VeKwayedza ndanzwa nekutumirawo shambadzo yangu ndichishaya wandiri kuda. Ndiri mukadzi ane makore 27 . . .

11 Mar, 2016 - 00:03 0 Views

Kwayedza

HEVOI veKwayedza. Ndiri murume ane makore 30 okuberekwa uye ndinotsvaka mudzimai ane makore 27 kusvika 22 anoda kunotorwa ropa. Kana ane mwana ndinomuda asi ngaave asina kugarira mawoko uye anoziva chinangwa choupenyu achitya Mwari. Ini ndinozvishandira, anoda ngaandibate pa0774 973 267.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 34 nevana vaviri ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora, kuchata ari pachokwadi ane makore 43 kusvika 45. Ngaave anoshanda, ini ndoita basa remawoko. Nhare yangu 0777 717 741.
*****
VeKwayedza ndanzwa nekutumirawo shambadzo yangu ndichishaya wandiri kuda. Ndiri mukadzi ane makore 27 nevana 3 ndinotsvagawo murume wekuroorwa naye ane makore 32 zvichienda. Ari pachokwadi asina chirwere ndibate pa0777 107 937.
*****
Ndiri mukomana ane makore 23 ndinoda musikana wekuwadzana naye ane makore 18-22. Anoda ngaandipate pa0776 651 646.
*****
Ndiri mukomana ane makore 21 ndinotsvagawo musikana wekuroora kubva pamakore 18 — 20. Kana aripo ndibate pa0734 137 612, ndinobva kwaMutare.
*****
Ini ndiri mukomana ane makore 27 ekuberekwa ndinotsvagawo musikana wekuroora ane makore 18 kusvika 23. Fonai kana kutumira sms pa0782 829 100.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 30 nevana vaviri, ndiri kurarama neutachiona hweHIV uye ndinodawo murume ane makore 35 kusvika 40. Ngaave ari pachokwadi anotya Mwari anogara achifara. Vemasowe musafone zvenyu, nhare yangu 0779 011 686.
*****
Ndiri murume ane makore 39 ndakambonyorera kuchirongwa chino ndikawana matsotsi pamwe nevakadzi vevanhu. Ndiri kutsvagawo mukadzi anoda zvemba ari pachokwadi asi vakadzi vevanhu kwete ndapota hangu musafone zvenyu. Andifarira ngaandibate pa0777 655 703 chero ipi nguva zvayo.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 30 nevana vaviri, ndotsvagawo murume ane makore 35 zvichikwira ane vana vakewo uye ari kuda zvemba. Nhare yangu 0025 845 843 673.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 38 nevana vaviri ndinoda murume ane makore 40 – 45 asina utachiona hweHIV nekuti ini handina. Anondida ngaandibate pa0775 781 869 asi ngaave anogara kuKadoma, Chegutu kana Kwekwe. Matsotsi musafona, tambirai kure neni.
*****
Mhoroi veKwayedza? Ndiri murume ane makore 30 ndinodawo mukadzi wekuroora akavimbika anotya Mwari anoda zvemba asi vakadzi vevanhu nevanoda zvekutamba bodo. Andida ndibate pa0773 216 586.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 27 nemwana 1 ndodawo murume anoda zvekuroora. Ndinoita mabasa emawoko, kusona uye ndiri mucross-border. Nhare yangu 0771 314 317.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 36 nevana 2 ndinotsvagawo murume ari pachokwadi anoda zvekuroora. Varume vevanhu kwete, kana paine andifarira fona pa0778 215 286.
*****
Ndiri musikana ane makore 24 nemwana 1 ndinotsvagawo murume ari pachokwadi ari kuda zvemba. Ngaandibatewo pa0774 619 348.
*****
Ini ndiri murume ane makore makumi matatu nemana, ndinotsvagawo mukadzi ane makore makumi maviri nemashanu ari HIV negative. Ndine mwana ane makore mana ari musikana, ndinoera mhofu. Kumusha ndinobva kwaChihuri, kuMadziwa. Ndinoda mukadzi akanaka chiso, mwoyo nechimiro. Ngaandibate pa0774 226 777.
*****
Ini ndiri murume ane makore 33 nevana 2 ndinotsvagawo mukadzi ari pachokwadi. Nhare yangu 0736 629 367.
