YAMBIRO: Mifananidzo ino inotyisa  

14 May, 2024 - 16:05 0 Views
YAMBIRO: Mifananidzo ino inotyisa   Blessing Mudimu mushure mekuzvicheka dumbu nebanga

Mukomana wechidiki, uyo anozivikanwa nezita remadunhurirwa rekuti Bee Marabha mubasa rake rekugera vanhu misoro kuChegutu uye achitora zvinodhaka, anonzi azvicheka nebanga padumbu hura hukabuda kunze achiti ari kuda kuburitsa katsi iri mudumbu make. Azotakurwa kuendwa naye kuchipatara cheko asi afira munzira. Babamudiki vake, VaJealous Kauzwe, avo vanoshanda kuChakari, kuKadoma, vanotsinhira nyaya iyi. Zvakawanda zviri kutevera . . .

Share This:

Sponsored Links