VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo akaita mukurumbira nechimwe chikwata kumakore ekuma1980 nenziyo dzinosanganisira Fundo Inokosha, Asante Sana naKuguta Kushanda uye ave kupinda imwe chechi – ndiani. Mhinduro ndeinoti KNOWLEDGE KUNENYATI uyo aimboimba neKasongo Band ndokuzovamba Muzokomba Movers.
Hedzino mhinduro dzakabva kune vamwe vaverengi:
NdiMukoma Ketai – 0772 844 380.
Ketai Muchawaya – 0773 216 716.
Knowledge Kunenyati neMuzokomba Movers – Amos Muzhizhizhi, Unit O, Seke, Chitungwiza.
Knowledge Kunenyati – 0716 039 688.
Knowledge Kunenyathi – Mr Momo.
Knolage Kunenyati Kasongo Band – @max munemo.
Knowledge Kunenyati – Dennis Chiponda, 21 Gomarara, Zengeza 1.
Knoledge Kunenyati – Nyadawa Padenje, Uzumba.
Richard Mapfuvamhandu neNyami Nyami – 0716 801 027/ 0776 390 460.
Knowledge Kunenyati – A.C.K, Harare.
Knwoledge Kunenyati – 0733 108 321.
Knowledge Kunenyati – Michael Muzembi, Masvingo paRank.
Knowledge Kunenyati – Machekeche Phil.
Knowladge Kunenyati – Elford Chayambuka Kamanika, Rushinga.
Knowledge Kulenyati – Shelton Maronga.
Knoledge Kunenyati – Dr Bomba.
Knowledge Kunenyati – 0776 386 539.
Cde Mukoma Ketai – Chids Boss Mashiri paGan’a.
Zex Manatsa – Ms P. Pachiti.
Ketai Muchawaya and Kasongo Band – Lutricia Hannah Chiganga, Mabvuku High School, 0774 766 661.
Knowldge Kunenyati avo vanopinda chechi yaZAOGA – Mr E. Mbewe, 0773 543 122.