Tishamwaridzane

22 Nov, 2019 - 00:11 0 Views

Kwayedza

NDINOKUMBIRAWO veKwayedza kuti vese vaindifonera pa0773 985 245 ngavachirega havo ndakamuwana anondida. Ndave kutobika. Ndatenda veTishamwaridzane.
*****
Makadii veKwayedza? Ini ndiri mukomana mutsvuku ane makore 25, ndinotsvagawo musikana ane makore 18 kusvika 22 akanaka uye akasimba zviri pakati nepakati. Ngaave ava kuda zvekurorwa, vanoda kutamba kwete. Handishandi, ndinoita mabasa emaoko uye ndinogara muHarare. Vakadzi vevanhu kwete, andifarira ngaandibate pa0712 106 104.
*****
Makadii? Ndinodawo musikana ane makore 19 zvichidzika, ndine makore 19 uye anondidawo ngaandibate pa0782 250 733.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 50, HIV positive uye ndoda murume ane makore 50 zvichikwira asina mukadzi ari pachokwadi. Andifarira ngaandibate pa0772 529 109.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 26, ndinotsvakawo murume ari positive wekuroorana naye. Ari pachokwadi ndibate pa0786 072 738.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 25 nemwana 1, ndotsvagawo musikana wekuroora ari pachokwadi ane makore 18 – 20. Nhamba yangu 0785 271 115.
*****
Makadii zvenyu? Ndiri mukomana ane makore 30, ndotsvagawo mukadzi anoda zvemba ane makore 19 – kusvika 30. Anondida fona kana sms pa0778 067 216.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ini ndiri murume ane makore 43, ndinodawo mukadzi mukobvu ari pachokwadi. Ndinobatika pa0778 322 356, sms kana kufona.
*****
Makadii? Ndinotsvagawo murume ane mwana 1 kana asina uye ari pamushonga. Andida ngaandibate pa0787 392 362.
*****
Makadii veKwayedza paTishamwaridzane? Ndiri murume ane makore 46 nevana 3. Ndinodawo mukadzi ane makore 40 zvichidzika. Andifarira ngaafone kana kuisa sms pa0779 048 741. Ndatenda.
*****
Ndiri murume ane makore 35, ndinodawo shamwari yeupenyu kutangira pamakore 18 kusvika 25. Ngaave ane mwana 1 kana asina, nhare yangu 0777 664 771.
*****
Ndiri murume ane makore 30, ndinodawo shamwarikadzi ane zvaanoita seni ane makore 20 – 40. Nhare yangu 0772 997 862.
*****
Ndiri mukomana ane makore 24, ndodawo musikana ane makore 18 kusvika 20. Nhamba dzangu 0713 424 493.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 40 ndinotsvagawo musikana wekuroora. Vanoda kundibata fonai panhamba dzinoti 0782 534 135.
*****
Makadii? Ndiri mudzimai ane makore 38, ndinotsvagawo murume ane makore 40 – 50 ari pamushonga uye ari pachokwadi. Andifarira anondibata pa0775 897 059.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 42, handina mwana uye ndinotsvakawo angandiroorewo huye ndiri pamushonga asi handiratidziki. Andifarira nhamba dzangu 0788 036 367. Ndinopinda Z.C.C, varume vane vakadzi vasatamba neni ndodawo asina mukadzi akafirwa.
*****
Makadii? Ndiri murume ane makore 33 nemwana 1, ndinoera Dube uye ndichinamata kwaMugodi. Ndiri kuBeitbridge, kumusha kuMasvingo, ndodawo mukadzi ane makore 22 kusvika 28 ane vana 2 kana 1. Ndingafare kuwana mai vane rudo, nhare yangu 0716 137 954.
