Uncategorized

Zvakarasika nezvakawanikwa

19 Nov, 2020 - 16:11 0 Views

Kwayedza

KUTANGA svondo rino, Kwayedza — yakabatana nemapurisa eZimbabwe Rupublic Police — ichange ichikuzivisai pamusoro pezvinhu zvakarasika nezvakawanikwa.

Danho iri richaita kuti vanhu vaitirwe nyore nekuwana zvinhu zvavo zvinenge zvabiwa kana kurasika.
Zvitupa zvevanhu vanotevera nemakadhi ekubhanga zvimwe zvezvakawanikwa muguta reHarare.

Tatenda Muhula ID 63-2140541 H 63
Sibanesenkosi Sibanda ID 08-2034320 N 41 (Bulawayo)
Keith Qiniso Bizabani ID 63-2152727 D 70 (Harare)
Roy Chiumba ID 24-153928 T 70 (Zvimba)
Kathleen Malunga ID 59-191356 E 70 (Chegutu).
Tongesai Pangenyama ID 59-103304 W 59 (Seke)
Anniegrace Gundumura ID 59-102423 N 75 (Harare)
Mercy Chabeta ID 25-130093 S 38 (Murewa)
Givas Mupinda ID 37-108433 C 26 (Kariba)
Hellen Siyenza ID 63-1431335 G 44 (Chimanimani)
Darlington Sabau ID 38-213286 E 38 (Hurungwe).
Whisper Tonderai Mare ID 59-072273 R 43 (Harare)
Willard Bhero ID 59-146368 E 49 (Seke)
Mathew Gondo ID 59-082552 P 25 (Goromonzi)
Collins Rateyiwa ID 42-2000497 R 42 (Makoni)
Precious Cheza ID 63-2062749 B 25 (Harare)
Marvellous Simbarashe Chirinhe ID 59-138853 L 59 (Seke).
Tanatswa Marara ID 63-2031117 T 18 (Harare)
Praise Tapiwa Nheta ID 43-2039666 G 80 (Marondera)
Emily Damba ID 18-091270 Y 07 (Buhera)
Fanuel Tichaurawa ID 07-0064710 – 07 (Buhera)
Japson Mugwisi chitupa chekutyaira.

Makadhi ekubhengi akawanikwa:
NMB raChaurura uye nemamwe eFBC NMB, NBS, Banc ABC nechitupa chakadzimika zita chiine mufananidzo wechidzimai.

Pauline Nyamweda wekwaNyamweda, kuMhondoro akarasa chikwama chaiva nezvitupa nemakadhi ekubhengi. Vanenge vazviwana ngavamubate panhare dzinoti 0773 115 578.

Varidzi vezvitupa izvi nemakadhi ekubhengi vanokwanisa kuuya kumahofisi eKwayedza ari paHerald House panosangana migwagwa George Silundika naSam Nujoma, muguta reHarare.
Vanogona zvakare kuridza nhare pa0772 107 421 kana 0719 107 421.

Share This:

Sponsored Links