Kwayedza

Duramazwi

NHIMURAMUSWE – Iyi yaive nzira yaishandiswa nevarungu munguva yehutongi hwavo hweudzvanyiriri kuti vatapudze zvipfuyo zvevanhu vatema, apo vaidimbura miswe yedzimwe mombe kuti vagoziva kuti dzavachasiya padanga rimwe nerimwe ndedzipi.