Kwayedza

Fembera- Fembera Tione!


VAVERENGI, svondo rapera takati mufembere, mutiudzei kuti tsvarakadenga yatakaburitsa papeji rino ndiani. Takati tsvarakadenga iyi yakambokwikwidza mumakwikwi akawanda erunako, kusanganisira epasi rose, ikatora mikombe yakawanda.  Mhinduro chaiyo ndeinoti BRITA MASALETHULINI, uyo akambohwina mumakwikwi anosanganisira Miss Zimbabwe neMiss Malaika.
Pane muverengi mumwe chete akatumira mhinduro inoti:

Brita Masethuleni. — 0713 992 233.