Zvitsva

10 mins ago | November 29, 2022

Makudo opakura mapoto

Malven Mugadzikwa ari kwaMUREHWA MAKUDO anonzi amuka chibhebhenenga kwaMukarakate, ... Please subscribe to view this content.

18 hours ago | November 28, 2022

Mombe 16 dzarohwa nemheni

Leonard Ncube MHURI nhatu dzekuLupane dzasara dzapererwa mushure mekunge mombe dzav... Please subscribe to view this content.

Akazviuraya apomerwa kuba foni

Lovemore Kadzura MUKOMANA ane makore 21 okuberekwa, uyo anga achiita Form 4 paRuhwe... Please subscribe to view this content.

Mwana (13) wekumitisa mwana (9) anogona kusungwa

Debra Matabvu MAPURISA anogona kusunga mukomana ane makore 13 okuberekwa uyo ari ku... Please subscribe to view this content.

Aponda ‘girlfriend’ nekuirova nesimbi

Rejoyce Sibanda MUDZIMAI ane makore 26 okuberekwa wekuOld Pumula, kuBulawayo akafa ... Please subscribe to view this content.

3 days ago | November 26, 2022

Mwana (9) akamitiswa nabhudhi (13)

Rutendo Nyeve ONGORORO yemaDNA yakaitwa kuti pazivikanwe munhu akamitisa mwana musikana wekuTsholotsho ane makore ...

5 days ago | November 24, 2022

Gogo vanochengeta nzara dzemunhu mu’bag’

Arron Nyamayaro VANHU vaive paChitungwiza Magistrates’ Court nezuro vakaona bhaisikopo remahara apo Gogo Plaxedes ...

‘Vanoba zvePfumvudza hokoyo’

Muchaneta Chimuka KAMBANI yeGrain Marketing Board (GMB) yabatana neAgritex pamwe mapurisa eZimbabwe Republic Police ...

6 days ago | November 23, 2022

Muporofita aroverwa tsanangudzo dzenhema

Karen Mhlanga MUMWE muporofita akazvindikitwa mushure mekupa tsanangudzo dzekunyepa senzira yekuda kuparadzanisa imwe ...

3 varohwa nemheni

Caroline Mutsawu VANHU vatatu – vaviri vekuLupane nemumwe wekuBinga – svondo radarika vakarohwa nemheni vakafa uye ...

N’anga yaroverwa bere rekudya vanhu

Kingstone Mapupu N’ANGA yekwaMatara, kwaMambo Nhema kuZaka, yakaitwa kafiramberi mushure mekupomerwa kuti ndiyo ...

1 week ago | November 22, 2022

Makore 14 achigara mu’ceiling’

Arron Nyamayaro MUKADZI wekuZengeza, kuChitungwiza akaita mazuva mashanu achigara nechitunha chemurume wake mumba, icho ...

Mudzimai (63) abara mwana

Flora Fadzai Sibanda MUNYAYA inoshamisa, mudzimai wekuBulawayo ane makore 63 okuberekwa akabara mwana kuburikidza ...

Mwana afira pakiriniki ‘gadhi’ aoma musoro

Mashudu Mambo MUNYAYA inorwadza zvikuru, mwana ane gore rimwe chete nemwedzi mitanhatu yekuberekwa wekuSilobini akafira ...

Aponda mwana (8), ndokumubata chibharo

Kingstone Mapupu MUKOMANA ane makore 17 okuberekwa wekwaSabhuku Longwe, kuInyathi, kuMatabeleland North akasungwa ...

1 week ago | November 21, 2022

Mwana (13) abuda mukanwa megarwe

Freedom Mutanda MWANA mukomana ane makore 13 okuberekwa wekuChecheche, kuChipinge akashinga kurwisana negarwe iro rainge ...

Adzipa mukadzi, ndokumudhonora nesando

Lorraine Mathe MURUME ane makore 36 okuberekwa wemumusha wePumula South, kuBulawayo akasungwa achipomerwa mhosva ...

Ndururani dzauraya chipembere

Luthando Mapepa NDURURANI dzevanhu vanovhima mhuka zvisiri pamutemo nguva pfupi yadarika vakauraya chipembere, ...

Apwanya nhare yemudiwa wake neshanje

Mashudu Mambo MURUME wekuBulawayo atongerwa kufondoka kwemaawa 245 pasina mubhadharo zvichitevera kubatwa kwaaitwa ...

2 weeks ago | November 18, 2022

Mumwezve mwana (9) amitiswa

Fungai Lupande MWANA musikana ane makore mapfumbamwe okuberekwa wepane rimwe purazi rekuBindura ane pamuviri pava ...