Kwayedza

Fembera Fembera Tione!

VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudze kuti muimbi watakaburitsa papeji rino – uyo anove mushakabvu uye aive nemukurumbira munyika muno nepasi rose pakuridza mbira zvekare ane kambo kakanetsa zvikuru kanonzi Makuwerere – ndiani.

Mhinduro ndeinoti MBUYA BEULAH DYOKO.

Vamwe vaiti ndiStella Chiweshe handizvo nokuti Mbuya Stella Chiweshe vapenyu.

Hedzinoi mhinduro dzakabva kune vamwe vaverengi:

Chioniso Maraire – Tapiwa Shambare, Lusaka, Highfield, Harare.

Chioniso – 0714 533 121.

Stella Chiweshe – 0715 681 957.

Chiwoniso Maraire – David Amisi, Mufakose.

Chioniso Maraire – Tsitsi Muchwinyi, Epworth, Harare.

Stella Chiweshe – 0777 131 286.

Chioneso Maraire – 0719 980 061.

Stera Chiweshe – 0713 663 160.

Chiwoniso Maraire – Chids Tapererwa, Kachuta, Guruve.

Chioniso Maraire – 0775 379 970.

Mbuya Stella Chiweshe – R. Humbasha Mukanya, Unit M, Seke, Chitungwiza, 0773 910 025.

Chiwoniso Maraire – Machekeche Phil.

Chioneso Maraire – 0772 629 088.

Stella Madhuve Chiweshe – 0772 749 950.

Mbuya Madhuve – Sinnyanne.

Stella Chiweshe – Mabhena Special, Dora Dombo, Mutare.

Stera Chiweshe – 0774 466 301.

Chiwoniso Maraire – P Mutume, Aphiri, Masvingo.

Stella Chiweshe – 0778 092 023.

Chionise Maraire – Ever Fero, Rusape.