Chirongwa chekutoresa magwaro chorumbidzwa

Muchaneta Chimuka MASANGANO anorwirwa kodzero dzevana orumbidza Hurumende nematanho airi kutora ekuona kuti vana vawaniswa magwaro ekuzvarwa kuburikidza nenzira iri nyore, zvikuru panguva ino yekurwisa kupararira kwechirwere cheCovid-19. Izvi zvakabuda pagungano rakaitwa nemasangano aya kwemazuva maviri muguta reHarare. Munguva pfupi iri kutevera, zvikwata zvevashandi vehofisi yekwamudzviti zvichafamba kumativi mana enyika vachitoresa magwaro ekuzvarwa kwevana, zvitupa … Continue reading Chirongwa chekutoresa magwaro chorumbidzwa