroora ane mwana 1 chete asina HIV uye anoshanda. Ndibatei pa0784 689 053.
***
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 28 nemwana 1. Ndotsvagawo mukadzi ane mwana kana asina ane makore 18 – 23 anonamata uye akanakawo.
Ngaave anoda zvekurima nekuti ndine plot uye ndoshanda. Andida ndibatei pa0782 383 068.
***
Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 35, ndinotsvagawo mukadzi ane makore ari pasi peangu. Nhare yangu 0772 208 068.
***
Makadii? Ndiri murume ane makore 32 ndinotsvaga mudzimai ane mwana mumwe chete. Zvakawanda tinozotaura, ndibatei pa0774 624 617.
***
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 27 ekuzvarwa nevana 2. Ndinotsvagawo murume ane makore 35 kusvika 40 asina mukadzi. Vanoda kutamba ndapota handidi. Anenge ada anofona pa0785 931 375.
***
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 21 nemwana mumwe. Ndotsvakawo murume anondida nemwana wangu, anoda zvekuvaka. Matsotsi kwete, ndobatika pa0774 813 067.
***
Ndiri mukomana wemakore 30, ndakanaka uye ndinoshanda. Ndinodawo musikana akanaka wemakore 28 zvichidzika chero ane mwana 1. Andida tumira sms kana kufona pa0777 541 618.
***
Ndiri murume ane makore 37, ndinotsvagawo mukadzi asina vana vakawanda kana kutoti asina mwana. Ngaave nemakore 26 kusvika 30 ari HIV +, asingaratidzi kurwara akasimbawo zviri nani. Anoda ngaandibate pa0719 575 921, ndatenda hangu.
***
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 38, ndinodawo murume ane makore 40 – 45 anoenda kuPentercostal Church ave kungoda zvekuchengetana. Ndiri HIV negative, andida ngaandibate pa0718 776 222. Ndatenda nekundishambadzirawo, matsotsi kana varume vevanhu kwete.
***
Ndiri mukomana ane makore 30 okuberekwa ndinotsvagawo musikana wekuroora asiri pamushonga. Andifarira ngaandibate pa 0775 972 744.
***
Makadii zvenyu veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 28 nemwana 1. Ndinotsvakawo murume anoda zvemba, asi ari pachirongwa kwete. Ini handisi pamushonga. Ndiri muHarare, anondida anondibata pa0714 857 554.
***
Ndiri kutsvaga mudzimai ane makore 30 zvichidzika, handina mwana uye ndiri pamushonga. Nhamba dzangu 0775 316 821.
***
Makadii veKwayedza? Buritsaiwo shambadzo yangu, ndiri murume ane makore 30 nemwana mumwe chete uye ndinodawo mudzimai ane makore 19 kusvika 25. Nhare yangu 0714 665 643.
***
Ndiri mukomana ane makore 22, ndinotsvagawo musikana ari pakati pemakore 18 kusvika 20. Ari pachokwadi ngaandibate pa0776 740 164.
***

Share This:

Sponsored Links