Ziva

05 Apr, 2019 - 00:04 0 Views

Kwayedza

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti tsetse fly/mhesvi. Vamwe vanoti mbuwo kana kuti mbuwe.

Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi:

Tsetsefly/mbuwo – Tawanda Chtazi, Mutare.

Chiwuwo – R. Humbasha Soko Wafawanaka, Unit M, Seke, Chitungwiza, 0773 910 025.

Chin’ono – Alvin Guvuriro, Grade 6, St Joseph’s Hama Primary School, Chirumanzu.

Chin’ono – Akudzwe Mukwapuna, Grade 1 St Joseph’s Hama Primary School, Chirumanzu.

Chin’ono – Akatida Mukwapuna, Grade 3, St Joseph’s Hama Primary School, Chirumanzu.

Chikwekwe – Ashley Kamba, Nyarukunda Primary School, Madziwa, Bindura.

Mbuwo/tsestefly – Buju, Chitamba Farm, Gan’a.

Tsetsefly/mbuvo – Livson Viri, Komani Estate.

Vuvu/tsetsefly – Gerry Tafi, DV, Mutare.

Mhesvi/tsetsefly – 17649 S.Store, K/5, Hre.

Mbuwo – Kay-one, Chinhoyi.

Tsetsefly/vuvu – Ziko Besa Moyo.

Mbuve/mbuwo – Boss Nie-Huc paGlen Norah A, Hre.

Tsetsefly/Mbuwo/Dunzi – 0714 197 447.

Vuvu – Michael Muzembi, Masvingo.

Tsetse fly – 0713 328 232.

Tsetse fly/mhesvi – Gilbert, Murewa.

Tsetse fly – Gerald Nechipote, Melfort.

Tsetsefly/umhutu – Tom Lawrence, Waterfalls, Mainway.

Tsetse fly/mbuwo – Hwihwo, Manyame.

Tsetse/gunura – Mambo A, Hatcliffe.

Tsetse fly/vuvo – Mandla Ncube, Granary Park, Harare.

Mbuwe, dunze, vuvu/tsetse fly – Nkosana Sibanda, Mbare, Rufaro.

Vuvu/tsestefly C – Chikove, Shurugwi.

Idunzi – Mitchel M, kuAvonlea.

Tsetse/tsetse fly – 0776 656 128, Mr TR. Martins.

Tsetse fly – Oscar Mrewa Dzuda, Turf, Mhondoro-Ngezi.

Vuvu – Mai Tawananysha, Ngezi.

* * *

Kapuka aka kanoruma nekusveta ropa sezvinongoita inda. Kanonzi chii?

* * *

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links