Ngoma Nehosho

5 days ago | January 24, 2020

‘Vanhurume zvibatei’

Muchaneta Chimuka MUIMBI ari kusimukira mumusambo weSungura, Dennis Nyakudya (33) wekuDomboshava anoti vanhurume ...

Muimbi akapona mutsaona 3

Abel Ndooka Tichaona Tasara akawanirwa nyasha muhupenyu hwake uye anorumbidza Mwari zvikuru zvichitevera kupona ...

2 weeks ago | January 17, 2020

Zviri mumhuri: Phil Zulu

Abel Ndooka MUIMBI weAfro-fusion, Phil Zulu, uyo anove dangwe reshasha yemusambo weMarabhi — Kireni Zulu — akaparura ...

3 weeks ago | January 10, 2020

Majeke azviita zvakare

Muchaneta Chimuka NYANZVI mumusambo weSungura, Herbert Majeke (34), akabura dambarefu idzva rinonzi “Zivai Nhumbi” iro ...

‘Mhanzi ngaishandure hupenyu hwevanhu’

Abel Ndooka MUIMBI wenziyo dzechitendero Tafadzwa Patience Chiminya — uyo vazhinji vanoziva saMai Zimi —  anoti mhanzi ...

3 weeks ago | January 7, 2020

Kapfupi otorwa mufananidzo

Shasha yemadhirama zvekare ari muimbi, Freddy “Kapfupi” Manjalima anotorwa mufananidzo aine mumwe wevanomufarira uyo ...

4 weeks ago | January 3, 2020

Mafirimu haana ‘chibhanzi’: Mazenge

Abel Ndooka SHASHA yekuekita mumafirimu, Talent Mazenge, anoti madzimai vari muindasitiri iyi pamwe neyemadhirama ...

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo ari kupisa mazuva ano ...

1 month ago | December 27, 2019

‘Batsirai vanotambudzika’

Abel Ndooka MUIMBI weAfro-fusion Lovemore Nherudzo — uyo vazhinji vanoziva saLovezh — anoti zvakakosha kuti vaimbi ...

Social media ngaisimudzire mhanzi

Malven Mugadzikwa MUIMBI ari kusimukira mumusambo wechitendero anoti zvakakosha kubatana nevaimbi vagara mune ...

2 months ago | December 6, 2019

Kuzvibata kwandichengeta: Kireni. . . mwanasikana (7) otevera matsimba

Abel Ndooka MAMBO wemusambo weMarabhi, Kireni Zulu, anoti kuzvibata muhupenyu hwake ndiko kwamuona achisvika paave zuva ...

Handisi kumira: Baba Harare

Malven Mugadzikwa MUIMBI ane mukurumbira wemusambo weJiti Braveman “Baba Harare” Chizvino anoti ari kuramba achipakura ...

2 months ago | November 29, 2019

‘Paridzai Mwari, kwete mari’

Malven Mugadzikwa VAIMBI vari kusimukira mumusambo wechitendero, vanoti chinamato chinofanirwa kudzokera pakare apo ...

Fembera fembera tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo ane mukurumbira ...

Mufushwa wemunyemba une dovi

MUFUSHWA wemunyemba kudya kunovaka muviri kubva pasichigare uko kwaiita kuti vakuru vekare vagare vakagwinya uye ...

2 months ago | November 25, 2019

Namtazz Music yauya nezvitsva

Malven Mugadzikwa VAIMBI vari kusimukira mumusambo wechitendero, vanoti chinamato chinofanirwa kudzokera pakare apo ...

2 months ago | November 22, 2019

Selmor otunzvaidzwa

Abel Ndooka MUIMBI weAfro-Jazz Selmor Mtukudzi orumbidzwa zvikuru nebasa raari kuita rekushanda nevamwe vaimbi vari ...

Ndichiripo: First Farai

Abel Ndooka MUIMBI weSungura Aliya Mwanambo — uyo vazhinji vanoziva saFirst Farai — anoti achirimo munyaya dzemhanzi uye ...

3 months ago | November 15, 2019

Zvinoreva Dhuterere

MUIMBI wemusambo wechitendero ari kupisa parizvino, Darlington “Mambo Dhuterere” Mutseta, anoti vatsigiri vemhanzi ...

3 months ago | November 8, 2019

Fembera-Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino — uyo ane mukurumbira ...