NHAU DZEDZIDZO

1 month ago | January 31, 2024

‘Vechidiki vofarira basa rekugeza zvitunha’

Muchaneta Chimuka VECHIDIKI mazuva ano vanonzi vari kufarira kuita zvidzidzo zvekushongedza vafi izvo kare zvaiitwa ...

2 months ago | January 22, 2024

Ma’results’ eO-Level abuda

Munyori weKwayedza KANZURU yeZimbabwe School Examinations Council (Zimsec) nhasi yazivisa zvekubuda pabvunzo dzeOrdinary ...

2 months ago | January 19, 2024

474 vakarova chikoro pabvunzo dzeA-Level

Samuel Kadungure VADZIDZI vanosvika 474 vakanyora bvunzo dzeAdvanced Level dza2023 vakawana mapoinzi 15 zvichikwira — ...

2 months ago | January 15, 2024

Batsirai Carlos Mukombwe

Carlos Mukombwe, uyo ane dambudziko rekusanzwa, akanyora bvunzo dzeGrade 7 dzeZIMSEC gore rapera paBindura Salvation ...

2 months ago | January 9, 2024

‘Dzivirirai cholera muzvikoro’

Muchaneta Chimuka GURUKOTA rezvedzidzo yepuraimari nesekondari, VaTorerayi Moyo, vanoti zvakakosha kuti nharaunda ...

2 months ago | December 29, 2023

‘ECD ndiyo hwaro hwedzidzo’

Muchaneta Chimuka DZIDZO yeEarly Childhood Development (ECD) yakakosha zvikuru mubudiriro yeZimbabwe uye kuti nyika ...

4 months ago | November 1, 2023

Vana vapihwa mabhuku 1 000 ekuverenga

Fungai Lupande ZVIKORO zvina zvemuGuruve, kudunhu reMashonaland Central zvakawaniswa mabhuku ekuverenga anodarika 1 000 ...

5 months ago | October 16, 2023

Zvikoro zviri kuongororwa: Moyo

Muchaneta Chimuka HURUMENDE yakaisa zvikwata zvinosvika zana mumatunhu ose munyika izvo zviri kuongorora maringe nenyaya ...

5 months ago | October 14, 2023

‘Koshesai kodzero dzevakaremara’

Muchaneta Chimuka VERUZHINJI vokurudzirwa kukoshesa kodzero dzevanhu vakaremara uye kubvisa rusarura munharaunda ...

7 months ago | August 9, 2023

Hurumende yaunza budiriro kuBulawayo

Prosper Ndlovu naPeter Matika DUNHU reBulawayo rakaita zvinorova munyaya dzebudiriro mumakore mashanu adarika izvo ...

9 months ago | June 20, 2023

Utano hwepfungwa hwakakosha mudzidzo yevana

Muchaneta Chimuka WORLD Vision yakabatana nebazi redzidzo yepuraimari nesekondari muzvirongwa zvinosanganisira ...

9 months ago | May 31, 2023

‘CALA haisi kubviswa muzvikoro’

Debra Matabvu CHIKAMU cheContinuous Assessment Learning Activities (CALA) chakakosha pazvidzidzo zvepuraimari ...

10 months ago | May 8, 2023

2 000 vapinzwa chikoro neDelta

Muchaneta Chimuka PANGUVA iyo Delta Corporation iri kupemberera kusvitsa makore 125 yavambwa, kambani inogadzira ...

1 year ago | January 27, 2023

Bepanhau reKwayedza Dzidza rauya!

Munyori weKwayedza KWAYEDZA, iyo inove rimwe remapepanhau ari pasi pekambani huru mune zvenhau munyika muno, ...

1 year ago | January 23, 2023

Covid-19 yanyuka muzvikoro

Muchaneta Chimuka CHIRWERE cheCovid-19 chinonzi chaonekwa muzvikoro zvitatu, zvinosanganisira zvebhodhingi, zviri ...

1 year ago | January 17, 2023

Uyu ishasha uyu . . . ane ma’A’ 10 paA-Level

Tanyaradzwa Rusike naLatwell Nyangu MUKOMANA ane makore 19 ekuberekwa wepaRuya Adventist High School, Tadiwanashe ...

1 year ago | January 12, 2023

Hurumende yojekesa zvedzidzo yepachena

Nqobile Tshili HURUMENDE ichatanga hurongwa hwekuti vadzidzi vafunde pachena zvishoma nezvishoma kutanga gore rino apo ...

1 year ago | January 11, 2023

Glen View 1 High chikoro chenyanzvi

Muchaneta Chimuka AIVA makuwerere pachikoro cheGlen View 1 High nEmusi weChishanu apo chaitambidzwa chitupa chemubairo ...

1 year ago | December 13, 2022

‘Nzvimbo dzeForm 1 dziripo dzinokwana’

Nqobile Tshili naFlora Sibanda HURUMENDE inoti kune nzvimbo dzeForm 1 dzakawanda idzo dzinokwanisa kutora vana vose ...

1 year ago | December 8, 2022

Vana veSharon Cohen vafadzwa

Muchaneta Chimuka CHIKORO chevana vakaremara, vanosanganisira hurema hwemuuropi uye hwepanyama, cheSharon Cohen Special ...

We value your opinion! Take a moment to complete our survey