VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana patrick.shamba@zimpapers.co.zw. Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.
* * *
MHINDURO DZESVONDO RAPERA:
Tipe sungawirirano inoenderana nezita riri kutsanangurwa nechipauro.
- mago – matema
- chingwa – chichena
- zai – hombe
- nzeve – refu
- ndebvu – refu
* * *
ZVAKABVA KUVAVERENGI:
Lawrence Tom, Waterfalls Mainway – 1. mago – matema; 2. chingwa – chichena; 3. zai – hombe; 4. nzeve – refu; 5. ndebvu – refu.
* * *
0784 791 197, Mai Promise – Kutemura kudya sadza risina muriwo kana muto.
* * *
Gilbert Kachidza, Kapotesa Primary School, Mudzi – 1. mago – matema; 2. chingwa – chijena; 3. zai – huru; 4. nzeve – refu; 5. ndebvu – ndefu.
* * *
Loice Kavhai, Darwin – 1. mago – matema; 2. chingwa – chichena; 3. zai – hombe; 4. nzeve – refu; 5. ndebvu – refu.
* * *
0772 915 067 – 1. mago – dema; 2. chingwa – chichena; 3. zai – hombe; 4. nzeve – refu; 5. ndebvu – refu.
* * *
Tecla Marovhu, Harare – 1. hadzi; 2. gadzi; 3. refu; 4. guhu; 5. dema.
* * *
Lawrence Tom, Waterfalls Mainway – Kutemura unenge waimbodya sadza risina muriwo kana kunwa putugadzike isina sugar.
* * *
Getrude Natasha Tavarwisa – Kudya sadza risina muriwo.
ZVEKUITA:
Tipe sungawirirano inoenderana nezita riri kutsanangurwa nechipauro.
- gumbeze – tiki/diki
- bhodho – zihombe/hombe
- bhazi – guru/kuru
- munda – murefu/urefu
- gava – chena/jena
* * *
Onai mhinduro svondo rinouya.
. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.
* * *
Mhinduro svondo rinouya.
. Tumirai mhinduro panhare dzinoti: 0714 200 007