TISHAMWARIDZANE

23 Aug, 2019 - 00:08 0 Views
TISHAMWARIDZANE

Kwayedza

MAKADII? Ndiri mukadzi ane makore 48, ndinotsvagawo murume wekugara naye ane makore 50 kusvika 55 uye anoshanda. Andifarira ndibateiwo pa0717 281 023.
*****
Makasimba here veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 25, ndotsvagawo musikana ane makore 24 zvichidzika kusvika 18. Anoda zvemusha nhamba dzangu 0774 228 130.
*****
Ndiri murume ane makore 40, HIV+ uye ndoda mudzimai anorevesa. Ndobatika pa0775 316 821.
*****
Ndinotsvagawo musikana wekuwadzana naye ane makore 18 kusvika 23 ari mupurisa kana nurse. Nhare yangu 0785 778 067.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mukomana ane makore 23, ndotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 20 asiri pamushonga. Ngaave akasunguka kunoongororwa ropa uye anonamata anotya Mwari. Ndinoda anofarira kugara kumusha, ini ndogara kwaMurewa. Andifarira anofona kana kunyora meseji pa0784 890 857. Ndatenda hangu.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 42, ndinotsvagawo murume ane makore 44 kusvika 50. Ndine mwana 1, nhamba dzangu 0772 662 568.
*****
Ndiri murume ane makore 34, ndinotsvakawo mukadzi wekushamwaridzana naye ane makore 30 zvichidzika. Nhare yangu 0773 742 779.
*****
Makadini veKwayedza paTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 30 ndanzwa nekunyorera asi handisati ndamuwana wekuroora. Ndibatsireiwo, nhamba dzangu 0774 056 962.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 25, ndotsvagawo musikana anoda zvemba, ane mwana chero asina. Nhamba dzangu 0784 215 705. Ndatenda.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 22, ndoda musikana wekushamwaridzana naye ane makore 19 zvichidzika. Zvizhinji totaura pa0737 928 245.
*****
Makadii? Ndiri kutsvaga mukadzi wekuroora asiri pamushonga, makore angu 33. Ndoda kubva pa25 – 29, runhare 0786 744 868 asi ngaave ari pachokwadi.

Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 31 ekuberekwa nevana mapatya uyezve handina chirwere. Ndinoda shamwarikadzi yakanaka inoyevedza uye inoenda kuchechi. Ari pachokwadi ane makore 35 zvichidzika uye ane zvaanoitawo zvakadai seane chikoro chake kana basa. Akavimbika ari smart ngaandibate pa0712 490 993.
****
Makadii vabati vechirongwa? Ndiriwo murume ane makore 44 nevana vaviri. Ndinoshanda uye ndinotsvagawo mudzimai anoshanda ane vana vakewo. Ngaave anotya Mwari ane makore 30 zvienda mberi. Andifarira ngaandibate pa0779 663 195.
****
Makadii? Ndiri kutsvagawo murume wekufambidzana naye. Ndiri mudzimai ane makore 29 nemwana 1. Ndinogara muHarare uye ndiri pamushonga. Nhare yangu 0773 988 379.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 27 nemwana 1, ndotsvagawo murume ari HIV positive. Andifarira ngaandibate pa0785 354 469.
****
Makadii paTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 39 nevana 2, ndodawo mudzimai akavimbika uye ari pachokwadi. Andifarira anondibata pa0775 333 162.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri kutsvagawo mukadzi kana musikana wekuroora ane mwana wake kana asina ane makore 18 kusvika 24. Ini ndine makore 26, andifarirawo ngaandibate pa0782 777 465.
****
VeKwayedza makasimba here? Kuri kuedza sure. Ini ndiri mukomana ane makore, ndodawo musikana akanaka kwete mai kana matsotsi. Nhamba dzangu 0775 225 918, ndiri kwaMutare. Thank you.
****
Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 22 nemwana, ndiri murimi wefodya uye handizi pamushonga. Ndoda murume ane makore 28 kusvika 35 asiri pamushonga. Ngaave ane vana 2 kana 1, anoshanda asi matsotsi kwete kana vane mhuri nemapositori musafone zvenyu. Nhare yangu 0775 196 178.
****
Makadiniko? Ndiri murume ane makore 36, ndinodawo mukadzi ane makore 18 – 32 chete. Zvakawanda tozotaura, nhamba dzangu idzo 0772 298 392.
****
Makadiiko veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 19, ndinotsvakawo shamwarirume inoda zvemusha. Zvakawanda totaura pa0775 964 362.
****
Ndiri mukadzi ane makore 35 nevana 2, HIV positive uye ndoda murume ane makore 50 zvichikwira anonamata masowe. Nhare yangu 0777 370 480.
****
Makadii veKwayedza? Ndinokutendai nekugamuchira zvichemo zvedu, ndakamuwana murume anondida saka pane vaifona pa0778 283 409 chiregai. Tatenda.
****
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mukomana ane makore 23, ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 23. Ndinonzi Shark Bee, nhare yangu 0776 858 709.
****
Kwaziwai, ini ndiri murume ane makore 39 uye ndodawo mudzimai ane makore 33 – 34 ane mwana mumwe kwete tsotsi. Anoda anondibata pa0786 061 244.
****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 30, ndinotsvaga mukadzi wekuroora ari pachokwadi. Handishande asi mari ndinotsvaga yekuraramisa mhuri. Andifarira ngaandibate pa0715 031 449, handirware.
****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukadzi ane makore 33 nemwana 1, Ndiri kutsvagawo murume anoda zvekuroora asiri tsotsi, ari pamushonga uye anonamata. Ari muHarare ngaandibate panhamba dzangu dzinoti 0777 727 240.
****
Ndiri murume ane makore 39 nevana 2, handina chirwere uye ndotsvaga mudzimai wekuroora akatendeka. Ndogara muHarare, basa ndiri bhiridha. Zvakawanda pamusoro pangu munondibata pa0786 037 294.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 27, ndinotsvagawo murume ave kuda zvekuroora. Ini ndine mwana wangu 1 uye ndinoda murume anogeza ane rudo. Ndatenda hangu. Nhare yangu 0714 936 766.
****
Makadii? Ini ndiri murume ane makore 38, ndinotsvaka mudzimai ane makore 30 kusvika 35 asiri pamushonga. Kana pane anondidawo nhamba dzangu idzo 0712 139 326.
****
Makadii henyu? Ndiri murume ane mwana 1, ndotsvagawo mukadzi anoda zvemba ane mwana 1. Nhare yangu 0712 558 853.
****
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 29 ekuberekwa, ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 – 25. Anoda anondibata pa0712 582 098.
****
Ndiri murume ane makore 37, ndinotsvakawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi. Nhare yangu 0774 717 809.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri musikana ane makore 22, ndotsvagawo murume ane makore 24 kusvika 30 anoda zvemba uye anoshanda. Varume vevanhu kwete, andida anofona pa0714 979 332.
****
Makadii? Ndiri murume ane makore 46 ndodawo mudzimai ane makore 28 – 35 ari negative. Nhare yangu 0782 980 649.
****
Ndiri murume ane makore 46, ndotsvagawo mukadzi akanaka ane makore 25 kusvika 34 wekushamwaridzana naye. Zvakawanda tozotaura, nhamba dzangu 0782 986 511.
****
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 20, ndinotsvakawo musikana anoda zvemba. Ndinogara muHarare, ndinoshanda uye anenge andifarira ndinobatika pa0787 279 197.
****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 34, ndinotsvagawo mukadzi ari pamushonga seni ari serious. Kana pane andifarira totaura chero nguva pa0718 946 572. Ndatenda.
****
Makadini veKwayedza? Ndanzwa nekunyorera shambadzo yangu asi haisi kubuda. Ndiri mukomana ane makore 26, ndinodawo musikana chero ane mwana wake akanaka chiso nemoyo uye anotya Mwari. Ndinoda anondipa rudo rwemachokwadi ane makore 18 kusvika 27 asi vakadzi vevanhu kwete. Andifarira andida nhare yangu 0712 493 547.
****
Makadii? Ndine makore 24 uye ndinotsvaga mukadzi akambowanikwa anoda zveimba ari pamushonga asi asingaratidziki. Anoda Mwari, ngaandibate pa0785 555 803.
****
Ndinotsvagawo mukadzi ane makore 18 kusvika 21 anoda zvekuwanikwa. Ndobatika pa0785 555 803.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 24 ndodawo mukadzi wekuwana ane makore 18 – 22 anoziva rudo. Tokurukura pa0786 911 510.
*****
Kune vese vanofona pa0774566741 chiregai henyu ndakamuwana. Ndotenda.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 42 ndoda mukadzi mukobvu tigarisane. Andida nhamba dzangu 0772 562 059.
*****
Ndinotsvagawo mukadzi wekuroora ari pachokwadi ane makore 25 – 30. Makore angu i35, nhare yangu 0714 546 093.
*****
Makadini veTishamwaridzane? Ndiri mudzimai ane makore 39 nevana 3, ndiri pamushonga uye ndinodawo murume ari pachokwadi kubva pamakore 38 – 43. Ngaandibate panhare yangu 0712 796 501.
*****
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 22, ndotsvaga musikana wekuroora ane makore 19 zvichidzika. Zvizhinji totaura pa0783 951 606 chero nguva.
*****
Ndiri kutsvagawo mukadzi ane mwana mumwe chete anoda kuroorwa uye ari pamushonga ane makore 30 – 36 chete. Andida ngaandibate totaura pa0772 844 669.
*****
Ndiri mukomana ane makore 28, ndodawo mudzimai ane mwana kana asina. Nhare yangu 0778 089 848.
*****
Ndaneta nekunyorera kuchirongwa ndisingawane. Ini ndiri mukomana ane makore 24 ndotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 22. Andifarira ngaandibate pa0778 397 213.
*****
Vari kufona panhamba idzi 0717 923 165 chiregai. Ndakamuwana wandaida. Ndotenda veTishamwaridzane, ndakapindawo muwanano. Rambai makadaro.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 44 ndotsvakawo murume asina mukadzi ane makore 49 zvichikwira. Nhare yangu 0713 019 825.
*****
Makadini veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 40 ekuberekwa, ndinotsvagawo musikana wekuroora asina chirwere seni. Handishande, ndinoita zvekurima muriwo nematomatisi. Ngaave nemakore 25 kusvika 30, ane mwana mumwechete kana vaviri uye ari pachokwadi. Anoda zvemba anenge andifarira ngaandibate pa0783 372 933.
*****
Makadii? Ini ndiri mudzimai ane makore 36 nevana 4, ndotsvagawo murume ane rudo nemhuri dzedu uye abva zera. Ndobatika pa0783 587 945 nguva dzose.
*****
Makadiko? Ini ndiri mukomana ane mokore 21, ndinotsvagawo musikana ane makore 18 – 20. Ndinoda ari pachokwadi, vanotamba kwete. Ngaave asiri pamushonga uye andida ngaandibate pa0782 687 317.

Share This:

Sponsored Links