*****
Ndiri kutsvaga mukadzi wekuroora ari pamushonga ane makore 18 – 25. Andifarira ngaandibate pa0772 221 795.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mukomana ane makore 27 ndinotsvagawo musikana wezera wekuroora, handisi pamuti uye ndiri mudhumeni. Afarira anondibata pa0771 760 488.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 37 ndinotsvagawo mukadzi akavimbika anotya Mwari ari pachokwadi. Anenge andifarirawo nhamba yangu 0785 900 798 totaura.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri musikana ane makore 18, ndotsvagawo mukomana ane makore 24 kusvika 30 ari pamushonga seni uye akazvarwa akadaro kana akazochiwana. Ndatenda, vandifarira nhamba yangu 0783 263 358.
*****
Ndiri murume ari HIV negative uye ndine makore 38. Ndotsvagawo musikana asati ambopinda mumba ane makore 19 – 27. Anodawo vana vangu ngaandibate pa0714 276 337.
*****
Makadii? Ndinotsvagawo musikana wekuroora mutsvuku wemuHarare ane makore 18 kusvika 22. Nhamba dzangu 0787 603 303.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ini ndiri murume ane makore 42 uye ndiri pamushonga. Ndinotsvagawo mukadzi, andida ngaandibate pa0772 581 173.
*****
Tishamwaridzane ndiri mudzimai ane makore 43, ndotsvagawo murume wekushamwaridzana naye ane makore 45 kusvika 65 asiri pamushonga. Ngaawe ari kuManicaland, fona pa0782 169 445.
*****
Makadii henyu? Ndiri murume ane makore 26 uye ndinotsvagawo mukadzi ane makore 24 zvichidzika. Nhare yangu 0714 576 432.
*****
Makadii Kwayedza? Ndine makore 28, ndoda musikana wekuroora. Andida nhamba idzo 0777 593 137, matext ndopindura.
*****
Makadini zvenyu? Ndinotsvagawo musikana wekuroora kutanga pamakore 18 kusvika 25 chero ane mwana. Ini ndine makore 27 nemwana 1, ndinobatika pa0787 235 327 uye ndinoshanda.
*****
Ndiri murume ane makore 34, handina chirwere uye ndotsvaga mukadzi wekuroora akatendeka. Ndogara muHarare, ane mwana wake ngaandibate pa0776 388 799.
*****
Ndiri murume ari kuda mukadzi wekuroora ane makore 29 – 33 ane mwana 1 kana 2 uye anoenda kumasowe. Nhare yangu 0776 828 204.
*****
Makadii tete? Ndiri mukadzi ane makore 28 uye ndinotsvagawo shamwarirume yekuwadzana nayo. Ndinoda kutangira pamakore 38 kusvika 40. Ndine mwana 1, nhare yangu 0784 255 156.
*****
Ndiri murume ane makore 32, ndodawo musikana ane makore 18 kusvika 25 asiri pamushonga uye anoda imba. Matsotsi musatipedzere nguva. Nhare yangu 0778 782 054.
*****
Makadii? Ndiri murume makore 39, ndoda mudzimai ane makore 33 – 34 ane mwana mumwe. Anofarira kumusha uye anozoita zvandinoda asi tsotsi kwete. Anoda ndibate pa0786 061 244.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 36, ndinotsvagawo shamwarirume pane zvose ine makore 43 kana 44. Handirware, ndinoshanda uye ndine vana asi ngaavewo anoshanda. Nhare yangu 0774 720 665.
*****
Ndiri kutsvaga mukadzi wekuroora ane mwana 1 kana 2 uye ane makore kubva 28 kusvika 33, anoenda kumasowe. Fonai kana sms pa0779 953 063.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 33 nemwana 1. Ndinotsvagawo murume ane makore 35 kusvika 38 ane mwana 1 kana 2 asiri pachirongwa ari pachokwadi chekuvaka imba. Ndaneta nematsotsi, andifarira nhamba dzangu 0778 053 760.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 27 nemwana 1. Ndinotsvagawo murume ane makore 33 zvichikwira. Ngaandibate pa0776 134 243.
*****
Ini ndine makore 30, ndotsvakawo murume kubvira pamakore 31 kusvika 35. Andifarirawo ngaandibate pa0784 149 918.
*****
Makasimba here? Ndiri murume ane makore 30, ndotsvagawo mukadzi wekuroora ane makore 20 – 25 akavimbika, matsotsi kwete. Nhare yangu 0778 323 817.
