TISHAMWARIDZANE

12 Apr, 2019 - 00:04 0 Views
TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE
CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye. Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi.— MUPEPETI.

NDINOTENDA veKwayedza, ndakamuwana wehupenyu hwese. Vanhu chiregai kufona pa0783 716 064.
*****
Makadiiko veKwayedza? ndiri mudzimai ane makore 28 nevana2, ndiri kutsvakawo murume ari pachokwadi anoda zvekuroora, ndinobatika pa0776 619 472.
*****
Hie veTishamwaridzane? Ini ndiri musikana ane makore 25, ndiri pamushonga uye ndinotsvagawo mukomana asi handidi anoshusha. Andida ngaandibate pa0778 115 466.
*****
Ndiri murume ane makore 47 nevana vatatu uye ndotsvagawo mukadzi ave kuda zvekuroorwa ane makore 40 zvichidzika asiri pamushonga. Andifarira anondibata pa0773 897 221.
*****
Ndiri murume mushava munaku ane makore 40 ndotsvagawo mukadzi ane rudo asina chirwere, ane chero api makore. Ini handishande parizvino . Andifarira ndibate pa0777 088 728.
*****
Makadii? Ndotsvagawo mudzimai wekuroora ane makore 30 – 35, ini ndine 46. Asiri pamushonga ngaandibate pa0782 980 649.
*****
Ndiri murume ane makore 40, ndodawo mukadzi ane makore 30. Anondida ngaandibate pa0775 731 432, ndatenda.
*****
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 25, paupenyu ndiri driver uye ndinotsvaga musikana ane makore 18 kusvika 20 asina chirwere. Asina mwana, andida ndobatika pa0714 248 355.
*****
Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 38, ndinotsvagawo mukadzi wekugarisana naye. Nhare yangu 0733 435 972.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 51, ndiri pamushonga uye ndinodawo murume akaitawo seni asingataridzi kurwara wokuchengetana naye. Ngaave asina mukadzi ane makore 55 zvichikwira, anogeza aine rudo. Anenge andifarira anondibata pa0775 908 341 asi matsotsi kwete.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 35 nemwana 1, ndinodawo mudzimai ane makore 23 kusvika 35 ane mwana wakewo ave kuda zvemba kwete kutamba. Ndiri HIV negative, nhamba yangu 0716 339 041.
*****
Makadii vakuru vechirongwa? Ndiri murume ane makore 31 ekuberekwa nemwana 1, ndotsvakawo mukadzi ane makore 22 kusvika 29 asiri pamushonga. Anotya Mwari ngaandibate pa+27 623 954 474.
*****
Ini ndiri mukadzi ane makore 30 nevana vatatu, ndinotsvakawo murume anoda zvekuroora asiri pamushonga. Andidawo 0785 096 145.
*****
VeKwayedza mune rudo nevanhu. Vaifona pa0775 257 587 ngavachirega nokuti ndakasangana newangu chaiye. Makaita basa veKwayedza.
*****
Ndiri murume ane makore 28, ndotsvangawo musikana ane makore 18 kusvika 25. Ada ngatitaure apa 0785 679 789,
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 39 ekuberekwa ndinotsvagawo murume ari kuda zvekuroora ane makore 42 anorevesa uye asiri pamushonga. Anondida anondibata pa0717 843 718.
*****
Makadini vechirongwa? Ini ndiri mukadzi ane makore 40 nemwana 1. Ndinotsvagawo murume ari pachokwadi anoda kuroora. Ngaave ane makore 42 kusvika 47 asina mukadzi, ane mwana 1 kana 2. Akasununguka kunotorwa ropa uye anoshanda, vandifarira ndibatei pa0714 256 440.

