Kwayedza

Duramazwi

JAKWARA – UYU mutambo wekubatsirana kuita basa, sezvakaita kupura zviyo vanhu vachiimba nekunwa havo doro. Rimwe izwi rinovera zvakafanana neiri ndinhimbe.