Kwayedza
MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti gaka. Kana awanda anonzi magaka.
Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi:
Gaka – Ashley Magwera, Southlands Park.
Gake/magake – Cosam Dzingirayi Nee Chifamba, Gutu Mpandawana, 0782 480 993/0737 521 691.
Gaka – 0772 410 573.
Gaka – Kassim Saidi, 2848 New Bluffhill, Westgate 0778 727 765 or 0786 288 543.
Manganganga – 0715 328 224.
Magaka – Mumu Chimonyo, Nyanga.
Gaka/nganganga – Mashoko Chikuku, Chidyamakono School, Dhumbe Hatiruzivi Village, Chivi.
Gaka – S. Store 17649, K/5, Hre.
Gaka – Akatida Mukwapuna, Grade 3, St Joseph’s Hama Primary School, Chirumanzu.
Shonja/gaka – Solomon Mazarura, Kagonda, Nyapfunde, Mudzi.
Gaka – Jairos Bingwani, Unity O, Seke, Chitungwiza, 0775 353 923.
Gaka – Marshal Vheremu, East View Parj, Hre.
Gaka/gachika – Mai Davie, Zengeza 3.
Gaka – Ivana Sithole, Kuwadzana Extension.
Gaka – Sizoluhle Dhliwayo, Budiriro 5 Extension.
Gaka – 0715 674 606.
Gaka – Gilbert, Murewa.
Mashonja – Memory Kanokwiza, Mutoko Centre.
Gaka – Saidi Blessing, Karoi.
Gaka – Kassim Saidi, 2848 New Bluffhill, Westgate.
Gaka – Boss Danger, Chizura Primary School, Mt Darwin Chihwata.
Mashonja/magaka – Nyadawa Padenje, Uzumba.
Gaka – Tapiwa Shambare, Lusaka, Highfield, Harare, 0771 815 264.
Gaka – Kimberely Matibiri, Milestone Academy, Waterfalls.
Gaka – Clive Kandulo, DZ.
Shonja/gaka – Nyashadzamwari Kawere, Mutoko.
Gaka – 0713 849 937.
Gaka – Ruzvidzo Chihwiso, Frasser Rd, Waterfalls.
Gaka – Faines Chareka, Murewa.
Gaka – Bothwell Siment, Madziva.
Gaka – Angeline Mugova, Nharire, Mutoko.
Gaka – Mabute Peter Ngwarati, Nembudziya.
Gachika – Mabhena Special, Dora Dombo, Mutare.
Gaka – Onias Nhamburo, Chigogodza Township, Mrehwa.
Gaka – 0786 532 276.
Gaka – Baba Theophilus Katombo Farm, Marondera.
Gaka – Phil M.
Gaka – Ali Chimumba, Glendale.
PachiNdau ihlakahla/gachika – 0773 586 047.
Magaka – Isaac Madimbire, DZ Ext.
Gaka/nganganga – Sir Gonese Topmarks School, Southlea Park, 0779 824 081.
Gake – Rudorwashe Mafukidze, Grade 6B, Gwarusonde Primary, Gokwe.
Igaka – Nomatter Fuzani, Marlborough.
Gaka – Tafadzwa Marume, Mukumba Village, Mahusekwa G/Point.
Gaka – Joseph Custon, Epworth.
Gaka – 0778 198 109.
Gake – C Chikove, Shurugwi.
* * *
Chinhu ichi chinoshandiswa kuteya nekubata mbeva, makonzo kana shiri. Chinonzi chii?
* * *
Onai mhinduro svondo rinouya.
. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.