TISHAMWARIDZANE

24 May, 2019 - 00:05 0 Views
TISHAMWARIDZANE Tishamwaridzane

Kwayedza

MAKADINI henyu? Makaita basa nekushambadzawo nhare yangu, vese vaifona pa0716 250 995 ngavachiregedza kufona nekuti ndakamuwana wandaida.
****
Ndiri murume anodawo mudzimai ane makore ari pasi pemakumi matatu nematatu. Runhare rwangu 0777 696 915.
****
Makadii hama neshamwari? Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvagawo musikana ane makore 19 zvichidzika. Asiri pamushonga andifarira ngaandibate pa0775 546 177.
****
Makasimba here? Ndiri murume ane makore 45, HIV positive uye ndiri kutsvagawo mudzimai ane makore 35 – 42 ekuberekwa ane vana vaviri. Ndiri muHarare, ndofarira anoda zvekurima kana ane munda kuDarwendale, Trelawney, Banket, Chinhoyi, Zvimba neBindura. Ndoshanda muHarare, andifarirawo ngaandibate kana Sms pa0717 900 504.
****
Tishamwaridzane makadini? Ndiri mukomna ane makore 23, ndinotsvagawo musikana ane makore 18 – 20 asiri pamushonga. Anondibata pa0712 325 043.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 24, ndinotsvagawo musikana wekufambidzana naye. Andida ngaandbate pa0785 753 266.
****
Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 25, ndinotsvagawo mukadzi ane makore 24 zvichidzika ane mwana mumwe. Nhare yangu 0772 208 068.
****
Ndiri mukadzi ane makore 41 nevana 2 uye ndiri pamushonga. Ndiri kutsvaga murume anoda zvemusha. Nhare yangu 0785 524 328.
****
Makadii? Ndinotsvagawo mukadzi ari pamushonga anozvishandira uye anogara muHarare. Nhare yangu 0785 202 997.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 35 nemwana 1, ndinoshanda muHurumende uye ndinotsvagawo mukadzi wekuroora. Asiri pamushonga andifarira nhare yangu 0716 250 995.
****
Makadii vechirongwa? Ndiri mukadzi ane makore 35 nevana vatatu. Ndotsvagawo murume wekushamwaridzana naye ari pachokwadi ane makore 45 zvichikwira. Nhare yangu 0783 392 263.
****
Makadini veTishamwaridzane? Ini ndiri mukomana ane makore 28, ndotsvagavo musikana kubva pamakore 18 kusvika 24. Ngaave asiri pamushonga, andifarira ndibate pa0775 974 602.
****
Tishamwaridzane, ini ndiri murume ane makore 39 okuberekwa. Ndinotsvakavo mudzimai wekuroora akavimbika, ari serious nezveimba. Anondida anondifonera pa0773 969 620.
****
Ndiri mudzimai ane makore 43 nemwana, ndotsvakawo murume anoda zvekuroora akasununguka kunotestwa. Ndaneta nematsotsi, andifarira ngaandibate apa 0783 955 773.
****
Kwazivai. Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvaga musikana ane makoe 18 kusvika 20. Zvimwe totaura pa0715 102 790.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 42 ndotsvagawo murume ari pachokwadi ari pamushonga ane makore 42 zvichikwira kwete matsotsi. Ndobatika pa0737 026 892.
****
Makadii? Ndiri mukadzi ane makore 19, ndotsvagawo murume anoda zvemba ane makore 23 – 30 asina mwana kana ane 1. Ngaave anoshanda ari HIV negative. Nhare yangu 0786 257 720.
****
Makadii zvenyu? Ndiri mukomana ane makore 26, ndotsvagawo musikana ane makore 20 zvichidzika ane rudo. Ndatenda, ndiri maMutare. Vanoda ndibatei pa0773 055 958.
