Kwayedza

Duramazwi

MUSUMO – Aka kanogona kunge kari kahari  kedoro kanotanga kupihwa muridzi wemusha, kumuratidza kuti hwahwa hwave kuda kunwiwa. Musumo zvakare zvinogona kureva mashoko ekutanga anotaurwa kana vanhu vachipira mudzimu kana kuti mashoko anonyorwa kwekutanga kwebhuku.