Vazhinji votenga mweya

30 Nov, 2022 - 18:11 0 Views
Vazhinji votenga mweya Sekuru Chapola

Kwayedza

PREMIUM

Kingstone Mapupu

NYANZVI dzezvechivanhu dzinoti vanhu vakawanda vanozviti vanosvikirwa kana kuti vanobatwa nemweya vari kuita mweya iyi yekutenga kune vanoshereketa izvo zvinoguma zvava kupa matambudziko kumhuri dzavo.

Izvi zvinotevera kuwanda kwevanhu vari kuzviti vanosvikirwa kana kuti vanobatsira vanhu mumatambudziko nenzira dzechivanhu.

Sekuru Muchawa Chapola vemuHarare asi kumusha vachibva kunyika yeMalawi vanoti nekuda kwematambudziko akasiyana, vanhu vazhinji vava kuenda kunoita midzimu yekutenga kuti vagone kuita mari.

“Vanhu ngavasiyane netsika yekutenga midzimu kana kuti mashavi sezvo zviine matambudziko mune ramangwana. Hakuna shavi kana mudzimu unovapo pasina mweya wemunhu akafa, kureva kuti paunotengeserwa shavi kana mudzimu uri kupihwa mweya wemunhu akafa wausina hukama naye. Zviri pachena kuti u...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links