****
Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 33 nevana 2 uye ndiri pamushonga. Ndinotsvagawo mukadzi wekuroora. Anenge andifarira nhare dzangu 0777 021 672.
****
Kwaziwai vadikani paTishamwaridzane. Chara chimwe hachitswanye inda. Ndiri murume, makore angu 37. Ndinotsvagawo shamwarikadzi anzwa nekutonhorwa zvekugeda-geda meno ari ega zvake nechando chiriko ichi. Tizoyanana nekudanana nekupanana mazirudo anodziya kwazvo nekunyungudutsa mamvuramabwe chaiwo nekufara tose zvedu. Ndinoda shamwarikadzi akanakisa chose kudarika denga chaiyo. Mukoko wehuchi chaiwo. Tsiru inokamwa mukaka une huromba. Mutano asiri pamushonga. Wangu ngaasununguke kundibata pa0712 774 011.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 23, ndinoda mukadzi ane makore 18 kusvika 22 kana ane mwana 1. Nhare yangu 0775 458 448.
****
VeTishamwaridzane makadii henyu? Ndiri mukadzi ane makore 43, ndinotsvagawo murume ane makore 48 kusvika 60. Ngaave ari pamushonga seni asi handiratidze. Ndoita basa remawoko, ndoda ari pachokwadi. Ndobatika panhamba dzinoti 0786 018 732.
****
Ndiri mudzimai ane makore 43, ndinoda murume anonamata, ndine vana. Nhare yangu 0778 957 611.
****
Ndiri murume ane makore 40, ndinodawo munhukadzi wekushamwaridzana naye anofarira Mwari. Ndoda mutete ane makore ari pasi pe30. Nhare yangu 0773 033 972.
****
Makadini? Ndiri mukomana ane makore 22 ndinodawo musikana ane makore 19 zvichidzika asiri pamushonga. Anondida ngaandibate ngaandibate pa0783 839 968.
****
Ndiri murume ane makore 32 ekuberekwa, ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 20 kusvika 28 ane vana 2 kana asina. Andifarira ngaafone pa0774 574 608.
****
Ndiri mukomana ane makore 27, ndinotsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 19 kusvika 24. Andida anondiwana pa0712 382 502.
****
Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 20, ndinotsvakawo musikana ane makore 18 – 19 uye ndinoshanda. Ndinogara kuChinhoyi, andida nhare yangu 0715 174 064.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 29, ndine mwana 1 uye ndodawo mukadzi ane mwana 1 kana asina. Ngaave asiri pamushonga. Zvakawanda totaura, andida ngaandibate pa0783 664 641.
****
Ndiri murume ane makore 38 ndodawo mukadzi ane makore 25 kusvika 35 ari HIV negative wekuwadzana naye. Nhamba dzangu 0783 384 389.
****
Ndiri mukomana ane makore 22, ndinodawo musikana ane makore 20 zvichidzika anoshandawo seni. Asiri pamushonga seni ngaandibate pa0775 546 177.
****
Ndiri kudawo mukadzi ari kuda zvemba. Ndine makore 34 nemwana mumwe. Ndiri muHarare uye ndinoshanda. Ngaave ane mwana 1 kana 2. Ari pachokwadi nhamba yangu 0713 341 831.
****
Ndiri murume ane makore 38 nevana 2. Ndinotsvakawo mukadzi wekuroora akavimbika ane makore 25 kusvika 39. Ndinobatika pa0714 618 760.
****
Makadii veKwayedza? Nhamba dzino 0715 202 080 dzaishandiswa nemunin’ina wangu haachipo ndiye akanyorera saka vanofona ngavarege havo ndapota.
****
Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 34 nevana 3. Ndinotsvakawo murume anondiroora ari serious nemba. Ndinozvishandira, ndinodawo mukuru kwandiri. Nhamba dzangu 0714 812 171, anondida anondibata ipapa.