Makadii? Ndiri murume wechidiki ane makore 30 nemwana mumwe chete. Ndiri kudawo mukadzi ane makore 19 kusvika 25 ane mwana kana asina anoshanda seni uye asina chirwere seni. Ngaave ave kuda zvekumisa imba chero anogara ega tironge zvekumisa imba. Ndinoda ari smart, ndiri muHarare. Nhare yangu 0714 665 643, vanoda zvekutamba mirai zvenyu nekuti matsosti taneta nawo.
*****
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 27, ndinodawo musikana anoda imba ari serious. Ndibatei pa0775 972 744.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 28 ndotsvaga mukadzi ane makore 28 kusvika 32 anotya Mwari. Anoda ngaandibate pa0783 145 255, ari muHarare.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 25 ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 19 kusvika 24. Asiri pamushonga, ini handina kumbobvira ndakaroora uyezve ndinoshanda. Andifarira ngaandibate pa0713 464 510. Ndinowanikwa muHarare.
*****
Ndiri murume wemakore 54, ndine vana 4 uye ndiri pamushonga. Ndiri kutsvagawo mukadzi ari zvandiri uye ane muviri muhombe. Nhamba dzangu 0714 728 622.
*****
Ndiri murume ane makore 60, ndinotsvaka mukadzi asiri pamushonga. Nhamba dzangu 0716 443 530.
*****
Ndoda mukadzi asina mwana asiri pachirongwa ane makore 18 – 21. Ndoda anoda kuroorwa. Nhamba dzangu 0783 165 247, ndiri kuBeitbridge.
*****
Makasimba here? Ndiri mukomana ane makore 28, ndotsvagawo mukadzi anondida sezvandiri. Ngaave ane makore 25 kusvika 35 ane mwana mumwe kana vaviri. Andifarira ngaandibate pa0716 156 023.
*****
Makadini? Ndiri mukomana ane makore 24, HIV negative uye ndinoda musikana ane makore 18 kusvika 20 akasimba mutsvuku. Ari pachokwadi nezvemba ngaandibate panhare yangu 0713 213 435.
*****
Makadiiko veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 34, handisati ndamboroora uye handisi pamushonga. Ndiri kutsvagawo musikana ane makore 30 zvichidzika. Nhamba dzangu 0715 742 544.
*****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 39 nevana ndinotsvagawo mukadzi wekuvaka naye musha ane vana vakewo. Ngaave anofarira kurima, ini handina utachiona. Handishandi uye ndorima chete. Andifarira nhamba dzangu 0782 510 167.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 39 nevana 2, ndinotsvagawo murume wekuvaka naye imba. Ndinoda ari pachokwadi nekuvaka imba asi varume vevanhu ndapota musafone. Ndinoda murume anogeza, anenge andida unofona pa0782 914 633. Ndatenda.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri murume ane makore 37, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 26 – 32. Ndoda wekwaRusape kana Inyanga. Andifarira ngaandibate pa0738 205 931.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27, ndinotsvagawo musikana ane makore 19 kusvika 22 asiri pamushonga. Ngaave anoda zvemba ari pachokwadi, nyangwe asingashande. Andifarira ngaatumire sms pa0783 656 015.
*****
Makadii? Ini ndiri murume ane makore 34, ndotsvagawo mukadzi ari pachokwadi. Ngaave ane makore 28 zvichidzika. Andifarira nhamba dzangu 0714 987 483.
*****
Makasimba here veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 28 nevana 2. Ndinotsvagawo shamwarirume ine makore 30 kusvika 40. Ngaave anoshanda, ndoda ari pachokwadi asiri murume wemunhu. Ari pamushonga asingataridziki nekuti ndiri pamushongawo. Kana paine anenge andifarira anondibata pa0774 235 571, ndatenda.
*****
Makadii zvenyu veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 22, ndodawo murume ane mwana wake ari pachokwadi. Ada nezvangu ngaandibate pa0774 797 130.
*****
Makadii veKwayedza? Ndotenda chirongwa chino, vaifona panhamba idzi 0772 278 373 chiregai. Ndakawana wandaida, ndatenda.
*****
Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 44, ndinodawo murume ane makore 47 zvichikwira. Nhamba dzangu dzinoti 0786 137 872.
*****
Makadii? Ndinotenda nechirongwa chenyu, ndakawana wandaida saka vachiri kufona pa0717 458 022 chiregai.
*****
Makadini veKwayedza? Ndakazomuwana mukadzi wandaida. Vaifona pa0719 048 943 chiregerai zvenyu. Tatenda.
*****
Makadii zvenyu veTishamwaridzane? Ini ndiri mukomana ane makore 23 okuberekwa, ndinotsvaga musikana ari pachokwadi nekuda zvemba asiri pamushonga. Foni yangu 0784 527 381.
*****
Ini ndinoda murume ari positive, makore 28. Nhamba 0778 691 398.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mudzimai ane makore 40, ndinodawo murume akavimbika asiri pamushonga. Vanyengedzi kwete, nhamba dzangu 0774 430 756.
*****
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 26 nevana2, ndotsvagawo murume wekudanana naye anoenda kubasa asiri pamushonga. Anoda ngaandibate pa0774 212 029.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 20, ndodawo mukomana ane makore 22 kusvika 25 ari HIV positive. Andida ngaandibate pa0783 211 730.
*****
Makadini? Ndishambadzeiwo, ndiri madzibaba vane makore 48. Ndowanikwa muHarare, vana vakura uye ndotsvagawo mudzimai akarongeka anoda zvemba. Akavimbika ada ndibate titaurirane pa0713 940 004.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 40, HIV+ uye ndinodawo mudzimai anorevesa. Nhare yangu 0775 316 821.
*****
Makadii zvenyu? Ndiri murume ane makore 43 nevana vaviri, ndotsvagawo mukadzi wekuroora. Ndiri pamushonga, ari pachokwadi nhare idzo 0783 003 971.
*****
Ndinodawo murume ane makore 40 zvichikwira asina mukadzi, ndine vana 4. Ngaave ane vana vakewo. Nhare yangu 0778 460 253.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 30 nemwana 1, ndinotsvagawo mukadzi wekushwaridzana naye ane makore 30 kusvika 40. Andifarira nhare yangu 0784 720 095.
*****
Ndiri murume ane makore 43, ndinotsvakawo mudzimai akambororwa kana asina ari serious ane makore 29 – 39. Nhamba dzangu 0775 567 799.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 42, ndinotsvagawo murume ane makore 50 zvichikwira. Ndinoda anoshanda, marovha nevane vakadzi kwete. Ndibatei pa0713 973 110.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 35, ndiri pamushonga uye ndinoda murume ari pamushonga. Nhare yangu 0775 727 576.
*****
Makadii veKwayedza? Ndinotsvagawo musikana wekuroora.
Ndiri mukomana ane makore 26, ndinodawo musikana ane makore 18 kusvika 23 asiri pamushonga. Anondida anondibata pa0771 773 862.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 42, HIV negative uye ndinotsvagawo mukadzi anoda zvemba asi kwete matsotsi. Nhare yangu 0783 627 488.
*****
Makadii henyu? Ini ndiri murume ane makore 29, ndinotsvaga mukadzi kana musikana wekuroora ari pachokwadi ane vana kana asina nekuti ndine vangu. Nhamba dzangu 0715 031 449.

Share This:

Sponsored Links