Ziva

07 Jun, 2019 - 00:06 0 Views

Kwayedza

MHINDURO yemufananidzo wesvondo rapera ndeinoti chiredzo kana kuti chirauro.

Hedzinoi dzimwe dzemhinduro dzakabva kuvamwe vaverengi:

Chirauro/chiredzo – Nyashadzamwari Kawere, Mutoko.

Chirauro – Gilbert Kachidza, Kapotesa School, Mudzi.

Chirauro/chiredzo – Stephen Ngirazi, Mungate, Domboshava.

Chirauro – Willard Mazarura, Chiota Village, Mudzi.

Chirauro – Leone T Maera, St Francis High, Chegutu.

Chirauro/chiredzo – Mutondo Nyasha, Mutayaunga Village.

Chirauro – Edson Kataya, 0786 706 938.

Chirauro – Routledge Danai Mahupete, Grade 6.

Chirauro – Albert Makumire, Garan’anga Rd, Epworth, 0775 266 293.

Chirauro/chiredzo – Trymore Mutsindikwa, Manyame Park, Chitungwiza.

Chirauro – Jairos Bingwani, Unity O, Seke, Chitungwiza, 0775 353 923.

Chiredzo – Milton Mutema.

Chirauro – Mai Chikata, John 3, Odzi.

Chirauro – Moleen Chindedza, Zengeza 3, Chitungwiza.

Chiredzo – Pierre Mukora, Budiriro 5A, Harare, Zimbabwe.

Chirauro – Tashie Tashie, Kotwa, Mudzi.

Chirauro – Knowledge Bell, 0774 265 158, Marondera.

Chirauro – Paida Moyo, Chegutu.

Chirauro – Mark Kambuzuma, Glen Norah A, Hre.

Chiredzo – 0718 629 437.

Chirauro – Nyadawa Padenje, Uzumba.

Chiredzo – Valeridian Mashaka, Masvosva, Rusape.

Chiyedzo/chirauro – Oliver Taambidza, Bocha Buwerimwe.

Chirauro/chiredzo – Madzibaba Petros, Hauna.

* * *

Mudziyo uri pamufananidzo uyu unoshandiswa kudzvurira zvinhu zvakaita sezviyo, mhunga, nzungu, mapfunde kana mupunga. Unonzi chii?

* * *

Onai mhinduro svondo rinouya.

. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.

Share This:

Sponsored Links