Zim yagadzira nhomba yeJanuary Disease

30 Nov, 2022 - 16:11 0 Views
Zim yagadzira nhomba yeJanuary Disease Mombe

Kwayedza

PREMIUM

Samuel Kadungure

ZIMBABWE yave nebudiriro huru zvichitevera kugadzira kwayaita mushonga mutsva wenhomba unotarisirwa kupedza dambudziko rechirwere cheJanuary Disease icho chauraya mombe 500 000 dzinokosha US$175 miriyoni kubva mugore ra2017 kusvika 2019.

Mushonga uyu unodaidzwa kuti Bolvac vaccine wakagadzirwa nebazi reDepartment of Veterinary Services (DVS) richibatsirwa nerutsigirwo rwemari kubva kuHurumende nemamwe mapoka.

Chief director weDVS, Dr Josphat Nyika, vanoti mishonga iyi inokwana 20 000 yakatogadzirwa uye ichatanga kushandiswa munzvimbo dzinonetsa chirwere ichi dzinosanganisira kudunhu reManicaland apo mombe dzichabaiwa nhomba pachena.

Zvakadai, chirongwa ichi chaifanirwa kutanga nemusi weChipiri chadarika asi chakapfuudzwa kumberi.

Hurumende inotarisirwa kunge yagadzira...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links