Kwayedza

Akazviuraya apomerwa kuba foni

PREMIUM

Lovemore Kadzura

MUKOMANA ane makore 21 okuberekwa, uyo anga achiita Form 4 paRuhwerimwe Secondary School iri kwaMakoni, kwaRusape, akazviuraya svondo radarika mushure mekupomerwa mhosva yekuba nhare yemumwe mudzidzi.

Andrew Mawone wemumusha waMupambawahle anonzi akarambisisa mhosva yaaipomerwa iyi ndokuzonyangarika kubva pamusha wevabereki vake apo mutumbi wake wakazoonekwa akazvisungirira mumuti musango riri pedyo.

Vadzidzisi, vamwe vana vechikoro nevabereki vake vanonzi vose vakagutsikana kuti Mawone akanga aba nhare iyi.

Mutauriri wemapurisa kudunhu reManicaland, Inspector Norbert Muzondo, vanotsinhira kuti Mawone akawanikwa akarembera pamuti wemugwavha.

“Musi wa17 Mbudzi, Andrew aive pamba nababa vake apo akashanyirwa nemumwe mudzidzi weForm 1 nababamukuru vake. Mudzidzi uyu ak...

Please subscribe to view this content.