Tsumo nemadimikira namukanya

07 Dec, 2018 - 00:12 0 Views

Kwayedza

Mhinduro yesvondo rapera:
Chaitemura chava kuseva.
Inotsananguva munhu uya aimboshaya uyo anenge ava kuwana.
Zvekuita:
Kutemura kuita sei?

Mhinduro: Kutemura kudya sadza usina usavi.
* * *
Svondo rino:
Kuziva ambuya huudzwa.
Kuti uzosvika pakuziva, unenge wawana akudzidzisa nekukutsanangurira.
Zvekuita:
Izwi rekuti “huudzwa” rinobatanidza mazwi maviri anoti: hunge + waudzwa. Nyora tsumo iyi patsva uchishandisa mazwi maviri aya.
* * *

Mhinduro svondo rinouya.
. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Share This:

Sponsored Links