*****
Makadii veKwayedza? Ndingafara kana shambadzo yangu ikabuditswa. Ndiri musikana ane makore 18 ndinotsvagawo mukomana anoda zvekuroora akarongeka ane rudo uye asina hasha. Vanoputa, vanonwa doro kana vanochengeta ndebvu kwete. Ndinoda akazvipira kunotorwa ropa, andifarira ndibate pa0778 100 355.
*****
Ndiri mukomana ane makore 30 ndodawo chero mudzimai wekuroora ane makore 40 zvichidzika. Anoda zvemba anondibata pa0776 672 079.
*****
Ndinotsvagawo mudzimai ane makore 30
kusvika 40, ini ndine 45. Mukobvu, mutsvuku ari HIV negative ngaandibate pa0773 752 928.
*****
Makadini veKwayedza? Ini ndiri murume ane makore 25 okuberekwa nemwana 1 ndinotsvakawo mudzimai wekuroora ane makore 23 zvichidzika ari pachokwadi. Vanotamba kwete, andifarira ngaandibate pa0783 688 209.
*****
Ndiri mukomana ane makore 23, ndinoshanda kuMasvingo uye ndinodawo musikana mutsvuku, munaku mutete anonamata ari pachokwadi. Ndinobatika pa0784 477 988.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri mukadzi ane makore 29 ndinodawo murume ane makore 31 kusvika 40. Nhare yangu0733 077 112.
*****
Ndoda musikana ane makore 18 kusvika 24. Nhare yangu 0778 403 401.
*****
Makadii veKwayedza? Ndiri mukomana ane makore 21 ndotsvakawo musikana ane makore 19 zvichidzika ari HIV negative uye anotya Mwari. Anenge andifarira anondibata pa0779 234 488.
*****
Makadini veKwayedza? Ndiri mudzimai ane makore 27 nevana 2, ndinotsvagawo murume anoda zvekuroora ane vana vakewo. Ari pachokwadi anoda ngaandibate pa0777 908 597.
*****
Ndiri mukadzi ane makore 31 nevana 2 ndoda murume ari pachokwadi ane makore 37—50. Andibate pa0718 493 032.
*****
Ndanzwa nokunyorera kuchirongwa chino asi handisati ndaona shambadzo yangu ichiburitswa. Ini ndiri murume ane makore 32 ndinotsvagawo mukadzi wokuroora ane makore 19 kusvika 30 kana ane mwana wake mumwe chete. Ndinobatika pa0716 508 584.
Ndiri murume ane makore 44 ndotsvagawo mudzimai ane makore 24 kusvika 32, anoda zvemusha uye anoshanda. Ngaave ari HIV+ asi asingataridzike. Ndobatika pa0771 009 886.
*****
Makasimba here veKwayedza? Ndibatsireiwo, ini ndiri jaya rine makore 24 ekuberekwa ndinotsvagawo musikana ane makore 18-22 anoda zvemba. Ndinobatika pa0777 801 997.
*****
Ndiri mudzimai ane makore 23 nevana 2, ndinotsvaga murume anondiroora ari pachokwadi. Anondibata pa0734 781 435.
*****
Makasimba here? Ndiri mukomana ane makore 28 ndotsvakawo musikana ari pachokwadi ane makore 18-26 okuberekwa. Ndinobatika pa0717 876 169.
*****
Ndiri murume ane makore 35 ndinotsvakawo shamwarikadzi inoshanda kana kuzvishandira. Ini handishande, ane makore 27 – 35 ngaafone pa0773 280 477.
*****
Ndiri murume ane makore 30 okuberekwa nemwana mumwe chete uye ndinotsvagawo mudzimai ane makore 24 kusvika 27 anoda zvekuroorwa. Nhare yangu 0773 015 780.
*****
Makadii? Ini ndiri murume ane makore 31 ndotsvakawo mukadzi anoda kuwanikwa. Ndibatei pa0716 721 334 asi matsotsi musafone zvenyu.
*****
Makadii veKwayedza? Pamberi nebasa! Ini ndiri murume ane makore 33 uye ndinotsvaga mukadzi wekuroora ari pachokwadi ane mwana 1 kana asina. Ndinogara kwaMurehwa ndichiita basa rekurima fodya. Ndine mwana mumwe, andifarira ndibate pa0784 913 615 asi vanotamba kwete. Tumirai masms, ndatenda.
*****
Ndiri murume ane makore 40, ndinodawo mukadzi mudhafu chaizvo wokushamwaridzana naye. Ngaave anopfeka saizi 44 yeskirt zvichikwira ane makore 30 kusvika 42 ari HIV negative. Ndine vana 2, anoda zvake ngaandibate pa0772 608 570.
*****
Makadii veKwayedza? Nguva yadarika ndakanyorawo sms yangu asi handinawo kuona payakashambadzwawo.
Ndiri mukomana ane makore 20 ekuberekwa uye ndotsvagawo musikana ane makore18-19. Ngaave ari pachokwadi nekuda imba basa ngaandibate pa0777 527 569.

Share This:

Sponsored Links