*****
Makadi veKwayedza? Ini ndiri mukomana ane makore 23 ekuberekwa, ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 20. Andifarira ngaandibate pa0775 0617 58. Ndinoshanda pakambani. Ndatenda, ndibatsireiwo Kwayedza.
*****
Ndodawo musikana ane makore 18 – 25 asina mwana, handina kumboroora. Ndine makore 34 uye ndinoda anoenda kuchechi. Vaera Moyo kwete, ngaave anoda kugara kumusha kumaruwa, anotya Mwari uye akakurira kumusha. Nhare yangu 0718 502 810.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 31 nevana vaviri. Ndotsvagawo mukadzi wekuwadzana naye ane makore 33 zvichidzika ane vana vake. Andifarira nhare yangu 0774 109 239.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 31 nevana vaviri. Ndotsvagawo mukadzi ane makore 33 zvichidzika ari negative. Nhare yangu 0716 867 361.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri murume ane makore 44, ndotsvagawo mudzimai ane mwana mumwechete kana asina. Ngaave ane makore 30 – 40 ari pamushonga uye anoda zvemba achifarira kumusha. Ndanzwa nekusangana nematsotsi, andida ngaandibate pa0713 036 835.
*****
Ndiri murume ane makore 25, ndinotsvaga musikana ane makore 18 – 20 ari pachokwadi. Ndiri muHarare, nhare yangu 0737 901 391.
*****
Makadiiko Kwayedza? Ndiri mukomana ane makore 30 ndinotsvagawo musikana akanaka anoshanda, ini ndinoshanda. Ngaave nemakore 18 – 29. Nhare yangu 0778 651 571.
*****
Vari kufona panhamba idzi 0712 796 501 chiregai, ndakamuwana wandaida makaita basa. Ndatenda.
*****
Makadini? Ndanyorera ndanyorerazve, ndishambadzeiwo. Ndiri murume ane makore 47 nevanasikana vaviri vakura. Ndogara muHarare uye ndotsvagawo mudzimai wewanano. Ada ndibate pa0785 368 815 totaurirana zvizhinji.
*****
Makadii? Ndotsvagawo mukadzi anoda zverudo ane makore 35, vanotamba nevanoda mari chimbomirai. Andifarira ngaandibate pa0783 685 677.
*****
Makadii? Ndiri mukomana ane makore 22, ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 21 kusvika 18. Ndinoshanda, zvizhinji totaura pa0787 571 890.
*****
Makadii veTishamwaridzane? Ndiri mudzimai ane makore 42 nevana 4, ndinotsvakawo murume ane makore 45 kusvika 55. Anotya Mwari, andida andibatewo pa0719 430 009.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 27, ndodawo musikana ane makore 18 kusvika 27. Anoda zvemba chero anoshanda ndomuda. Andida anondibata pa0771 772 873.

YAMBIRO PAMUSORO PETISHAMWARIDZANE

CHIRONGWA chino ndeche vanhu vari pachokwadi avo vari kutsvaga shamwari (penpals) pamwe neavo vari kutsvaga wekuroorana naye.
Naizvozvo vose vanotumira maSMS avo kuchirongwa chino ngavave vanhu vari pachokwadi uye voshandisa nhamba dzenharembozha dzavo chaidzo. Hachipo kuparadza dzimba dzevanhu nokudaro avo vakawanikwa nevakaroora havakurudzirwe kunyorera kuchirongwa ichi. — MUPEPETI.

Share This:

Sponsored Links

We value your opinion! Take a moment to complete our survey
<div class="survey-button-container" style="margin-left: -104px!important;"><a style="background-color: #da0000; position: fixed; color: #ffffff; transform: translateY(96%); text-decoration: none; padding: 12px 24px; border: none; border-radius: 4px;" href="https://www.surveymonkey.com/r/ZWTC6PG" target="blank">Take Survey</a></div>