****
Ndinotsvagawo mudzimai ari paArt asingaratidze ane makore 38 – 44. Ndibate pa0716 396 692.
****
Kwaziwai, ndiri murume ane makore 41. Ndiri pamushonga uye ndodawo mudzimai ane makore pasi pe39. Andida ngaandibate pa0782 716 740.
****
Ndine makore 44, ndinotsvagawo murume wokuchengetana naye. Nhamba dzangu 0784 861 564.
****
Ndiri mudzimai ane makore 43 nevana 2, handisi pamushonga uye ndiri mugari wemuHarare. Ndinotsvawo murume ane makore 49 – 53 asiri pamushonga. Ngaave anoshanda ari mugari wemuHarare, anoda zvemba uye ane vana 2 kana 1. Anogeza ngaandibatewo pa0716 830 496.
****
Ndiri murume ane makore 33, ndinoda mukadzi ari pachokwadi wekuroora ane makore 25 kusvika 30. Ngaave ane mwana 1 kana 2, andifarira ngaandibate pa0771 182 748.
****
Ndiri murume ane makore 41, handina chirwere uye ndinoshanda. Ndiri kutsvagawo musikana ane makore 20 – 30. Ngaandibate pa0784 922 571.
****
Vose vari kufona pa0771 928 600 chiregerai, ndakawana wandaida. Ndapota.
****
Ndinokutendai veKwayedza ndakamuwana wandaida chaiye. Ndatenda chaizvo, ndakafara. Saka vachiri kufona pa0778 392 886 ngavachirega.
****
Vechirongwa makadii? Ndiri mukomana ane makore 25, ndotsvakawo musikana ane makore 24 zvichidzika asiri pamushonga. Andifarira ngaandibate nhasi chaiye pa0776 550 474.
****
Makadii? Ndiri murume ane makore 40 nevana vana vaviri. Ndinotsvaga mudzimai. Nhamba dzangu 0772 538 985.
****
Makadii? Ndodawo musikana asina kumboroorwa, asina chirwere, anoda kugara pamusha ari mutete. Ndobatika pa0784 116 965.
****
Ndiri murume ane makore 39 nevana vaviri. Ndodawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi ane mwana mumwe kana asina. Andida ngaandibate pa0774 466 832 asi vanotamba kwete.
****
Ndiri mukomana ane makore 26, ndinotsvaga musikana ari pachokwadi ane makore 18 – 23. Nhamba dzangu 0782 422 313.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 22 nevana 2, ndodawo murume. Andifarira ngaandibate pa0774 568 137, zvakawanda tozotaura.
****
Ini ndiri mukomana ane makore 28, ndotsvagawo musikana wekuwadzana naye asi vari pamushonga kwete. Ndinoda ane makore 18 kusvika 23. Andifarira ngaandibate pa0775 974 602.
****
Ndakamuwana wandaida saka vose vachiri kufona pa0776 166 475 chiregai, ndatenda.
****
Makadii? Ndiri kutsvagawo mukadzi wekuwadzana naye ane makore 23 – 35 ane mwana kana asina. Ndine makore 34 uye ndiri pamushonga. Andifarira ngaandibate pa0784 512 107. Handishandi.
****
Makadii vekwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 27, ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 24 wekuroora. Nhare yangu 0778 410 040.
****
Ndinotenda veKwayedza nechirongwa chenyu, ndakukumbirawo kune vese vakanonoka kuti makadya manonoko ini ndakamuwana saka chiregai henyu kufona pa0716 385 944, ndapota. Ndinotenda zvikuru.
****
Tishamwaridzane, ndiri mukomana ane makore 23 ndinotsvagawo musikana wepedyo wekuroora ane makore 18 kusvika 20. Ndinogara kuZhombe, nhare yangu 0776 858 709.
****
Ndiri murume ane makore 42, ndiri pachirongwa. Ndinotsvakawo mukadzi wekuroora ane makore 25 zvichikwira ari pachokwadi uye ari pachirongwa. Nhare yangu 0774 587 053.
****

Share This:

Sponsored Links