Kwayedza

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti muimbi uyu – uyo ane mukurumbira munyika muno nekunze uye ari munyori wenziyo pamwe nemutambi wemadhirama uyo akatanga kuita mbiri mugore ra2004 mushure mekumirira Zimbabwe mumakwikwi eM-NET reality musical show — ndiani.

Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva muimbi uyu.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.