Kwayedza

Fembera Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu — uyo anove chizvarwa chemuZimbabwe asi achiita zvemabhizimisi kunyika yeUnited Kingdom, arizve mudzimai wemumwe muimbi uye achangobva kusununguka mwana asi aimbove akaroorana nemumwezve muimbi ane mukurumbira munyika muno — ndiani.

Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva kuti munhu uyu ndiani.

Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.