Kwayedza

Duramazwi

MAMHEPO — Ichi chinogona kuve chirwere chinokonzerwa nekuroyiwa, chinoita kuti munhu apenge kana kurasa njere. Mamhepo zvinogona kureva zvakare kuita zvinhu zvisina musoro zvisingatarisirwe nevamwe.