‘Zimbabwe ine mukana wekuenda kuWC’

28 Nov, 2022 - 09:11 0 Views
‘Zimbabwe ine mukana wekuenda kuWC’ Carlos Max

Kwayedza

PREMIUM

Abel Ndooka

SHASHA yakambonetsa munhabvu – Carlos ‘Murehwa’ Max – anoti anoshuvira kuona maWarriors achimbotambawo kumutambo weFIFA World Cup uye hakuna chinotadzisa chikwata ichi kuenda kumakwishu aya sezvo chizere nevatambi vanotamba nhabvu inonwisa mvura kunyika dzinosanganisira dziri kuEurope.

Apo mutambo World Cup uri kuenderera mberi kuQatar, Africa iri kumirirwa nenyika shanu dzinoti Senegal, Ghana, Tunisia, Morocco neCameroon.

Murehwa, uyo akambotambira maWarriors, anoti hakuna chinotadzisa chikwata chenyika ichi kuenda kuWorld Cup asi hunge kana zvinhu zvose zvakarongeka.

“Iye zvino senyika takakomborerwa kuti tine vatambi vakawanda vari kutambira nhabvu yavo kuEurope muzvikwata zvikuru saka kana tikarongeka tinoenda kuWorld Cup.

“Chiremerera chikuru kuona nyika yedu ichitamba kuWorld Cup, todawo kuiona iriko saka zvinoda mushandirapamwe kuti zvigokwanisika kuitika.

“Asi chekutanga ndechekuti ngatirwis...

Please subscribe to view this content.

Share This:

Sponsored Links