Kwayedza

Fembera Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti munhu uyu — uyo anove muzvinhabhizimisi ane mukurumbira munyika muno uye anombobuda paFacebook achishaina nemazimari ake — ndiani.
Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva munhu uyu.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.