Kwayedza

Duramazwi

PFUNDA – Uyu anogona kuve murume anenge akura chaizvo asina kuroora. Kupfunda zvinogona kureva zvakare kusunga chimwe chinhu kuti chibate kana kuti chichengetedzeke uye kana kupfunda mvura mumuromo isingamedzwi kana kusvipwa. –EndsPFUNDA – Uyu anogona kuve murume anenge akura chaizvo asina kuroora. Kupfunda zvinogona kureva zvakare kusunga chimwe chinhu kuti chibate kana kuti chichengetedzeke uye kana kupfunda mvura mumuromo isingamedzwi kana kusvipwa. – Ends