Kwayedza

Fembera Fembera Tione!

VAVERENGI, tinoda kuti mufembere, mutiudze kuti mutambi uyu – uyo akaita mukurumbira munyaya dzemadhirama makore adarika uye pari zvino asiri kunzwa zvakanaka – ndiani.
Musapfuurwe neKwayedza resvondo rinouya kuti mugoziva mutambi uyu.
Tumirai mhinduro dzenyu panhamba dzinoti 0714 200 007.