Tsumo nemadimikira namukanya

26 Apr, 2019 - 00:04 0 Views

Kwayedza

Mhinduro yesvondo rapera:
Chatiza gumbo, musoro waona.
Kuti munhu uite chimwe chinhu, pane chaunenge waona chinokonzera zvawaita.
Zvekuita: Tsumo iyi inoreva zvakafanana neyekuti: Pane charirova, zizi harife ne. . .

Mhinduro: mhepo
* * *
Svondo rino:
Zvine manenji diro kuwa mumuti.
Zvinoshamisa kuti chinhu chinongosiitwa mazuva ose chizoramba kuitika kana kuti chizotadza kubudirira.
Zvekuita: Chii chinonzi diro?
* * *

Mhinduro svondo rinouya.
. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007

Share This:

Sponsored Links