VANA vechikoro, hounoi mukana wekupota muchitumira mibvunzo yenyu kuKwayedza tibatsirane kuti Shona ireruke. Tumirai mibvunzo yenyu kuMupepeti nenhare dzinoti +263 714 200 007 kana e-mail inoti: kwayedza@zimpapers.co.zw kana patrick.shamba@zimpapers.co.zw Taura zita rako rizere, chikoro chako, giredhi, nenzvimbo inowanikwa chikoro chako.
* * *
MHINDURO DZESVONDO RAPERA:
Tipe rimwe zita rinoreva zvakafanana neiri:
- chikwekwe – chishambwe
- chisipiti – chitubu
- datya – dafi
- jobora – joona/johona
- dengu – tswanda
ZVAKABVA KUVAVERENGI:
Auxillia Munasireyi, Braeside Primary School – 1. chishambwe; 2. chitubu; 3. dafi; 4. choona; 5. tswanda
Natalie Mugabe, ZRP Braeside Primary School, 0717 022 085 – 1. chikuse; 2. tsime; 3. dafi; 4. kuruma; 5. tswanda
Makaure Pride, Mutasa Primary School, Highfield – 1. chinyamadari; 2. chinyamududuwi; 3. dafi; 4. johonya; 5. tswanda
Fiona Tembo Rukanda, Mutoko, Village 64 – chisipiti – chitubu.
Fiona Tembo Rukanda, Mutoko, Village 64 – 1. muti unobereka; 2. munhu anozvara; 3. mhuka zvakare inozvara
Fiona Tembo Rukanda, Mutoko Village 64 – 1. chikwekwe – gwekwe; 2. chisipiti – tsime; 3. datya – zura; 4. jobora – kudya; 5. dengu – tswanda
0771 340 226 – miti inobereka.
Elroi Nyamudoka, Marlborough High Sch – 1. chikwekwe – gupa; 2. chisipite – tsime; 3. datya – dafi; 4. jobora – kuruma; 5. dengu – tswanda.
0774 536 494 – 1. chikwekwe – chigupa; 2. chisipiti – chitubu; 3. datya – dzetse; 4. jobora; 5. dengu – tswanda.
0772 561 614 – 1. chikwekwe – chishambwe; 2. chisipiti – katsime; 3. dengu – tswanda
Chiribhani, Kadoma – 1. chishambwe; 2. chitubu; 3. dafi; 4. mugwara; 5. tswanda.
Michael Muzembi Masvingo – Miti inobereka.
0772 959 286 – Miti inobereka
0786 917 897 – Vanhu nemhuka vanobereka kana kuzvara, miti inobereka zvakare.
Jerry Kashiri, Mutare, 0773 019 167 – miti tinoti inobereka
Leighton Chikunichawa, Braeside Primary School – 1. chibako; 2. hepfu; 3. guru; 4. chikuwe; 5. chitsuvi.
Abigail Dzenga, Mutoko, Charehwa – Miti inobereka.
Chids Tapererwa – kubereka.
Trish Tapererwa – kudyarwa.
Kudzai Mambo, Grade 6, Epworth Primary – 1. chidari; 2. chitubu; 3. dafi; 4. ruma; 5. tswanda.
Emmanuel Mutero, 4 C, Mutasa School, Highfield – 1. chinyamadari; 2. chinyamududukwi; 3. dafi; 4. kujobora; 5. tswanda.
Cindy T. Mwareya, Braeside Primary School – 1. chinamira; 2. chitubu; 3. dafi; 4. ruma; 5. tswanda huru.
Andy J Mwayera, Braeside Primary School – 1. chinamira; 2. chitubu; 3. dafi; 4. ruma; 5. tswanda huru
Prince Pasi, Arcadia – 1. chisipiti – chitubu; 2. ?; 3. datya – zura; 4. jobora – kuruma; 5. dengu – tswanda
Mai Lastone Ndoro, Epworth – 1. chikwekwe – chidari; 2. chisipiti – tsime; 3. datya – dafi; 4. jobora – kuvuta; 5. dengu – tswanda
ZVEKUITA:
Tipe rimwe zita rinoreva zvakafanana neiri:
- demo –
- derere –
- ibwe –
- ziya –
- mbambaira –
* * *
Onai mhinduro svondo rinouya.
. Tumira mhinduro panhare dzinoti 0714 200 007.